Ngsaite zvaanoita achazopepuka gurusvusvu revana vake riya parichatanga kutsvaga basaNgaadye nepaanokwanisa we all know all the youths who are well informed and who live in towns when they linger around zanu pf elites its all for monetary beneficiaries. Kwatinobva kwakasiyana siyana. Semaghetto youths tinoita chinoita mhuri igute. Chakaipa kuzotendeutsa vamwe futi nekukoka vamwe ikoko. Tese tinoziya vakakurira mughetto avapuse kusvika pakudzosera hurumende yakaita vakure vachinhonga mumaBin.
Kutivharw uku wasu ingito uyuDhimoni rechi "they" rinotanga kumaoko, musandipisa. Look at his left it's exactly like my ngito son....zvinorwadza isu vabereki, heyyyy if it wasn't God's grace dai ndiri 6 feet kudhara nedhimoni irori rakatasva vanakomana
Mai TT haatode kukundwa Mwari imi kkkk nezvinhu zvisina basa anotoita make sure ateedzeraChese chaitwa natyra unongoteedzera bvuma kuti wapera mhani iwe chikiti enda unogeza chembere uko apa hauchanakidzi futi mazuvano ziguru rako mkadzi iwewe😏Feli ndakamuvengera kuti hadi kukundwa anoda competition ane godo plus kurovesa vanhu kasatan kamkadzi kaya apa kanonhuwa futi🤮🤮
Mukati haasi Natalie iyeye ari kurehwa because they unfollowed each other recently 🤔Natalie anoda kugezwa munyama shamwari dzese dziri kungo musvipa
rUmm uyu haanawo Mbinga inomuda here anongoswerera anaShugeta ivava 🤣🤣
Yeke vs Firita 🔥🔥 Wezhira ari kupisa hakeTunyama twa Bee hatudi mabum short ngaatombodya mapotato pirizi🤣🤣🤣🤣🤣mabhutusi anga arova ayo kutomasuwa mufunge
Vanhu vasina magaro nekutsvuka sheyaiwo matips nevamwe kuti murikuzvogona sei paHarare.It seems hapachararamike usina at least dako zvebleach unogona kuzokavhirawo negaro.'
My camera vs their camera Ketile wafaka pressure kusvika kamudonzvo aka kaaku editor tugalo netukumbo okusalayo une tukumbo tugalo netuzamu hauna confidence 🤣🤣🤣
At least tava ne the Zimbabwean big actress Dhafu she is really good at what she does why asingapiwe Maruva Ake Arimupenyu Ndovanhu vanofanira kupiwa mbiri Ava Self respect everything. She deserves all awards.
Uyu ndiye umwe ane masare shuwa munhu kunonhongana nezvivarungu zvakasara usamboseka mai tt makafanana imi chii chokutadzisa kugara nemrume haunaki asi