Iyo comb chaiyo inoita mariiko vaMutarisi nhandi woye. Kupfeka hamugone, kukama musoro hamugone futy ?
Haaa Clarah uchati wapedza kupfekedzwa pampaz rako iroro wodyirwa twumari tweDubai wobatiswa pasi futi 🤞🤞 Bvunza abiyako Anna vakaitwa rough, kozoti uya we Germany we kudyirwa 5k yuwesi gore riya.. Pakati pako nadzedzi pane ari kuitisa mumwe
Ndo zvimwe zvopa kuty varume vatye kuroora ma single mothers ndo kudii ikokuTaura hako Ruby, mbuya tea hobvu is so dramatic. Tytan wotoshinga ndozvinoita kuroorwa
Hanzi mai maketeni varikuda kutora mafollowers,, ndomari here🤣🤣??Ndototya kuposter Fely munditsvete!!!!
Iwe munhu iwe if you have my n**des hada budisa zve ,Kanda kumagroup ne ghost number or something Pane kuenda kuna kety , 😄 🤣 😂 😆 😄 🤣 😂 😆 😄 🤣
Finally mukadzi wacho tazomuwana â¤ï¸â¤ï¸ Chasara izita rake manje, Face tave navo 💪💪 Winky D's wife is beautiful â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸
Ava vano minder mabusiness avo havasi kutomboziva kuti kunze kunei ini ndinoti chikiti ngagare kana 5years chaidzo hana basa uyo izvozvo zvekumuitira go fund me ndozvinoita kuti arambe achidzokorora zvinhu zvimwe chete gore negore munhu1 anongotipa maproblems pasocial media ipapa next year anotovhura imwe hombe kudarika iyi
Ketty ngaatsanungure kuti munhu akauraiwa ndiyani vamwe time hama dzakango tsakatikaketty dai urimumwe watodzidza watogadzirisa hunhu unoti hako haube but haisiyo nyaya yega inoendesera munhu kujeri. unotuka vanhu vamwe vasina kukutadzira same zvaiita mai Tt . nerimwe zuva uchazoita topic pano wanyura pamwe nekusungwa pamwe nezvimwe wo . life is like a wheel . unoti urikugona izvo urikutozvisikira moto muziso . ndiani aimbofunga kuti kiti ichadai iri mujere . Isu tiri pano kuseka nekuti go nhingi go but pachokwadi upenyu ndehwako .unogona kuti ndirikurema pamastreet but uchazorembera nerimwe remazuva . Munhu be humble usatsvaka content nekutuka vamhu.
If anything happens to MaiTT, her blood is on Ketty, Loveness and Tinashe. I just pray that her BP does not escalate. The three of you wanted her dead hanti Ka. Jenny and your husband murikupusha Tongai kuti awuye kuzo reporter. This life no balance. Mangwana it can be anyone. If God can forgive us nezvinhu zvese zvatakatadza muupenyo don't you think maiTT deserves a second chance. Musadaro. How will you feel mukanzwa kuti her BP yakwira akafa. Will you celebrate and do ma lives enyu muchiseka murume nemukadzi. You are a disappointing pair. MaiTT did people wrong and she also knows it....and she was on her journey to building the bridges she burnt.Ende makajaidzwa zvimabonga..If anything happens to her its her OWN fault .Hapana akamutuma kurarama fake life nekuzotanga kuba zvinhu zveva
Nhai kune varume vanotonanzva mukushoo yevamwe varume uyu akanyanya uyu kuda mari here or kuitira kunoimbiswa pastage .isu tainzwa clip kwete zvawakutaura