Wednesday, June 11

General News

June 19, 2023

Moyo Wema Zimbabweans Worwadziwa Nemabatirwo Anoitwa Tytan Na Olinda Praising Vamwe Varume Iye Akangoti Zhete Mwana Arimunhamo Uyu

Haaa mwoyo wangu unoramba kuzorora Whoever told this boy that age is just a number must go to prison The boy is suffering more than anyone What a bully old magogo ChapwomanOlinda ari busy posting and praising all her ex s 🧔😎⚰ï¸ðŸ¤ ðŸ¤“🥸🚶🚵🧑‍🦼 going on and on about how special they are, and wishing them a happy father's day. Nhaimi hakusi kudherera kamukomana kaya here ikoko? 🤔 Pandinetsa ipapo ini. Zvirikowo here kwenyu izvo?

June 19, 2023

Stunner Oudza Mupfana Wake Tytan Munhu Wemurume Wotoshinga Kurwa Hondo Dzako Not Kubata Maruva

Ana baba chaivo, varume vanorwa hondo…… Happy Father’s Day guys. Stay blessed dear men .

June 19, 2023

Shema TV Agezawo Nhasi Chokwadi Everyday Huchapa Kuita Senge Mukadzi Wasabhuku Wekuruzevha Kungomuka Nekuenda Kunge Mai Ruva

Shema it’s good to see you like this! Black tax yauraya vanhu vakawanda, kana vanhu vasingatendi mumhuri sometimes it’s best to count your losses and do you. Asi paya wanga wa shaker wangu, dondipawo mukana wekuseka now that you’re ina good space 🤣🤣🤣🤣 shuwa unosvika pakuita semukadzi wasabhuku munhu akabva Malaysia nekuda kwevanhu vasingatendi. my sister focus on your star player, and that’s you!

June 19, 2023

Vanamatireiwo Tinashe Mutarisi Arikurwara Muchipatara Onzi Ko Kamu Inoita Mariiko Mbinga Yedu

Iyo comb chaiyo inoita mariiko vaMutarisi nhandi woye. Kupfeka hamugone, kukama musoro hamugone futy ?

June 19, 2023

Shugeta Wife Anopfeka Pumper Emagaro Onzi Uchari Wapedzwa Tumari Na Shugeta Chematama Uchadzidza Hako Bvunza Anna Honde

Haaa Clarah uchati wapedza kupfekedzwa pampaz rako iroro wodyirwa twumari tweDubai wobatiswa pasi futi 🤞🤞   Bvunza abiyako Anna vakaitwa rough, kozoti uya we Germany we kudyirwa 5k yuwesi gore riya.. Pakati pako nadzedzi pane ari kuitisa mumwe  

June 19, 2023

Olinda Onzi Ndiye Anoita Varume Vatyee Kuroora Single Mothers Nekuda Kwhunhu Hwako Praising Ma X Achishora Murume Wake

Ndo zvimwe zvopa kuty varume vatye kuroora ma single mothers ndo kudii ikokuTaura hako Ruby, mbuya tea hobvu is so dramatic. Tytan wotoshinga ndozvinoita kuroorwa

June 18, 2023

Mai Maketeni Fake Friend Voti Ovo 1 4m Followerz Ndomari Here Vachikodoba Maitt Mushure Mekunge Vaposta Imba Yavo Zveshamwari Muchazvirega

Hanzi mai maketeni varikuda kutora mafollowers,, ndomari here🤣🤣??Ndototya kuposter Fely munditsvete!!!!

June 18, 2023

Patricia Jackie Nudzu Leaked Zvakaoma Taneta Nekuona Zviweti Zvevanhu

Iwe munhu iwe if you have my n**des hada budisa zve ,Kanda kumagroup ne ghost number or something  Pane kuenda kuna kety , 😄 🤣 😂 😆 😄 🤣 😂 😆 😄 🤣

June 18, 2023

Zimbabwe Yose Yofara Kuti Yazoona Mukadzi Wa WinkyD Bigman Anogara Akavigwa Nguva Dzose

Finally mukadzi wacho tazomuwana â¤ï¸â¤ï¸   Chasara izita rake manje, Face tave navo 💪💪   Winky D's wife is beautiful â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸

June 18, 2023

Madamboss Boss Minding Her Business Havasi Kutoziva Kune Vari Kuchikurubhi Or Kunyepera Kuvhiringika

Ava vano minder mabusiness avo havasi kutomboziva kuti kunze kunei ini ndinoti chikiti ngagare kana 5years chaidzo hana basa uyo izvozvo zvekumuitira go fund me ndozvinoita kuti arambe achidzokorora zvinhu zvimwe chete gore negore munhu1 anongotipa maproblems pasocial media ipapa next year anotovhura imwe hombe kudarika iyi

314 315 316 317 318