Friday, December 19

General News

October 26, 2024

Album Lounch Ya Freeman Yodirwa Jecha

😂😂😂😂Ndiko kwako ikoko, enda unozunza magaroMildred Ncube kurwadziwa nei manje....munhu anoenda kwaanoda. Enda kuAlbum varambidzwa naniMildred Ncube ko Mai Tt vapinda papi pano pa page ra madam boss

October 25, 2024

Muimbi Mukuru Ku UK Pakashata

If u mean this as my fans kuti meemuchitamba kubva nhasi ndokumbirawo mumira kundadaidza nemazita aya haana chaanondipa .ndokudaiwo asi zivai kuti haasi wese anondifarira .iyo proffesionalism yacho hapana anotombondikunda mufunge ask any promoter !!! Asi hazvichinje kuti ndiri munhu and ndakabva muroad. Handingafare uchizama kundidzosa shure .this is my last post ndakudxokera           kumaSkits angu andikunakwa nawo mazuvano .zvemirinda endai kupepsi please paPage pangu unenge uchindiratidza ruvengo.ko ndikatanga kudzorera ruvengo irworwo muchati be humble what what ? Aiwa hatidaro shumba munoidenhera mucage sei muchivhunduka yabuda ? Last but not least as long am still the nicest person to everyone i meet ,as long as i still    

October 25, 2024

Tsaona Yakaipa Mota 20 Dzatungana

⚠️Limpopo    Casino Boulevard & Main Rd near Khoroni Hotel; Thohoyandou. Fatal Accident; Bus & Taxi Involved.🔴           All necessary services are on scene.     Nodaro unehama yausikuona sezvo kwakazara mazimba .. Mavideo mumastreet hazvivaraidze

October 25, 2024

Zodwa Opindura Hillary Makaya

Zozo anoratidza kubatikana nekunzi granny naHillary MakayaAnogobatikana nei , she is a gogo for real not kunyepa, musangode content nezvisina basaomg 🤣🤣🤣Koiye ndigranny kaaa vane mula chete

October 24, 2024

Nyathi Family Nhai Tenzi

Nyangwe une nhamo yakatsvuka sei hazvisi zvese zvaunofanirwa kutambira nekuti unopinda busy wakuitiswa yese yese unochiona..Ezvino kune weWig arikupopota kuti ndakapaMai Sixgani         wig sei asinawo kundiposta apa ivo vakati vakaitenga😂😂😂..Nhasi uno makundundurudzwa kumagaka akaora nenyaya yendege..Zvimwe its better kuzviitira mega mbijana mbijana ndege yacho maizongoikwira nemari dzenyu ende hapana kana one aizombouya achiti ndini ndakazovadai...Iyo imba           iyoyi lets hope hatizonzwe mitauro mitauro pamberi apo..Zvagara zvinhu zvekupihwa idambudziko..Anyway regai tinyarare tagara tongonzi ana Rokusi tumaghost tune bhita nebhayopola...GoodnightZvirinani kusimudzwa naMwari pane ku

October 23, 2024

Izvi Zvakaoma Chokwadi

Ku Bulawayo kana wakufa vakungotora video havachabatsira... tava ne back up page rinokandwa zvinopisa zvega zvega... Kana waona post follow iHarare Entertainment 🔞🔞🔞This is very traumatizing, pakubatsira vanhu moita         mavideo ko moyo yenyu haigwadzivo here veduwee, tisadero hama vadikani zvinhu zvinovhundusa kudai, watora video racho unorishandiseiMakudo musatanyoko busy kutora video munhu achifa

October 23, 2024

Shugeta Ovhura Huru

    Man sometimes wana burn the fat vari mu Sauna havo sharing the sweat vachitaura nhunha dzeupenyu vari musvo🤣🤣🤣🤣🤣🤣             Vachidongorerana masvada🤣🤣🤣🤣Hahahaha never mess with Tate... iri isvikoro 🤣🤣🤣🤣😌 anyway let me take my sit and enjoy the show🫡😂😂🤣🤣ungat vari padiv vakashama

October 23, 2024

Yabatwa Hanzvadzi Ya Terrance Ichirova Zvayo Yekedero Musango

Zve vanhu vanofarira kukanganisa vanhu vanenge vachizvi nakira musango zvichapera riniko These guys one day they will come across munhu achambovarova zvekuti because vanojairira vanhu Vabata hanzvadzi ya Terrence Yanga yazviwanira dhunda wayo and decided to enjoy the cake pakati pesango The pain yeku batwa usati Wapedza unoita kunge warohwa ne chitima kkkk.     Bhurugwa ra babe ndo razopedza ma sports rinongoda mozvionera mega video racho chivhara ngozi chekwani Vakuda kuona video yacho iriku chaos telegram kana usiko click link above to join

October 21, 2024

Emmerson Mnangagwa Glenara Road Accident

Several people were injured this morning near the intersection of Glenara and Emmerson Mnangagwa Road in Harare when a commuter omnibus overturned and landed on its side.          Eyewitnesses say the commuter omnibus which had 18 passengers on board was heading towards Chisipite from the Harare Central Business District.

October 21, 2024

Scot Kupa Sakupwanya Mabvuku Mp Avhura Huru

"I will pour more money for your incentives if you score more goals and win matches": says Scottland FC owner and gold dealer Scott Sakupwanya promising his players.         /Addressing the players he said: "Gobhora rega rega rinenge riri US$200 doraz. Mukagowesa more than 5 mukuwana ma US$1,500 per each player. ndongobvisa one chi bar.IPicture Credit: Scottland FC

306 307 308 309 310