Tuesday, June 17

General News

June 04, 2023

Zvonzi Waona Hako Mupikicha Yafeli Yakadai Ungazoziva Kuti Zasi Kuna Gunguwo Anyway Nyangwe Mukati Guru Hapana Chinobva Paari

Waona hako mhikicha yakadai ungambofunge kuti zasi uko kune gunguwo🤔Nyangwe makat guru gunguwo hapana chinobva paari plus hazvisisina basa rwatingovawo ruzha chete rwamavakutaura chatinoziva ndechekut zvakatodarika zvakaitika tatomirira zvimwe kut muwane basa rekuposta fut pasina Mura hamuposte chinhu

June 04, 2023

Tinashe Mugabe DNA Sure Mukadzi Uyu Akaoma Kunyepera Murume Vana 3 Vese Vasiri Vake Vakadzi Murivatadzi Chokwadi Fear Women

Aya malegends aya..I think mudhara akatofa nestroke 😂😂😂 Shuwa kunyepera munhu vana 3 haa vakadzi denga renyu motopinda iroro ramunoona pamunotunda paye muchiti "ooh guard im coming".Mainini vati maresults ari right chaizvo hatingati mushini wanyepa vana vatatu vese havasi vakule avo haa vamugabe one day muchafendegwa nemunhu vakadzi zvivindi izvi mozviwanepi🤔😒 

June 04, 2023

Mai Bwanya Tukwai Zvenyu Stereki NaKetty Ndimi Murikumutanga Hanzi Wig Ngaipiswe

Tukwai henyu mai Bwanya ndimi makatanga hondo yacho

June 04, 2023

Ketina Onzi Namaitt Inotadza Nei Kupera Hairline Iwe Uchimukira Nyaya Dzevanhu Zvingaka

Inotadza nei kupera hairline iwe uchimukirira nekurarira nyaya dzevanhu dzisinei newe

June 04, 2023

Zim Logs Standing Ketina 50 Points Madamboss 45 Points Maitt 10 Points Njuga Dzarema Zvaikozvino Ketty Ndiye Arikupisaa

Zim Log Standings latest    Ketty 50 points    Madam Boss 46 points     Mai Tt 10point

June 03, 2023

Ngoni Madam Boss Husband Oudza Maitt Ateya Gomba Rake Ndiye Anoviramo Usazoshuvire Mumwe Chakaipa Karma Ma1

Ngoni oti Acharacle Gomba Rake Ndiye anoviramo After zvakamboitwa Mukadzi Wake nenyaya yemanudes who had The last Laugh

June 03, 2023

Done Mukadzi Wa Stunner Belongs To The Streets Honai Akadhakwa Achitama Asina Kupfeka Dziva Vaidzvinyirira Mwana Freedom Yake Aanayo Manje Hunhu Hapana

Stunner wife  She belonged exactly where she is 🙆‍♀️See what happens wen u get married before u mature..u jump a stage🤣🤣 know she is compesating e stage Deep down ndikutodawo flat tummy negaro raanaro mari chete ndoyandisina🤣

June 03, 2023

Chiweti Chaketty Icho Compare People Maitt You Can't Say Guru Ndera Ketty Cozy Ano Bleacher Zvisinganzwire Maoko Tomaziva And You Can't Run From It Wakanyadziswa Bvuma Defeat Ketina For President

Zvino zvikiti kana makuti maoko ndeaKettina saka kubva Felistas akange achibonyorwa ka na Kettina, coz guru ndera Feridhongo u can't run away from that fact 🤢🤮🤣... Remember raKettina it's not peach black kunge masusu/maguru akatsva pabraai kudaro🤣🤣🤣Ketina For President 🤎🔥🔥🔥👏🏾👏🏾😅😅🙌🏿🙌🏿🙌🏿🔥🔥🔥I​​​​​​​  

June 03, 2023

Tinashe Maphosa Ungati Hako Anomama Ka 20 Kukwenya But Ndovarume Zve Ava Chibaba Icho

Satan anouya nenzira dzakasiyana shame but zvanga zvakarongeka hazvo...❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️Baba ava vanogona kusekwa kuti vakashata or vaienda kutoilet kasingapere but pavanhu vaakadanana navo he seemed genuine and mature and he was so calm 

June 03, 2023

Ketina Onzi Namaitt Ini Ndinogeza Kunwira Mvura Iwe Tsvaga Mushonga We hairline NeweZvingaka

Dzangova nyadzi chizorora sorry hako hatina Gara pasi utsvake chikupedza bvudzi mumusoro nemafuta anopedza zvin'anga.🤣🤣🤣🤣🤣 hapana chinhu chinorwadza waizviita Gindagoriya uchigarisa vanhu vese pasi wozowana asingagarisike pasi ma dhimoni 5000 emu bhaibheri aye aripa munhu one zve zvemutemo zvarambaka yah mutemo haugadzirwe kumba kwemunhu kusvika pakutsvagana nevakomana vemutoriro vakuimbire imba zvako culture love uise Mari muhomwe yemutoriro match made in heaven 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣1  

339 340 341 342 343