Sunday, June 15

General News

June 15, 2023

Baba Harare Voti Kettina Was Never Maitt Friend A Friend That Become An Enemy Was Never A Friend

Mamukasei Jiti family. Just remember kuti a friend that becomes an enemy was never your friend.

June 15, 2023

Vanhu Siyanai Na Ketina Mumwe Mukadzi Kufarira Kudonha Kweumwe Mukadzi Kudii Kovakabiirwa Murikuti Ndiye Adonhedza Maitt How Pavaiba Nekudya Mari Dzavo Aisavepo

Ndri kuona vanhu vary kuti Ketty ndiye adonhedza Mai Titi ,But pamadhiri ese aita Mai Titi Ketty aiva asipo and aiva asiri Shamwari yaFelly.Nyaya yakatangira pakut Mai Titi aida kutsindira nyaya dzake kuty zvsisabude kuFB achishandisa Kettt kutuka Vanhu, Ketty semunhu ane moyo or anoziva kurwadza kwemari ndobva ajamuka ndopakatanga Mai Titi kuita pamuromo vachidenha Ketty ndokubva Ketty adenhekawo ndopakatanga Noise.Vanhu tarisai masides ese hpna ari rightKune vese varikuti mumwe mukadzi kufarira kudonha kwemumwe mukadzi panyaya yaketty namai tt iyi ,amanaka pana mai vandaona hangu mucomment section vachiti ketty ungafarire kudonha kwemumwe mukadzi bt amai ava vakatokonzeresa kuti mumwe mukadzi arambwe nemurume wake.senge vakadzi vakawanda pano pasocial media tozviita vatsvene bt pareal li

June 15, 2023

Maitt Judgement Wasu Onzi Anga Aripo Pakubiwa Kwezvinhu Akagota Moto Wembavha

#MAI TT JUDGMENT! Mai TT’s personal assistant Mopower Wasu Gombe is now at court awaiting her sentence. Wasu was a witness in the theft of trust property trial.

June 15, 2023

Maitt sentenced 3 Months In Jail Vasungwa Manje Road To Chikurubhi Varambirwa Community Services

Maitt Vasungwa 3 moths in jail varambirwa bail and community services 

June 14, 2023

Maitt Misodzi Yevanhu Ndiyo Yaita Usvike Apa Unofira Mujeri Gore Rino Always Stay Humble Hope Vamwe Vadzidza From This

If you escape this time Feli unofanigwa kuita a complete turnaround of your life. Chihandinzwarwo, Chihandidzoreke siyana nacho. Kuri kuhi panodikwa Bail vana Zozo, vana Cuzn Rose avo wakamarana navo but those are the people vanokwanisa kukubetsera. Tik tok Tik tok it’s time to change Feli, ukabuda apo kutomboenda kutherapy ubatsigwe, kurarama uri muFastlane unobondera chete. As long uri muPublic eye vanhu vanokutavura asi from this point onwards, zip your mouth ushandire mhuri yako.

June 14, 2023

Ava Ndoma Celebrity EmuZimbabwe Vatinofanira Kuita Marole Models

Ava ndivo vevamwe vashoma pama celebrities atinawo mu Zimbabwe vatinofanirwa kutora sema role models, influencer and motivators not zvekuteverana nevanhu vasina zvidzidzo zvehupenyu .These 3 havana ma scandals.

June 14, 2023

Go Mura Mabasa Efake Life Maitt Mafans Moendesa Sadza Kuchikurubhi Izvezvi Vatambirwa Neinda Netsikidzi Zvavekunzwisa Tsitsi

mabasa a fake life, dai vakasamupawo makore akawanda, 42 years dziri nani pane 43 dziri kutaurwaZvakunzwisa tsitsi veduwe anywhere tongoti Go mura😭😭😭😭Zvikiti Mai venyu vava bhanditi motovaendesera sadza kuchikurubhi ndimi Ana go mura maimupesvedzera gegegegege 😂😂😂😂

June 14, 2023

Maitt Vave Mubhanditi Mbinga Yaizvigaira Iri Mbada Izvezvi Ya Kitsi Yatota Life Will Humble You

Mbinga yanga iri mbada , yakazongodzoka yave katsi ( catfamily) ya shaker shaker😂😂😂😂. Siyai kuvhara vanhu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣ko kuzofitwa mbavhaaaa kujeri 💪judge ngavabate basa.. batai mbavha gororo..

June 14, 2023

Murondataimba Madamboss Vakati Regai Ndiende KwaZondwa Mushure Mekunge Felista Asvipwa

Pamuromo mai dzabu lol.... nekuti kamuchacha akapihwa cold shoulder na aunty zozo iwe wakudaidzwa kkkkkkZozo akasvipa feli akaona kuti ingozi chaiyo akati rega ndiite zvamai dzabu nice gumbo apo mai dzaburukanyasha but usangorege dumbu richibatwa batwa iwe ana zodwa vanotyisa avo

June 14, 2023

Painakidza Zimbabwe Maday Aya Ana Decibel And The Legend Macheso

Painakidza zim apa nguva yacho Ama 2k you wont understand the quality of music we used to listen too Decibel still fine.

323 324 325 326 327