Tuesday, June 10

General News

June 20, 2023

Cat Family Chidhumokadzi Maitt Wasevhwa 15 Summons Pane 15 Cases Dzefraud Dzaachaendera KuCourt 1 By1 Conwoman Zvamuwana Gore Rino

Cat family manzwa here kuti mai venyu vasevhwa 15 summons ekuenda kucourt nhasi?.Zvichireva kuti pane 15 cases dzefraud dzavarikufanirwa kuendera kucourt.One after anotherGood, nokuti pane vamwe varikuita na live nekuposta zvekusvotesa vanhu vakabirwa mari, do you think they are happy. Imi ma selfish mboko dziri kutsvaga ma views ne following muchi bigger Feli nekusvotesa the affected, ndimi muri kuita kuti zviite worse for Feli.

June 19, 2023

Kelly Khumalo Otukwa Kupage Kwake Ne Cat Family Ndiwe Wakabudisa Maitt Mubudget Pamuchato Wapedza Wakuvaseka Uchaendawo Kujeri Kuuraya Murume

Dai wakangoramba kuuya kumuchato ndiwe umwe wakabudisa mai vaya mubudget plus ndiwe futi wakavadzidzisa kupfeka waterproof unoendawo riini kujere iwe makhumalo😏

June 19, 2023

Millionare Rutendo Lovenes Onzi Kupfeka Hake Zvinodhura Asi Hazvimufite But Haadi Kutsiurwa

Expensive but not fitting well. I would have won a stiletto or a sneaker. Too much going on, accessories too much, this chunky shoe is not it as well

June 19, 2023

Rumours Oti Kate Mbofana Uyo Akutsotsana Chiweti Na Freeman Hkd Boss Yaa

Makazeni huyai titandare .Fresh meat Uyo anonz Kate Mbofana ndiye hure rafremam raari kudya Kate uyu ndiye wekudyiwa nafally alasvipwa now akuna freeman iwe Kate dzikamisa chiuno chako uriku chacharika tichikuona unofira mumaoio evanhundichauya ne v11

June 19, 2023

Ketina Onzi Tibatsire Uyo Ndini Popo Mupurisa Biggest Corrupt Ndiye Aibhadharwa Kusunga Vasina Mhosva Like Evidence Namaitt

Ketile ketile .Help us to fix the Kantry.Ndini popo wacho uyu ndiye biggest corrupt officers aibatsira kamuchacha.let her face the dance too.No to Corruption mhaniSeems Popo ndoaitova friend yeKiti , Kendukeke akazongojoiner wo kutamba nefriend yesister yake . And now it's clear Kuti Evidence aida kungowachiswa paya. Ho nhasi makuzhamba asahwira vamupinda mukati but maironga zvekudhota zvekusunga Evidence Kuda kumukaurisa chete. Mwari havadhakwi, dzavhundunyurwa dzenyu nedzekudhara and mazokandwa murimi mucell maiva naEvy. Varoyi vambishi kuda kutozviita anaMwari. So it's true kuti airongera vavengi vake majunta mukadzi uyu. Basa kurongera vamwe washeni manje mazowacha murimi. Ndozvinoita Mwari.

June 19, 2023

Maitt Onzi Waiti Tikakuona Mutown Wochenamira Nhasi Wakubata Vana Vekujeri Where Are Your Boardguards

Kkkk akubata vana waiti ukamuona mutown ukada kumumhoresa aikuchenemira manje where are your bodyguards. Feli be humble

June 19, 2023

Vanhu Ava Vakapiwa Pressure Ne Social Media Kusvika Pakunochekwa Maitt Ndiye Akazoita Zvonorova Kusvika Pakuenda Chikurubhi Maximum Prison Muchadzidza Zvenyu

Vanhu ava vakapuhwa pressure neFB kusvika pakunochekwa Murata ndiye abva azoita zvinorova kusvika pakupinda imo chaimo mujeri nekuda kufadza vanhu paFB fear social mediaMurata Murata Feridhongolicious ndiye abva apedza masports kuita pepeeedhuuu .kuita kuvharisa chaiko zvakanaka zvinengei 🤣

June 19, 2023

Stunner Zim Pese Paakwira Anotendwa Nemusoro Wemwana New Girlfriend Is Pregnant

Stunner pese paadarika napo anotendwa nemusoro wemwana 🙌Cheguma yako mimba haisi kuzo trender seya ngundu kanganwa zvako

June 19, 2023

Moyo Wema Zimbabweans Worwadziwa Nemabatirwo Anoitwa Tytan Na Olinda Praising Vamwe Varume Iye Akangoti Zhete Mwana Arimunhamo Uyu

Haaa mwoyo wangu unoramba kuzorora Whoever told this boy that age is just a number must go to prison The boy is suffering more than anyone What a bully old magogo ChapwomanOlinda ari busy posting and praising all her ex s 🧔😎⚰️🤠🤓🥸🚶🚵🧑‍🦼 going on and on about how special they are, and wishing them a happy father's day. Nhaimi hakusi kudherera kamukomana kaya here ikoko? 🤔 Pandinetsa ipapo ini. Zvirikowo here kwenyu izvo?

312 313 314 315 316