Monday, June 16

General News

June 12, 2023

Lorain Guyo Oti Ini Na Anna Honde Chimwe Chichatiuraya Kubonyora Nekurara Tisina Varume Tiri Over 30years

Chimwe chichatiuraya inini na Anna Chibaby Honde kurara takambundira maZoya mu winter muno .I

June 12, 2023

Vana VaMacheso Vaenda Nechimuti Asi Wa Dhewa Hameno Chii Nhai Moyo Peter Zvemagitare Zvaramba Dzingori Nharo Chete

Vese vakungomanikidza manikidza Vana vaMacheso vanogona asi havakunde mwana waDhewa 😜😜😜 Kana mazogara Peter anoyimba hake

June 12, 2023

Olinda Ndozvazvinoita Ukadanana Nevana Tytan Nkomo Wanyadzisa Chokwadi Kuenda Musi Wemuchato Wako Konodya Chiweti Nesadza Kumba Kwa Tallyn Wakashaya Rimwe Day Here

Hanzi futi futi musi we wedding day ya Olinda Chapel-Nkomo murume wake Tytan akanodya sadza kumba kwaTalyne.handisini ndadaro nditalyne adaro egaHanzi zvekusvika pakunonoka kunochata arimo mugomo resadza kkkk Worinda kutosheedzera Tytan Tytan wanike Tytan haziko πŸ˜‚πŸ˜‚

June 12, 2023

Mabrijo Jahprayza Girl Waletically Ma Injection Edumbu Haasi Kushanda Why Face Nedumbu Zvese Zvabva Zvaita Chibage

ASI injection re dumbu riya raakajungwa ddnt work Chii ichocho chakadaroMabrijo abva ashata face nebody zvese kudaro

June 12, 2023

Olinda And Madamboss Vonzi Hapana Hushamwari Kungosanganiswa Nekuti Vakavenga Maitt

Hapana hushamwari kungosanganiswa nekuita one enemy chete mumwe akaita enemy enemy yake yobva tatotanga hushamwari ne enemy ye enemy yake🀣Vanotamba vese vasangana chete..havaite zviya zvashamwari yangu wadya here.

June 12, 2023

Murakashi Chiranga Mapenzi Tallyn And Lorain Guyo Makore Avo Haachinje Forever 29 Tallyn Its 3 Years Now Uri 29

Tallyn is forever 29... it's 3yrs now ari pa29Murakashi, chiranga mapenzi 🀣🀣🀣🀣🀣🀣🀣. Musaone kunyara these days. Tadzo anorova, very controversial but kana ati pandokubata ndokumamisa anotokumamisa. Keep that in mind.

June 12, 2023

Uk Millionare Olinda Dai Une Mari Usiri Muma Streets Husiku Senge Urikumbare Who Does A Meeting Midnight Humbinga Muchiri Kure

Dai uineDai uine mari OLINDA usiri muma streets husiku. The problem is unofunga kuti uno skipper ma stages muchiri kure amai mwana pahu mbinga. Bhora pasi dai uine mari waka sender P.A wako kuti atange awoma kuti kuna ani, at least Mai Tt vana Wasu saka we can say she’s higher than you πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ kudhaiwa kunge uri ku Mbare πŸ˜‚πŸ˜‚ E no easy, get well soon Poor Auntie ma streets husiku. The problem is unofunga kuti uno skipper ma stages muchiri kure amai mwana pahu mbinga. Bhora pasi dai uine mari waka sender P.A wako kuti atange awoma kuti kuna ani, at least Mai Tt vana Wasu saka we can say she’s higher than you πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ kudhaiwa kunge uri ku Mbare πŸ˜‚πŸ˜‚ E no easy, get well soon Poor Auntiebut who agrees to have a business meeting midnight? vanga vachitofanira kudzok

Fungai Mutisi And Maitt Kusekana Kwana Kamba Munotora Hari Dzofanzirofa Vakadzi Vakuru Kuri Kuda Nhonho Chete

Kusekana kwana kamba mese muri desperate/​​​​​​​  

327 328 329 330 331