Vanhu vasina magaro nekutsvuka sheyaiwo matips nevamwe kuti murikuzvogona sei paHarare.It seems hapachararamike usina at least dako zvebleach unogona kuzokavhirawo negaro.'
My camera vs their camera Ketile wafaka pressure kusvika kamudonzvo aka kaaku editor tugalo netukumbo okusalayo une tukumbo tugalo netuzamu hauna confidence 🤣🤣🤣
At least tava ne the Zimbabwean big actress Dhafu she is really good at what she does why asingapiwe Maruva Ake Arimupenyu Ndovanhu vanofanira kupiwa mbiri Ava Self respect everything. She deserves all awards.
Uyu ndiye umwe ane masare shuwa munhu kunonhongana nezvivarungu zvakasara usamboseka mai tt makafanana imi chii chokutadzisa kugara nemrume haunaki asi
Iwe Bee gadzikana wamukadzi wa Pastor / Prophet.Ndokudi uku kushama wakuda kunyengwe nema church uthi ka. Enda kwa Mai Makandiwa or Magaya iko unofunda kupfeka se mukadzi wa Prophet .
Guspy warrior Mushure Mekunge Ati He is Collaborating Na Wink D Freeman hkd boss said Muchanyara imi aManyeruke dzikamai ibhora iri,Trikuida Collabo iyoyo pano nhasi makajaidzwa stereki kutivimbisa nhema
Hawuna mari gara pasi I am better than you ndine dzimba dzangu hobho apa kachinyepa zvako. zvese zvakavhariswa now uchavhairira ani nhai kamuchachilo nyika yese yakuziva kuti. Urirombe risina brain kuba mari yakawanda kudaro kwakutadza kuvaka kana ka 2rooms
Firita vs reality will humble you waniEnde Umaga wakawoma, hanzi "ko ndomaiTt vacho ava?" Hanzi she was just an ordinary person. Umaga wasn't impressed with what he ordered versus what he got 🤣
Regai ndikuudzei zvese. Munhu uyu was a one night stand gone wrong. Pokello tricked ED Jnr and got herself pregnant knowingly akaudza Jnr kuti akabaiwa depo, pakabata mimba it was decided kuti babvise roora nekuti aMai Pokello vakanga vaku blackmail everyday. So mari habviswakuitira kuti zvisashorese first family. Ndicharamba ndichiuya neinfo munatso ziva everything.After wazvarira Jnr mwana wakanzwa kuti mukadzi wake anepamuviri pemwana mukomana,uka tricker Jnr zve kuti akumitise rwepiri izvezvi une mimba. Trying to block Leya happiness. Ko babe raJnr rekuDenmark muzimbo ane mimba yakatakura 3 mapatya vakomana uri kuriziva here? Huh! Vanhuwe, mirayi muone. Waifunga kuti mhata yako iih sugar chete muZimbabwe. Manje Jnr akanhonga chimwe chibhebhi vakuru kuDenmark. Arikutobvisirwa next month
Muchanzwa gore rakunopera Ketty ane zamu zvakare semombe🤣🤣🤣🤣 Chibereko chinowadzura maborn sechine ngozi🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Asylum Camp yechibereko Poland Zimbabwe Mozambique Malawi Colombia Japan Togo Mmmmmmmmmm kana United Nations inosara pasi🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