Social Media inotidzidzisa zvedu zvakawanda. Muhupenyu pray to God not to have friends like Ketty. Ketty is the real definition of EVIL . Imagine Kamuchacha was confiding all her VERY PRIVATE MATTERS TO A FELLOW WOMAN achiti ndawana shamwari but PIDIGU THAT PERSON IS PLOTTING TO KILL YOU . MUHUPENYU TAMBA NEVANA VAKO kana kuruka madhoiri. Ketty is miserable because dai achifairwa ne Europe dai asingaitire munhu ma live everyday. Kana Kamuchacha akakwirwa naTawaz ,what is wrong about that? Handiti Kamuchacha is single ?????? Ketty anondisemesa hangu kutaura chokwadi. Mukacherechedza Ketty ane kahu dhumukwa so , mumba tsvina ,ko kumbotanga wadzvura mumba mako nendove mutaridzi
Mazuvano sisi shema vari kutambirepiko vakuita sevakanganwa mhuri yedu iyi izvezvi baru vapedza huku nembudzi vachitengesa kuzoti magumbeze eweti haa nikisi mhani🚶♀️Iyapovo ichokwadi imbavo yagogo zvayapera sis sheroo ngavamboinda vanovonavo kuti mbudzi dzichiripo here 🤣🤣🤣🤣
Zveguhwa zvinongoda tatelicious auya hake nespeaker remakuhwa, zvino ketty ayi no man ungati dzinenge dzakudambuka zvinoitwa face zvacho ungati anorova mutoriro
Musikana webasa anofanira ku cleaner Main bedroom here nekuwaridza bed?Saka murikuti kana musikana akasapinda muBedroom anotadza kudanana naDaddy here?🤣 Chingotaurai kuti hamudi kubatirwa tumishonga twenyu twamunenge makaviga pasi pemubhedha🤭😅
Uyu musikana wemagara eplastic ane dambudziko chairo…Welldone Kikky siyana nemhandu iyo
Uchafira kumbare mazirasta.....Saka zvekuti musatj makutonga zvapindira papi ….zvautori datya nhaiwe1/2 Kwandinoenda sesvosve zvangu kungatadzisa kufamba kwenzou here?Handiti hatina basa here tingori zvivapfanha zvekumbare .problem yure focusing on zvinhu zvirizvo,ure loosing vanhu in the process,Hee lets not listen to his music,lets unfollow,lets boycott his shows,atova muvengi wenyu ,makumushora,muchimutsoma ,kutukirira ! where is the Freedom?Iripi Democracy? Now ure not in Power yet asi munoda kutoshaisa vanhu mufaro ko mukazonzi ndimi makutonga munotozoita zvakatopfura apa ka.Yes i went to the rally neKambucha kangu,thats their campaign strategy,imimi whats plan? is it kuswero mhanyisana nevaiva ku rally ?kana kuti nguva iyoyo muite zvenyuwo. New#tag#KWARWARIWA K
Asi pachokwadi chaipo ini ndaishaya kuti ChiChi ungaunza Natalie mumba ma Asi pachokwadi chaipo ini ndaishaya kuti ChiChi ungaunza Natalie mumba mako She had a mission obvious she seduced your husband chete
Regai ndikuudzei zvese. Munhu uyu was a one night stand gone wrong. Pokello tricked ED Jnr and got herself pregnant knowingly akaudza Jnr kuti akabaiwa depo, pakabata mimba it was decided kuti babvise roora nekuti aMai Pokello vakanga vaku blackmail everyday. So mari habviswakuitira kuti zvisashorese first family. Ndicharamba ndichiuya neinfo munatso ziva everything.Kutorerwa pokello sa 2nd wife , life is unfair kkkkkkkk
KoRange Rover Yaive Skit Content Inga Zvakaoma Muchazvirega Zvekupiwa Pressure Nevanhu Vepa Social Media.chichi have spoken
Attention ‼️ Guys this is Not true… and i am single, what more a whole wedding happening 😂 it may be jokes but i think pane pekugumira… My mom sent me asking me why I didn’t invite her…😔 Munodarirei my mom guys… I do not enjoy these types of jokes dat stretches to making a wedding card…