Monday, June 09

General News

June 30, 2023

Sis Melly KuUk Team Ravo Rovhundutsa Vanhu Kuti Maface Evanhu Varikuchando Here

Vakadzi kungopinda UK chete vanobva vanyangara chiiTeam iyi iri kuUk here or kuzimba balance mie well well?????Majaira firita ka at least vari proud nezvavatiHai vamw vanhu makashinga kuinviter munhu akadai mumba mako mai inotaura zvayo iyi ah! Woti ndiwe muenzi chidzikama udzidziswe nekuratidzwa ndiwe watova pafront kudzidzisa vemu uk vacho nezvenyika yavo. Ko iro izwi hamugoni kumbopota muchideredza here pese pese reriri pa high pitch. Ini i can never last 2 hours nemunhu akazhangandira kudaro yuwi ava vakashanyirwa vacho vanhu vakazvinyararira zvavo

June 30, 2023

Cat Family Ketina Oti Zvirinani Kuita Zvingaka Panekugara Muchikurubhi Samaitt Kachafirako Kujeri Ikoko

Kkkkk zvirinani kuita coke Fanta than kupinda muchikurubi go Ketty makazoti 2July bhavhadhei toitirepiko kkkkEmpress Chiboss chadzoka maround Hmmmm  Wilooo mann selector  #FBF Muve neweekend yakanaka๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Ndosaka makazoimbirwa munondiwedzera power๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚, zidzoka rake rinonatsofitana ne zvinobuda mukanwa make ๐Ÿ™Œ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

June 23, 2023

Zimbabwean Vot Let's Gofund Wasu Swagger Vachekwewo Masvada Zvakaitwa Tatelicious Sure Vanosvika Riini Vachitambura Kusunga Mabhora

Wasu, Mhosva, Swagger toda kukuitirai gofundme muyende kuno vhiyiwa sezvakaitwa baba Tanya, shuwa mosvikepi muchikaka zvombo zvechirume mugstring ๐Ÿ˜›๐Ÿ˜›

June 23, 2023

Lad Squander Munamatireiwo Arikunapenzi Kwaari Kurapwa Addict Yemutoriro Nezvinodhaka Sure Kusvika Pakupera Kudai Mungu Aipisa Regai Zvinodhaka Unosakara Kuita Dzoto

Unoita chembere uri pwere...pamusaka pezvinodhaka๐Ÿ™Œ๐Ÿ™ŒThere's change now akupenya i think akabva kurehab

June 23, 2023

Zimcelebs Zvaachaperera Muchikurubhi Seh Calaz Osungwa Nenyaya Yemadrugs

What is happening neZim celebs nhaimi vese zvavachaperera kuchikurubi ,,,Seh calaz hanzi vasungwawo ,,,Blot akasungirwa mutoriro kwakumzi unoutengepi akaty ndopihwa naCalaz ndo supplier ndosaka achiswera kumbare kunge Ari humble hezvo kupi arikutengesa dombo ,,,dhuterere hanty ukuona vamwe vaenda ndiwe wasara tirikukuziva

June 23, 2023

Vasikana Vakanaka Vane Magaro Zimbabwe Yese Kikky Baddas And Tariro Vamwe Vese Ngavambomira Cozy Vane Tugayo

Kiki badass x Tariro Gezi kudya naMambo vari paku Advertiser kuti magaro mahombe akanaka kune vaye vane tumagaro

June 23, 2023

Anna Honde Onzi Makeup Haluzi Kunaka Usada Kuita Competition NaAchihoro Shugeta Wife Anopfeka Magaro

Anna makeup hakusi kunaka nhanha usade kuita competition na Achihoro,Shugeta akadzidza haisi classy yako try dunge Yuts kana zvanetsa usiye Bawslady na Shugie vadanane in peace jealous will kill youAnnah is natural and haapfekere magaro plaz haana shaya dzinenge dzedhongi and she’s young futiAnna is very pretty and at least haapfekere magaro efake to impress men. Stop comparing Anna nemunhu asingagutsikane nezvaari.

June 23, 2023

Cat Family Yoti Ketina Avekurasa Njere Takumureport Asungwe Atorerwe Vana Vake Anobvisa Hembe Nekutaura Zvinyadzi Pane Vana

This one thinks she has made it in life, her fans will give her 30 likes and 2 comments when she posts Wigs rinova ndiro business rake ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚then boom ndaatange kutuka, kudonhedza vanhu nekunyadzisira 2k likes 3k comments ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œand then wotonzi une MA fans api? vasingasapote business? ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚. Those are just your paradzai mates. Riraka tione pasina nyaya dzana Mai TTZvekuti ndeyakare hazvichinje huipi hwe behavior vanogona sungisai arikuita zvakaipa adhakwa mberi kwevana periodParadzai wakurasa njere here

June 23, 2023

Zimbabweans Bashing Joyce Tino Studio 263 Kuti Kambuya Muderere Kakambo Actor Pono Unongoda Kugara Muvarume Please Instead Pray For Her Arikutozvirwarirawo Hugs

Ka ambuya muderere aka hakazi kanozozvinyanya here zvekutorwa ma pics kakanamirirana nevarume vevanhu? Ko stanz yekuruma bottom lip ku sekxira here? ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Ummm I'm seeing macomments hanzi Joice kapera like seriously ๐Ÿ˜ incase you didn't know she just finished her cervical cancer treatment and kana usina kumbobvira warwarirwa nemunhu you won't understand. Ini ndakagara namai vangu vachitwa chemotherapy, radiotherapy, ne bractherapy ummm the effects of treatment were worse than the illness itself. Haaa handina chekutaura but I Thank God he is just awesome she survived and she is fit and fine its now 8yrs โ˜บ๏ธโ˜˜๏ธ๐ŸŒทStupid post ,leave Tino alone akudyirei?most of those people are her colleagues ende ne situation ye kurwara kwake she is making her memories haazive

June 23, 2023

President Chamisa Voti Vasina Kuroora Gadzirirai Kuroora Nemuchato Uye Mabiko 2023 Tirikuzotonga Kugadzirisa Nyika

Murume 1 anenge aakukwanisa kuchengeta 5 vakadzi masingles obva aperaZIMBABWE BLESSED & GREAT…May Zimbabwe be known as a blessed and great nation on account of her relationship with God, The Almighty. We pray that our beloved Zimbabwe may be saved and delivered. Oh Lord, save us with your right hand and answer us. And we will be restored, be respected among nations and rejoice. Psalm 108:6 Blessed Sabbath! #Godisinit #FakaPrayer

307 308 309 310 311