Monday, May 05

General News

March 17, 2025

Driver We Truck Crying Vanhu Vavekutoba Chibuku Zimbabwe 🇿🇼 Ine Nzara Veduwe

A haulage truck driver has described how he lost control of his vehicle before it overturned near the 10km peg along the Chinhoyi-Chegutu Highway.Chikondo haana zera nacho             Hayisi kombiDriver We Truck Crying Vanhu Vavekutoba Chibuku Zimbabwe 🇿🇼 Ine Nzara Veduwe

March 17, 2025

Nyasha Botera Auraya mhuri yemu Sikana mitumbi mishanu ne pfuti

Nyasha Botera Auraya mhuri yemu Sikana mitumbi mishanu ne pfuti Zvakaoma mhuri ye Zimbabwe. Nyasha Botera (26) auraya musikana wake zvese nevabereki vake achibva azviurayawo. Zvakaoma izvezvi vanhu vari kuchema mitumbi mishanu.           Mukomana uyu akaendesa musikana wake kuChikoro kubva form2 kusvika apedze Ku University. Nhasi ndoazofonerwa kunzi musikana wako arikuroorwa mu Shamva.       Mukomana nehasha angosvika achirova vaberekMukomana nehasha angosvika achirova vabereki vemusikana nemukomana anga achimuroora vese varohwa nepfuti. Vamwewo vabatanidzirwa. Pafa vanhu 5. Iye abva azviurayawo.

March 17, 2025

Dave Chombo Chake Choburitswa

Davy Hana iri kubika Manhanga kari kungohumana muphone Manga mune blambi yake ine sick ,saka hanty iye ari kuti ndakapihwa nemwana wangu ,so apa kuzama kuti even mwana wako ane siki yacho       Hmmmmmmm hangambotadze kuita siki, imi vamwe vakuita maperembudzi muhuro skin kuita mbada nekuda kwake davy uyu 😢 😭Chinoshandisa mushonga chete chishoti icho😂😂😂           kuzoti dai ari mu Giant aidya nechembere dzese dzepafacebookAhhh pambada akarova futi?? Zvatichaswera pano nhhasi 🤣Skin kuita mbada , but vakadzi tinozvidzikisira hedu, Davy wacho hapana kana zviripo unotoshaya chinodiwa ipapa

March 17, 2025

Mumomana Atisiya Kufa Munhu Uchangopedza Ku Poster Pa Facebook Sad

RIP Watson ndabva ndafunga uchinzi ne crush yangu Moreb*ys iwewe uri next customer yangu haaa paive pakaipa      Sad reports indicate that Watson Flexy Munyaka, CEO of Aftermath Technologies at Masaki Mall, has allegedly lost his life after being thrown from a moving Fortuner vehicle in Marondera. 💔😭 He was last seen just 5 hours ago. Gone too soon. May his soul rest in peace. #RIPWatson       Chizorora zvako but matukiro awaiita kaaHe was a troubled unhappy soul like Tawona ShadayaUyu aive nemaAnger issues aingitukirira kushaya kuti zvirikubva nepi nekuganza kuti ndine         maIphone nebenz kkkkkUmwe wake Shadhaya achatevera soon regai kuve toxic muchivhura zvipage zvekutuka vanhu. Vamwe havayend

March 16, 2025

Muimbi Mukuru Mafindifuva Arikuchema

Kune Munhu Andibira madeko, ndokupa hako mari kana ukandidzorera Laptop nema Hard Drive       Mune Basa rangu rese Wangu Wandikwadza 🙂‍↕️Thieves have broken into Nyasha Davids House and Stole the following, Please help us and call the numbers below if you know or see anything Registered to Nyasha David s Name. Martin : 0773395000         1. Hp Probook G7 2. ⁠Soundcore Rav Neo Speaker 3. ⁠Playstation 4 with 4 Controlers & 4 games (Tekken7,FC25,Mortal Kombat11,GodOfWar) 4. ⁠Timbaland 79 Boots 5. ⁠Black Power Bank 6. ⁠IPad 5th Gen White locked with Nyasha David I cloud 7. ⁠Ipad 2nd Gen Locked with Nyasha David Icloud.         8. ⁠2 Toshiba 500GB Ha

March 16, 2025

Priscilla Chigumba,Wicknell Chivhayo,Obadiah Moyo,Henrieta Rushwaya,Prisca Mupfumira should pray that Emmerson Mnangagwa lives forever

