Finally mukadzi wacho tazomuwana ❤️❤️ Chasara izita rake manje, Face tave navo 💪💪 Winky D's wife is beautiful ❤️❤️❤️❤️❤️
Ava vano minder mabusiness avo havasi kutomboziva kuti kunze kunei ini ndinoti chikiti ngagare kana 5years chaidzo hana basa uyo izvozvo zvekumuitira go fund me ndozvinoita kuti arambe achidzokorora zvinhu zvimwe chete gore negore munhu1 anongotipa maproblems pasocial media ipapa next year anotovhura imwe hombe kudarika iyi
Ketty ngaatsanungure kuti munhu akauraiwa ndiyani vamwe time hama dzakango tsakatikaketty dai urimumwe watodzidza watogadzirisa hunhu unoti hako haube but haisiyo nyaya yega inoendesera munhu kujeri. unotuka vanhu vamwe vasina kukutadzira same zvaiita mai Tt . nerimwe zuva uchazoita topic pano wanyura pamwe nekusungwa pamwe nezvimwe wo . life is like a wheel . unoti urikugona izvo urikutozvisikira moto muziso . ndiani aimbofunga kuti kiti ichadai iri mujere . Isu tiri pano kuseka nekuti go nhingi go but pachokwadi upenyu ndehwako .unogona kuti ndirikurema pamastreet but uchazorembera nerimwe remazuva . Munhu be humble usatsvaka content nekutuka vamhu.
If anything happens to MaiTT, her blood is on Ketty, Loveness and Tinashe. I just pray that her BP does not escalate. The three of you wanted her dead hanti Ka. Jenny and your husband murikupusha Tongai kuti awuye kuzo reporter. This life no balance. Mangwana it can be anyone. If God can forgive us nezvinhu zvese zvatakatadza muupenyo don't you think maiTT deserves a second chance. Musadaro. How will you feel mukanzwa kuti her BP yakwira akafa. Will you celebrate and do ma lives enyu muchiseka murume nemukadzi. You are a disappointing pair. MaiTT did people wrong and she also knows it....and she was on her journey to building the bridges she burnt.Ende makajaidzwa zvimabonga..If anything happens to her its her OWN fault .Hapana akamutuma kurarama fake life nekuzotanga kuba zvinhu zveva
Nhai kune varume vanotonanzva mukushoo yevamwe varume uyu akanyanya uyu kuda mari here or kuitira kunoimbiswa pastage .isu tainzwa clip kwete zvawakutaura
" I'm more gifted than God" (Ndine chipo chakapfuura Mwari) Gifted/talented/Chipo/sipho/Mpho... Ngwarirai kunamata vanhu verudzi urwu.Budai mumakereke akadai..
ukaita celeb unokuvara nekudya simbi dzekuscrap yard sureMusikana wacho anepameso pechikuru..🏃🏾♀️Welldone Anna hauna kumbobvira waita kuti Shugeta akutambisire kuvhijini hwako, chaakango gona kukusvuurisa musoro chete☺️☺️ Life gozon
Dai ukadzoka wasu aba Page kana kuritengesa wasu I'm offering you R50, 000 undipe page
Guys please Mai Ts Diaries vakabira vanhu vakawanda with children, HIV etc.. let’s stop the hypocrisy. ko vanhu ivavo? Just because they are not celebrities does that mean we should not care for them Either? Let’s be honest.Imimi vanhu vari kuti go Mura, just stop it! You all act like you love her muchimuwidza mumadhaka. We all know you contributed to all this, muchingorwira munhu pasingade fight. You should have stopped her nonsensical clout chasing behavior. Right now you are still saying haana mhosva, ko vana nhai what what. This should be her rehab, tell her to be strong kwete kuramba muchingoti kunyepa vanhu vakamuvenga. Let her go kunoripa mhosva dzake and also facebook therapy amborarama normal life. Kujeri ikoko kutori nevanhu hakuna mhuka. Vamwe havana mhosva
Mukadzi uyu is a mental case dai vatanga kumuendesa kuAnnex first then Chikurubhi or kupikira ari kuAnnex. Iyo team Nomathemba yavakubatsira ne appeal paachabuda muchaitwei zvenyu. Vanenge vakunzi nechirungu. Who asked you to help me. I was okay there I wanted to pay for my crimes once and for all. For years tichitaura kuti mai vanoda mental help ava something is wrong somewhere. Wabira vanhu mari , you provoke them, waenda ku court unopindura nyobvo, wanzi community service vetting zii asi uri kuziva kuti une chipande. For years she had been screaming on lives for hours achituka vanhu , kudzikisira vanhu, bashing man who were trying to love her. Vari kuda kumubuditsa hamusi kuda kumubatsira you are destroying her more cz she is not going to stop. Dai matangira ku cou