Kudza baba vako namai vako kut mazuva ako ekurarama agowedzerwa panyika.kana tichiti baba vako namai vako hatibvire vakakubereka.naivava vabereki kwatiri kana tichivaona,uye mhosva dzemwana wavo hadzinei navo.amenWakaona uri munhu anotuka vabereki vako or veumwe there is something wrong with you psychologically.you are a sad person,you don't know love.you have never been loved.its a shame!!Zvinongodawo hunhu soo vanhu ava vanhu vakuru vanongodawo ruremekedzo besides kuti vane machurch asi respect sevanhu vachena bvudzi . Kana baibheri rinodaro waniThis is the only part that make me feel bad about what happened to mai tt,kunyadzisa vabereki shuwa hapana mubereki asingadi kuti mwana wake aite zvakanaka.Ndichiona face yababa ava musi we surprise vachitenda mukwasha ndotoona kunge baba van
Zvinobragwer nazvo nemudzimu uyu so,, ndosaka arikungodzengerera,, achingoti bate tsve bate tsveAt your age you still brag about kunakirana iih bodo.Wogodii. Wotodzokera kwawakapihwa Edzi.... at least munoyeuchidzana kunwa mapiritsi. Ndoyayinoti common grounds pachirungu40year old teenager vachakura rinhi ivo vachidai koisu totambirepiMobva madzokerana henyu muchiti ane body iri nani, obva atanga futi kufuta 🥱coz since madzokerana munhu iyeye ane kamwe kakufuta ka akuita asina kunyatso kwanaMwena wa oc hanzi une majuru saka ukuvhaira ne churu 🙄🙄🙄 uchati warumwa or wakatorumwa kare
Kune vanoyenda kuchurch yevaviri ava.. Do they even preach about adultery? Nekuti idzi ndidzo mhombwe mbiri dzaka wanirwa nyasha🙄🙄. Kapo iyi yakaita zvinorova kana tazogara.Vakawanirwa nyasha that's why they are still married sometimes karma is lazy let's focus on what we have paground 😆😆😆😆Chero zvikanzi VP vavhura church unotowana kwakazara vachit man of god mazimba takaroiwa neaka sureIt would help to realise noone is a saint, just because you are a Christian it doesn't make you immune to sin if at all makes you more vulnerable and prone to sin.Maybe they preach to ama 2000😀😀😀
At least he ain’t trying to be fake🤞by wearing zvikwereti nema advertisementI don’t know who has time to be checking all this…people are proper ill or have nothing to do some of us a busy working and you busy finding out how much is his outfit and then what after that 😎It’s actually close to a 1000 rand , I really don’t know where the problem is. Plus besides munhu haachapfeke hembe yaafarira nekuti yakakuchipirai here.
Wakadii kuchengeta mari wakapa Chelsea akatenga hake mapamper .Uchamufunga mwana wauri kuneglecter uyu iwe Holy 10.KambwaaaMmmmm feeling ichanzwa mwana uyu akuma 18 years akuziva kuti baba vske vakamuramba pachaunga haaaaa hamusikuiziva😩😩😩😩🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌Zvirinani zvingonzi baba vako vakaramba nhumbu hatizive kwavariAkagona mari yemunhu anotaurisa haitambirwe better kufa hako nenzaraKo mwana adii hake nhaimi 😞 mwana akanaka wani atori namoms vake he looks good 😊Mwana arikupihwa wani 150 yuwesi maida aende kunogara naye kumba kwake here
Full time zimbabwe 68-Singapore 40 Maimba mapuranga hafaniri kushaikwa mhani anoita kuti zvinhu zvinakidze sepaya panoti feli you're beauty vasikana vanonzwawo manyuku nyuku💃💃💃These are real heroins of our time.Whetr was the president and his entourage to see the history making towers of revolution. Vote CCCI don't know but I'm just having goosebumps All the time seeing this video All the best fam❤️❤️❤️
Zvipoko chimbotipai matambudziko amukusangana nawo nebhazi iri ( ini ndoti dai rambovhariswa )Problem yekusiya ma customer achisvirana mubhazi.. Vamwe vakazosvirana panext pangu ndikazobonyora from jouburg to limpopo..Tamuka kupemberera n 'anga ne ino bata mai paya mamhanyiro arinoita ka unozongorara kuti ndifirw hangu kuhope ewoo .Apa harimire kutenga chikafu unotenga uchitya kusiiwa vari rude especialy bhazi re Sun pana driver 1 akanyarara haataure haikona mamwe mazirume ariko akachenama .ukaita zvekutamba unosara uri mutereti tofira iyo samusa ine curry ne mvura .Zvakaoma kuona kuipa kwemukadzi we kutanga nekuti waroora wechipiri, mukadzi we kutanga haambofe akaona problem yake nekuti anongofunga kuti moyo wava kumukadzi wepiri. Ndobvira Tamuka mukadzi wepiri
Tytan rega kudya gambi raOlinda rakaora nemukondombera wa Stunner muromo watsvuka uya .uende kunotora mapiritsi utange kumwaHaisi hiv chete inofunura miromo munhu kana ane ma acids miromo inokwapuka chero sugar inozviita saka tisangoti akwapuka miromo muzvezve,,,, muchatadzisa vanhu kuenda kuzvipatara kunorapwa achingoti pamwe i aids yandibataSome naturally vakangodaro vamwe ndovatsvuka miromo nekumwa ma zvibhodhoroKumashure kweghost kunemunhu hako anofema, anotofamba ,anofanira kunge anemoyo ,anofanira kunzwa hana ichirova kuti apa ndazonyanyawo apa chero ndiri ghost hangu asi apa ndanyanya.
Kamuchacha karikunya kujeri uko.Haisi kids game.I know Patricia haasi kunyeba nekuti pane vandakatuma zvangu kunocheka masettings.Pakaipa.Unotozoguma wakunzwa tsitsi zveshuwa asi wozoremember kuti ndiko kanhu kaye kaiganza pano .Unotonzwa mumwe achiti jeri rakagadzirirwa vanhu imi ityai Mwari hamusi kukuziva kuChikurubhi kana mhuka haigare muya.Next time hakabechemunhu futiVanoshayawo nyaya ava kujeri kwakambogarikwa rinhi Dai tese takatopererako zveeAne dzungu hake Patricia but ndakaona nyaya dzake dzakawanda ndedze chokwadi.Ndiye akatanga neyekuti kamuchacha akurohwa na Tinashe tikamu attack kuti anonyepa.kkkkk chinobata dot com ichiHameno vanomufollower sekune dzidziso yeFuture muchidzidziswa kuzunza magaro;kunyenamira varume vese nekuzvara🙄isu tiri kwaJoy zveduIt's high time yek
Pressure kuenda ku page kwemunhu uchino downloader mapikicha ake wouya woisawo pa page pako kuti paite trafficMB urikuzvikanda muno mu MK nekuzvipundura ku page kwako wozvidzosa zve pano aah imi faka mama pressure faka😂😂😂😂pane ghost rakati ukunyepa ndosaka kwazouya mareply MaNyama ayo zvipoko kaaà ndakutadzaiHamenowo vanobatikana nezvisina basa . Baba vedu va Munangagwa vakati make money kwete kusweroita zvisina basaApedza zvake musikana😜 Vanhu kuda nyaya tumachi mhaniHameno vavaita pressure isu zvedu taizviziwa kt hapana kukuendwa bcz step father waDzabu Ngoni akaita move on ....Hameno vanomufollower sekune dzidziso yeFuture muchidzidziswa kuzunza magaro;kunyenamira varume vese nekuzvara🙄isu tiri kwaJoy zvedu