Priscilla Chigumba,Wicknell Chivhayo,Obadiah Moyo,Henrieta Rushwaya,Prisca Mupfumira should pray that Emmerson Mnangagwa lives forever because at the exit of Mnangagwa Jail time Priscillais waiting for them.       Their will know why Jonathan Moyo,Saviour Kasukuwere,Walter Mzembi and Chihuri live outside of Zimbabwe,Zimbabweans have unfinished business with Ignatius Chombo,Philip Chiyangwa their have corruption cases to answer,land barons will rot in Jail,kune vanhu vakarasikirwa ne land because these guys ,Jeri rakavamirira.         A land Audit will send Chiyangwa and Chombo to Jail,A voters roll audit will take Chigumba to the trusses not forgetting Zifa. Zimbabwe irikumashure because ana mbavha ava.

March 16, 2025

Dave Achidya Malloti Wa Hwinza Kuita Kukokota Munhu

Iwe Dave anosvira pfambi dzinenge iwewe nanaMalot ,Yaya, Patricia and Kimberly,unofunga angadye Trouble Causer ,Angadye Mai tt angadye Wezhira kambwaDave haana mbiri yekukwira macelebrit but anokwira         mahure .....kana wakapusa wobva wamitiswaKadave kacho kana skiri hakana zvimwe zvamunokwirwq nazvo it's a shameKna uri baba kna kuti amai wakabereka kamwana kakaita saRitz ako kanotaura zvekuti takadyiwa takawanda mwari wekudenga anenge akakurova neshamhu yemisodzi         kweupenyu hwese zveshuwa uuum apa ugoona kunaka plus zera racho chimwana ichechi mashoko achotaura akakurisa kuchidarikaHanty ihure hr iwe akura papi hanty mese makangopihwa mapondo mukasvirwaIwe hautogoni kubvisa zita rekuti Dave pamuromo pako

March 16, 2025

Video Malloti Achisvasvangwa Na Dave Wa Ritz

mutunda sugar Dave uyu pamwe cz tingatiiDave Kasimu Baby Dady Vemwana Wa Ritz NdiBaltazar Chaiye Akarova Ngoma Maloti Futi ❤️❤️💰💰Dave is the new Balthazer😂😂😂Malloti Inga waitsiura rits zva Dave but iwe uri kunamana naye wani Davy wari this             Manje munhu wandirwadza ndewedu Nisha t 😢 😭 😿 😢, Nisha t kuri kunzi ari kunamana na Davy yohwee Davy uyu kasi ane mushonga nhaimi 😢 😭 😿 vana vedu Vapera na davýyy Anotunda Sugar Here 😳😳😳😳😳

March 16, 2025

Mai Ava Vofumurwa Vatoba Mwana For Mari Wavasingachengete Nekuda

Kwanzi Mai vacho havatombomudi mwana uyo, asi pavaratidzwa pic mwana achi trender ndokuzomhanya kunomutora havatogari naye hanzi vanonditadzisa kufaraMai vakakwana vakatakura 9 month aungasiyi mwana mudiki diki uyo achitenderera kutsvaga zvigaba ko mwana akabiwa kei pafoto apo panoratidza kuti pane vahombe varipo vanoita nezvei    Tete tili ngaende vanoona kuti cy famba bcz Mai avana hanya nemwana uyo         zvachoseThis is not make sure,Mai avo vavo vana vangani coz vamwe vanotora vana vema next door in cases like these kuti kubude bag svinu.pakutoda proper investigations apaUmmmm kana tichiti munhu usangozvare vana hobho kana usingazokwanise kuvachengeta tinoitwa vanhu vakaipa but chirinani chii kuita       &n

March 16, 2025

Muporofita Mukuru Opduurwa Ku South Africa

Mudhara Canaan hatichinavo hama dzerutendo vakapfuurwa nepfuti nezuro manheru vainamata pagolden arrow Capetown kumusha vaibva kwamurehwa         Eish kubaiwa nepfuti vari mugwanza vachiporofit RlPChokwadi hatichizivi chavafira hakuna munhu angaita zvivindi zvekuuraya muporofita for no good reason wongororai chikonzero chaita musoro uteme, vamwe vakuputsa         dzimba dzevanhu nechiporofita Chavo chenhema kuri kuvandira vakadzi vevanhu .Ipapo manje pakuti vakapfuurwa vachiporofita panotipa mibvunzo yakawandisa,hongu mweya hauone zvese hazvo asi apa waifanira kuvaonesa kuti pane zvichiitika.

34 35 36 37 38