Saturday, June 14

General News

June 15, 2023

Wasu Arikufara Zvake Onzi Atotsvukira Ne 2 Days Maitt Vasipo Anoshungurwa Mukomana

Hezvo ko wasu abva atotsvukira ne2days idzodzi ende ari kunyatsofara imba ndeyake mazuvano but kana uchiita live taura neshona chirungu hachisi chako mazuvano akazorora kuwacha nduwe dzamhamha🤣🤸‍♀️

June 15, 2023

Zimbabweans Siyanai Na Phillip Chiyangwa Ava Ndobaba Va Fifi Maitt First Husband Vachiyangwa Havazikufara Nekuvadzikisira Zita Ravo

Siyanayi nafidza plz fidza ane vana vakawanda ende anochengeta vana vake futiImi vanhu regai kunyepera Philip Chiyangwa kuti ndiwo baba waFifi ....Murume uyu ndiwo baba waFifi anonzi Elisha Muzeya ....Iwe Erisha tora Fifi unopa mbuya Muzeya kuGlen view uko...

June 15, 2023

Bruno Furniture Kuda Kudya Here Kupa Mathew's Mhere Zvinhu Hausi Wakunyanya Kutsvaga Mbiri Uchibroker

But kupa kwake kwazonyanya. Mbiri yacho azoida zvisirizvoHaa Bruno ingori nhau yekuda kudya tunonaka kudzimba dzevanhu honai kanobva kapenyesa mhanza iyo gotsi papata kachidya kungodawo kunzi ndapawo vanhu zvinhu but akufambira kunodya uyu 😂

June 15, 2023

Vana Baba Vevana Ava Hope Vaite Plan Maitt Kids Are Traumatised Zvakunzwisa Tsitsi

Vana baba vevana ava I hope muchaita plan , right now vana venyu need you the most otherwise trauma yacho iyi inogona kuzovakanganisa in the long run. Be there for your girls and if possible vatorei, love them and protect them. Nedzinoparadza dzirikuitika idzi obviously kuchikoro vanotoitwa party nevamwe vana. Makanetsana nebenzi renyu Felistas not these beautiful souls. Baba Fifi nababa Tt imboitai take over pavana anozovatora zvake adzoka because handioni munhu angagone kuchengeta vana ava ini kwedu kwaMurata . Unless Zodwa or Memo vafunga kuita magudhu Samariteni🤔 but still, they need family.  Itaiwo sevarume , vanababa vaviri imi. Torai Vana.    Ndatenda   Yours Sincerely   Family Spokesperson - Mukando Murata

June 15, 2023

Uncle Ged Murume Wa Aunt Jenny Arikuita Kudzvinywa Mabhora Achitumwa Na Jenny Kuti Aposte Nyaya Dzamaitt Pitkoti Government

ITirikukuona murume wa aunt Jane wawana ka basa kwa Catmother 🤯tsvee ku reporter politics munhurume 😀Uyo usamupa mhosva anko ged anotumwa na auntie jenivha arimunhamo yakewo uyo wakamboona malive avo vese jenivha anocontrolla ende ari kufara jen bt imbavhawo kaa idzi zvekutodaro hakuna mutsvene  

June 15, 2023

Baba Harare Voti Kettina Was Never Maitt Friend A Friend That Become An Enemy Was Never A Friend

Mamukasei Jiti family. Just remember kuti a friend that becomes an enemy was never your friend.

June 15, 2023

Vanhu Siyanai Na Ketina Mumwe Mukadzi Kufarira Kudonha Kweumwe Mukadzi Kudii Kovakabiirwa Murikuti Ndiye Adonhedza Maitt How Pavaiba Nekudya Mari Dzavo Aisavepo

Ndri kuona vanhu vary kuti Ketty ndiye adonhedza Mai Titi ,But pamadhiri ese aita Mai Titi Ketty aiva asipo and aiva asiri Shamwari yaFelly.Nyaya yakatangira pakut Mai Titi aida kutsindira nyaya dzake kuty zvsisabude kuFB achishandisa Kettt kutuka Vanhu, Ketty semunhu ane moyo or anoziva kurwadza kwemari ndobva ajamuka ndopakatanga Mai Titi kuita pamuromo vachidenha Ketty ndokubva Ketty adenhekawo ndopakatanga Noise.Vanhu tarisai masides ese hpna ari rightKune vese varikuti mumwe mukadzi kufarira kudonha kwemumwe mukadzi panyaya yaketty namai tt iyi ,amanaka pana mai vandaona hangu mucomment section vachiti ketty ungafarire kudonha kwemumwe mukadzi bt amai ava vakatokonzeresa kuti mumwe mukadzi arambwe nemurume wake.senge vakadzi vakawanda pano pasocial media tozviita vatsvene bt pareal li

June 15, 2023

Maitt Judgement Wasu Onzi Anga Aripo Pakubiwa Kwezvinhu Akagota Moto Wembavha

#MAI TT JUDGMENT! Mai TT’s personal assistant Mopower Wasu Gombe is now at court awaiting her sentence. Wasu was a witness in the theft of trust property trial.

June 15, 2023

Maitt sentenced 3 Months In Jail Vasungwa Manje Road To Chikurubhi Varambirwa Community Services

Maitt Vasungwa 3 moths in jail varambirwa bail and community services 

June 14, 2023

Maitt Misodzi Yevanhu Ndiyo Yaita Usvike Apa Unofira Mujeri Gore Rino Always Stay Humble Hope Vamwe Vadzidza From This

If you escape this time Feli unofanigwa kuita a complete turnaround of your life. Chihandinzwarwo, Chihandidzoreke siyana nacho. Kuri kuhi panodikwa Bail vana Zozo, vana Cuzn Rose avo wakamarana navo but those are the people vanokwanisa kukubetsera. Tik tok Tik tok it’s time to change Feli, ukabuda apo kutomboenda kutherapy ubatsigwe, kurarama uri muFastlane unobondera chete. As long uri muPublic eye vanhu vanokutavura asi from this point onwards, zip your mouth ushandire mhuri yako.

322 323 324 325 326