Friday, August 01

General News

October 16, 2023

Hillz Muimbi Oonekwa Nerudo Rwake Kuenda Kumariro A Garry Mapanzure Vaimbi Vese Kushaya One Aenda Fake People

Ndainyara nekurwadzirirwa ne ma so called artists aya shuwa kushayawo one here amana busy kunyora marwadzisa           mukoma nxaa pangade marii kuenda kumasvingo ipapa fuckoff     HILLZY,Mr Stylz and Hilary Makhaya was a true friend to Garry Mapanzure it was not about the music out of all the collaborations           Garry had he's the only one that came to the funeral.I listen to his music but now I will definitely subscribe to his work🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏

October 16, 2023

Feli Nandi Midzimu Haidi Tsvina Fans Not Happy Nekusapota Ngochani Kwaari Kuita Otonziwo Ingito

Imi mukuti uyu aku supporter ma LGBTQ 🌈 here? Vamwe vakuti akutokwirawo vamwe vaskana Ichokwadi here ichi? Tiudzei vanhu vano linker naye          Chaii!!!It’s only in Zimbabwe where people question someone’s sexuality….Let her be and to muda akadaro .Feli Nandi ndinokuda chaizvo asi dai uri imwe wasiyana nekukuza chingochani zvauri kuita kuma shows.         Ungafunge kuti wakavanda asi mbiri yako yekufemerwa mugotsi nevakadzi yafamba. Stop spreading Satanism yekufarira zvehungito ndizvo wakadzingirwa kubhendi naMbeu         Itya musiki akakuisa pauri ipapo. Mbiri ichatiza netsvina dzawave kubata. Kana ari mushavi wedzinza akakupa chipo ziva kuti zvir

October 16, 2023

Olinda Opopota Ma Artist EmuZimbabwe Winkyd Jahprayzer Hamuna Rudo Kutadza Kuenda Kurufu Rwa Garry Mapanzure

Olinda anodya marasha mushure mekunge pakashaya muimbi mumwechete akaenda ku rufu rwa Garry Mapanzure         Mudzimu Mbuya yechikaradhi iyi unofanira kuita zvekunyatsoita kwete kungoita zvekungonziwo waita panozopiwa dziva vonyatsoita zvekuita ,kuita kuitira futi maitiro echiitiko ichi asat amboitika.           The day garry died kwakune ma shows akawanda and most of the artist wre part of the shows I bet the arranged shows wouldn't be canceled nekuda kwerufu .         ..ini hangu seni if someone dies today wetha yu are my best friend,then same day koita dhiri svinu remari,           I will chuz money..koz definitely if yu ko

October 13, 2023

Breaking News Mhuri Yekwana Garry Mapanzure Voti Zimbabwe Ivai Nematyira Video Ramurikutenderedza Muchinyepa Regai

even dai ainwa haasiriye aidriver kunwa kwake hakunei ne accident may his soul rest in peaceAmen.       MaZimba sometimes hatina limit and it's sad 😭    

October 13, 2023

Nelson Chamisa Orwadzisa Mazimba Pasti Tichafara Zvedu Vanhu Voti Tanga Tapora

Tanga tapora mukuru madii mambotisiya tingokondinya neyatiri kuita kunoku.         Last time takaita hope tikatosiyawo chihure senyika tichiti mabasa amuka asi takazoswera takupinda busy kutsvaga futi macustomer manyowani.         Plz musatiruzise macustomer zvekare.Kana tichazopemberera tozongozviona kumberi ikoko

October 13, 2023

Nelson Chamisa Orwadzisa Mazimba Pasti Tichafara Zvedu Vanhu Voti Tanga Tapora

Tanga tapora mukuru madii mambotisiya tingokondinya neyatiri kuita kunoku.         Last time takaita hope tikatosiyawo chihure senyika tichiti mabasa amuka asi takazoswera takupinda busy kutsvaga futi macustomer manyowani.         Plz musatiruzise macustomer zvekare.Kana tichazopemberera tozongozviona kumberi ikoko

October 13, 2023

Garry Mapanzure Azoita Mbiri Nekufa Kwake Not ZveMusic Vazhinji Vamuziva Cozy Of His Death

Zimbabwe Vachiudzana Uyu azoita mbiri nekufa kwake not zveMusic vazhinji vamuziva coz of his death 💀       Ndochokwadi chawataura munyori hatimuzivi kutotanga kunzwa zita rake nhasi nekuti afa otherwise nesong yake ini hangu kana kufungidzira kuti aiimba nezvei riini futi         Music yake inotoda kutererwa uri mumota haiwanikwe mumaKombie so haungambomuzive         Kanawanga usingamuzivi usati munhu wese haamuzivi aiimba gospel ka sakausingamuzivi         Ugomuziva sei iwe uchigara kumachonyonyo kusina internet haa uri dako tsek tikuchema iwe busy kuhumana

October 13, 2023

Garry Mapanzure Akafa Nekuti Akatadza Kubhadhara 2 900usd Yaidiwa Nemars Ambulance From Masvingo To Harare

It's the government's responsibility to provide such services. Blame the government which doesn't care our health whatsoever.         musatimhupukire uko , why should you blame Mars nhai ? dai mari yaivapo kuharare kwacho vakadii kungonoita payment ku Mars Harare branch? … hapana city isina Mars munhu unongoita payment.         Learn to blame vanhu chaivo at fault . Zanu pf must fix these government hospitals so that munhu wese can be treated despite the fact kuti une mari or hauna 🤷🏻‍♀️ .         Tose toda kungorapwa zvakanaka isu .But maZim business maprice aya vari kuma wanepi? Why has everyone become so greedy and thinks they can get rich overnight?

October 13, 2023

Ma Marriage Ese Aya Akatoparara Ema Celebrity Edu Nothing Last Forever

What do you expect? These are marriages built on social media, masocialites anokoshesa maviews, and subscribers kudarika mafamily relationships.           They can sacrifice or collapse a relationship if it means more viewers and more subscribers🤣

October 13, 2023

Garry Mapanzure 23 Year Old Wife Ndatove Shirikadzi Ndiri Mwana Mudiki Ochema Nemwana Ana 1 Year

Garry was 25 imagine mkadz myb 23-24 watova shirikadzi kare.       Wozoda kuroorwa fut wotukwa naShadaya munenge muchidya kut tidii chaizvoI can imagine kuita shirikadzi n single mother at this young age then boom         Shadaya ouya kutukirira masingle mothers asingatarise chakaitisa vamwe maSm its so sad         Kushaya Mari is a death sentence in Zimbabwe. Apa une uchitambira 150usd, zvakaoma 😢

313 314 315 316 317