Tuesday, June 17

General News

June 05, 2023

Freeman Hkd Boss Onzi Ukaona Uchigukuchira 5 Awards Winky D Bigman Asina Woziva Kuti Mahumbwe

Ukaona uchigukuchira 5 Winky D achipiwa zero wobva waziva kuti mahumbwe

June 05, 2023

Amai Killer T Ngwarirai Murume Akangaenda NemaBhishu Ku Captown Uko Why Kumutengera Maruva Kitter T Mugheto Youth Haadi Izvozvo Auya Konorova Ngoma

Amai killer t ngwarira murume angaende nemabhishu eku Capetown, especially iri bhishu raneta nechipfambi mu cappa, asi chabuda hapana kuzotengera killer t maruva rati pamwe ringatsotwe🙄🙄

June 05, 2023

Tikafunga Zvakaita Mary Chiwenga Kuna Shingi Kumusiya Akuita Senge Munhu Arikutanda Botso But Mwari Haadhakwe Zvemadhara Ezanu Muchazvirega

Ndikafunga zvakaiitwa naMai ava kuna Shingi Kawondera kumusiya ava kuiita kunge munhu ari kutanda botso ndobva ndawona kuti chisi hachieri musi wacharimwa..... zvekuti akabirwa necompany futi aaaaah musiki haadhakwi kuDreams zveshuwa. 🤔🤔

June 05, 2023

Mhosva Otukwa Kunzi Tinyarewo Hungochani Hwapinda Mubrain Ukaona Murume Anoda Zvemahara Wakurasa Hunhu Kubatwa Mazamu

🤣🤣🤣🤣🤣Mhosva tinyarewo veduwee takatadzeiNdozvazvinoita izvozvo murume ukada zvemahara unorasa hunhuKkkkkkk ndokunonzi kupenga manje uku

June 05, 2023

Madam Boss Vopa Vanhu Pressure Kuita Mimba Pokello Pregnant

I feel like madam boss vakapa vanhu phuresha every1 is trying to get pregnant yhoo🤣Sisi inhumbu kaiyi. Hayi regai vazvare tu little shumba. #Roorarekwazodwa

June 05, 2023

Vakadzi Veku Zimbabwe Hamugeze Dai Mambodzidza From Mbinga Dzedu Idzi Roora Rekwa Zodwa

Vakadzi vekuzim.hamugeze .dai mambodzidza kugeza kubva kune pmbinga dzedu idzi nekupfeka chaiko nekutsvaga mari .but imbotangai mambogeza first 

June 05, 2023

Mai Makandiwa Votukwa Kuti Vaienda Kupi Vasina Dress 👗 Code YeKuLobola

Vanga vachaendereiko vasina dresa code mai venyuMy blessing and those of my kids must come from God and my parents. When my mufundisi is invited he’s the spiritual representative of my Heavenly Father. Uyu anoendawo kuvatendi vake. Hatingohakire.

June 05, 2023

Muchato Wanetsa Pa Town Wemwana WaGinimbi And Zodwa Why Nelia Asina Kusheedzwawo Inga Anenari Yemushakabvu Wani

Kumuchato kwayive kwevanhu vane mazangalewa kwete vane tugar* tunenge kuseri kwe teaspoon 😉Yes. Aroorwa nemu naija.  But Nelia kana kuonekerawo nhai. Why she dumped na Zozo?

June 05, 2023

Garo Raketty Rararamba Chipo The Trouble Causer Mafuta Ako Haasi Kushanda Pana Ketty Why

Chipo the trouble causer mafuta ako haasi kushanda Paradzai MasomeraMafuta anoshanda asi kti uyu Ganda rake chikumbaPakadai moramba kuti guru riya handirake imi 🤣🤣🤣🤣nderake paradzai uyu

336 337 338 339 340