Friday, June 13

General News

June 18, 2023

Minister Mahendere Vonzi Murume Anonanzva Mumwe Murume Kumashure Anyanya Kuda Mari Here From Makandiwa

Nhai kune varume vanotonanzva mukushoo yevamwe varume uyu akanyanya uyu kuda mari here or kuitira kunoimbiswa pastage .isu tainzwa clip kwete zvawakutaura

June 18, 2023

Vanhu Vonzi Budai Machurch Akadai Makandiwa Muporofita Wenhema Oti I'm More Gifted Than God Zvinotyisa Zvinoshamisa Kudenga Kuchanorohwa Vanhu

" I'm more gifted than God" (Ndine chipo chakapfuura Mwari) Gifted/talented/Chipo/sipho/Mpho... Ngwarirai kunamata vanhu verudzi urwu.Budai mumakereke akadai..

June 18, 2023

Shugeta Onzi Kuita Celeb Okwsra Nekudya Ma Scrap Anyway Anna Honde Wakagona Usina Kumupa Vhijinit Yako

ukaita celeb unokuvara nekudya simbi dzekuscrap yard sureMusikana wacho anepameso pechikuru..🏃🏾‍♀️Welldone Anna hauna kumbobvira waita kuti Shugeta akutambisire kuvhijini hwako, chaakango gona kukusvuurisa musoro chete☺️☺️ Life gozon

June 16, 2023

Maitt Vachadzoka Wasu Atengesa Page 1.4million Followers

Dai ukadzoka wasu aba Page kana kuritengesa      wasu I'm offering you R50, 000 undipe page

June 16, 2023

Munhu Wese Arikunzwa Tsitsi Maitt Vakabira Vanhu Vakawanda Vane Hiv Mapofu Varombo Shirikadzi Nherera Let's Stop The Hypocrisy Kovanhu Ivavo

Guys please Mai Ts Diaries vakabira vanhu vakawanda with children, HIV etc.. let’s stop the hypocrisy. ko vanhu ivavo? Just because they are not celebrities does that mean we should not care for them Either? Let’s be honest.Imimi vanhu vari kuti go Mura, just stop it! You all act like you love her muchimuwidza mumadhaka. We all know you contributed to all this, muchingorwira munhu pasingade fight. You should have stopped her nonsensical clout chasing behavior. Right now you are still saying haana mhosva, ko vana nhai what what. This should be her rehab, tell her to be strong kwete kuramba muchingoti kunyepa vanhu vakamuvenga. Let her go kunoripa mhosva dzake and also facebook therapy amborarama normal life. Kujeri ikoko kutori nevanhu hakuna mhuka. Vamwe havana mhosva

June 16, 2023

Felistas Is A Mental Case Dai Vatanga Kumuendesa KuAnnex Then Chikurubhi Avo Team Nomathemba Dai Vambomira Or Ndivo Vachabhadhara Mari Dzevanhu

Mukadzi uyu is a mental case dai vatanga kumuendesa kuAnnex first then Chikurubhi or kupikira ari kuAnnex. Iyo team Nomathemba yavakubatsira ne appeal paachabuda muchaitwei zvenyu. Vanenge vakunzi nechirungu. Who asked you to help me. I was okay there I wanted to pay for my crimes once and for all. For years tichitaura kuti mai vanoda mental help ava something is wrong somewhere. Wabira vanhu mari , you provoke them, waenda ku court unopindura nyobvo, wanzi community service vetting zii asi uri kuziva kuti une chipande.    For years she had been screaming on lives for hours achituka vanhu , kudzikisira vanhu, bashing man who were trying to love her. Vari kuda kumubuditsa hamusi kuda kumubatsira you are destroying her more cz she is not going to stop. Dai matangira ku cou

June 16, 2023

Felistas Bhachi Nemajombo ZvaKetty Zvawakapisa Uchazvifunga Chando Chakudambura Muchikurubhi

Bhachi,majombo zvaKetty zvavakapisa uchazvifunga chando chakudambura mujeri,Zvima uniform zviya hazvidziye izvo.Kuba kwese kwawaita dai vakatenga hako imba zvaiwe nane vana vaiwana pekusara vachigara iwe busy nemacake 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ngaaende ngaenda hake musikana idhodhi uyu

June 16, 2023

Vanhu Vemarounds Nechembere Dzeku Children Home Kwekubiwa Huku Go To Police Makore Anofanira Kuwedzerwa Kumbavha Kusvika Pa 30 Years Mazimba Ka

Wanhu wema round wese may you go and report Nyaya dzenyu dze fraud ku police kuti inofanira kuwedzerwa dzimwe 10 years kusvika pa 30 kamunhu aka kakambopawarume pressure kunge wasirikushanda kachiti hauna Mari gara pasi hauna Mari    Today kutenda kety mbuya masiriri Tatelicious Karigambe-Sandberg nekubata basa kwamaita kuti kitsi igodzipiwa negonzoKo chembere dzeku children's home dzehuku endaika munovhurisawo docket zvinakidze how can l reach them ndivaperekedze kuno reporter 366 days hadzisati dzafamba

June 16, 2023

Shema TV Chimbodzikama Even Ukabatsira Vanhu Usavaite Senge Vana Vako Kuramba Wongoteverera Zvese Zvavaita Watova Murondatsimba Kune Mhuri Iyi

Shema imboitai muchimudzora yes akabatsira family iyi but nyaya yekuti zvinhu zvawakapa vanhu woramba wongoteverera kuti uwone kuti zviri kufamba sei handioni zvichiita ngachivasiya chero vakatengesa zvese nemusha imhosva yavo pake akapedza honai ziso ragogo shema achazorohwa manje nevanhu ava 

June 16, 2023

Mwana WaMmanyeruke Opumha Vaimbi Ava Winkd Macheso Killert Jahprayzer Kuti Vanobata Mishonga Zvinoshamisa Zvinotyisa

We all know kuti muzim music industry munobatwa mushonga nemuteuro and we know kuti Gaffa anesvikiro but uyo mwana wamanyeruke nganyarare hake haana kumbo bvira agona kuimba kwacho Killer T, JP, Macheso or Gaffa even if vachibata mushonga vanoimba zvinonzwika iwewe gara hako pasi nana baba moto

318 319 320 321 322