Thursday, June 19

General News

May 14, 2023

Taiwona Tiktok Maitt Yawamanikidza Vana Izvi Zvaive Nekathat Tisati Taziva Unobiira Vanhu Mari Vamwe Vakadzi Can't Do Mothers Day Cozy Une Mari Dzavo

Zvaive neka that tisati taziva kuti aiba mari dzevanhu .Isu tisingaposte mapicture takakokonyara misana tiri papressure tikave nani tichiti takundwa .🤣🤣🤣🤣🤣🤣Taiwona tiktok yawamanikidza vana kuti vaite hanzi come and see my mother.Feristas chiendawo unoitawo izvozvo kuna amai vako unyadzise mazisatani anoti hauwirirane namai vako

May 14, 2023

Ketina Saka Wakasheedzerwa Polis Nezuro Ukunyanya Ruzha Uchasungwa First Maitt Asati Apinda Mujeri Muritsa V11

Handisi fan yaferidhongo hangu but nyaya yaketty haisisina value ndosaka akazodeedzerwa porisi madeko ngaite live achi player maaudios achiburitsa maV11 enyaya dzaferistas kwete kutuka zvinyadzi everyday ini ndatoone nungo dzekuona zvima live zvake akutoita searasika njere stay clearance my foot

May 13, 2023

Maitt You Don't Shainira Vanhu Kuti Une 150 Pairs Of Shoes Unotadxa Nei Iwe Urimbavha Mira Uone Zvako Zvichaita Misodzi Yevanhu Mulife Mako

Ndine more than 150pairs of shoes,ko unotadza nei iwe uri mbavha vanhu vezvikwereti endai munokumba zvese akutokuvhairirai kuita show off nemari dzenyu

May 13, 2023

Jah Prayza Wanga Wakachena But Zvii Zviri Mumaoko Kuti Mabangle No Asi Mascrachi Emumusoro

Vakachena mukoma Jah pee bt zviri mumaoko chii kt nditi bangle zvandirambira zvii ngazviwande kunge mascrachi emusoro

May 13, 2023

Madamboss Na Ngoni Mbavha Mbiri Idzi Dzakapa Chipo Trouble Causer Mari Yake Here Or Ndozvakatoti Chipo Arware Ne BP Ari Kuhospital

Mbavha mbiri idzi dzakazopa Chipo mari yake here or ndozvajatomukwidza BP akanopiwa mubhedha kuhospitari? Nhasi ndirikuteera zvikwereti. Ndodzimwe mbavha dzine hutsinye zvekuti idzi. Makudo evanhu 🙄Ipai Chipo mari yake or muchazviona zvenyu🤞Hamunyari.

May 13, 2023

Jahprayzer Kubudisa Mazino 32 Kusekerera Sadza Reparufu Senge Usingadye Kumba Chii Chakadaro Mukudzei

Nhai jah Pee kusekerera sadza repamariro kudaro seusingadye kumba kubuditsa mazino 32 ese mukuru mofarira kutsenga ndati

May 13, 2023

Kurira Kwehwamanda Ya Stunner Haa Mudhuri Unoputsika Chokwadi Stunner Na Olinda Vanozivana Zvwo Eveyday Vanofonerana Pakuti Kudii Iwee Tytan Zvibvunze

Kurira kwehwamanda yaStunner haa...mudhuri unoputsika chokwadi 😄😄😄 Semuduma ndataura pachiduma.

May 12, 2023

Tytan As A Man Kuva Neblambi Inonaka Is The Greatest Gift Okinda Uchipedza Kumukwira Anenge Achitofunga Zvake Stunner Mukadzi Wese Young Or Old Ane Blambi Yaanodisisa

MAFIRA KUREVA GHOST NATION BY Q After Olinda's Post I have learnt kuti Mukadzi wese whether Old or Young ane Mboro yaanodisisa zvekuti akazororwa nemumwe murume azvina kana Basa.. Tytan pafeya paye Olinda paanoti wamutundisa anotsunzunya madziso ofunga Stunner hake ndokuti zvibude. Ichi ndochokwadi. As a Man having money or success is a Bonus but kuva Ne Mboro inonaka is the greatest Gift of all Time.

May 12, 2023

Seh Calaz Maitt Veku Music Industry He Is Bitter Man Anegodo Last Months Freeman Win Ma Nama Awards Akati Atengerwa NaMutarisi

Uyo anondzi mai tt veku music aka mainini seh calaz,he is a bitter man ane godo risingaite,last month Freeman HKD won ma Nama awards ake iye kwaakunyora madimikira kt amatengerwa na Mutarasi,he was blue ticked,vakaita show ku DZ akatuka freeamn he was ignored again cz freeman knws why he is on social media kuita mari kt achengete mhuri yake,seh calaz akaenda uk akatadza kuzadza class room yaangapiwa cz ma fans ake zvikomana zve bronco ne mbanje,Vanomira pa ma bridge,bride maid rake ndi Major chigunduru cheku kappa,ana freeman vakabva vayenda uk vakanozadza nenyadzi rawona kt freeman haana kuripindura bvaraposter richirumbidza show yavo,Nutty o ignored him,nhasi winky a winner award ranyora madimikira, Seh calaz akawona kt artist nhingi haasikuwirirana na artist wakavenga anonoita tag team

355 356 357 358 359