Thursday, June 19

General News

May 09, 2023

Tete Mildred Fambirai Nyaya Dzenyu Mega Lovenes Samaz Ane Bitterness Yekurambwa Na Tinashe And Shepherd So Achaita Nyaya Yenyu Ishaye Value

Ndabva ku Live ya Tete Mildred Mmm ndanzwa tsitsi I hope and pray kuti tete nevanhu vari kuda mari dzavo kubva kuna Mai Tt somehow vachaona mari dzavo. Tete Mildred, fambirai nyaya dzenyu mega nevamwe vakadyirwa mari. LOVENESS especially will make the story loose value.  LOVENESS na KETINA vacha tadzisa kuti vanhu ava vabatsirike because these 2 are after drama and content. LOVENESS ane bitterness yekurambwa na Tinashe na shepherd.  KETINA arikurwadziwa kurambwa na Mai Tt.

May 09, 2023

Maitt Vonzi Chimbavha Vakabvira Kare Kuchiko Akambozvimbiswa DumbubAbiira Mumwe Mwana Nzungu Dzake Aiva Nambuya Vairoya

Maitt Mbavha iyi yakabva kare honai ...kana kuchikoro ndizvozvo aibira vamwe malunch box akambozvimbiswa dumbu aba nzungu dzemuzukuru aive nambuya vanoroya

May 09, 2023

Cay Family Yajamukira Maitt Kuti Sei Musingazeze Mari Dzevanhu Unemoyo Wakaipa Nhema Dzako Dzinomutsa Chitunha Pay Back Mari Dzevanhu

Mmmm felistas Kah ndakutya hangu haaa sei usingazeze Mari dzevanhu kudaro everyday unouya uchi preacher hee Mwari this Mwari that asi moyo wako wakasindimara kunge webere😭😭😭😭Zvimwe zvinhu zvaurikuita uchipembedzwa nemafans ako zvichadzokera vana vako pachokwadi chaipo Don get carried away nemafans epafacebuk aya think about your own kids mangwana tese isu tetisipo zvichirikunakidza iye zvino uchipiwa nyembe nekunzi cat mom hausi kiti iwe felly urimunhu .   dambudziko rikutangira pakuti wakutofunga kuti irikatsi iwe urimunhu, you think you own everything panyika pano ndozvinokupa Kutora zvinhu zvevanhu without remorse coz you think you deserve kuva nezvese muhupenyu wadii kurarama zvaunokwanisa wasiya nekuda kurarama kalife kepamusoro kausia kushandira vanokukuza avo ch

May 09, 2023

Comic Pastor Vosekwa Nemafans Hanzi Kushata Senge Cheni Dzegejo Dzakaunganidzwa

Comic Pastor vopinzwa busy  Comic Face....kushata kunge cheni dzegejo dzakaunganidzwaBt seni ndatomujaira akandinakira as time goes on uchahozviona kuti akanaka ndaimboonawo sekudar🤣🤣🤣🤣

May 09, 2023

Lovenes Samaz Oti Pilot Akachekereswa NaMaitt Ndivo Vakamubaya Kuti Aite Plane Crush Audios Coming Ketty Akati Haarare Achirohwa Nechipoko ChaPilot

Saka gogo Masiriri mati ndege yakauraya pilot in Harare . Ndi cat mother vakazviita kuti ndenge iyite crush. Imi saka muri kuti Cat mother vakaita temper enjini here muri kuti chii. Next time musawawata nekuti very plane has a black box which records every thing. Mune dambudziko rekuti u know everything apa chozikamwa makuhwa chete. Anyway tamirira ma audio acho amataura.  flight recorder, byname black box, instrument that records the performance and condition of an aircraft in flight. Governmental regulatory agencies require these devices on commercial aircraft to make possible the analysis of crashes or other unusual occurrences.

May 08, 2023

Patricia Jackie Oti Saka Felistas Waida Kundiuraya Zvinoshamisa Zvinotyisa Ketty Said It All MukadzibAnmoyo Wakaipa Hazvishamise Kana Ariye Aida Kuuraya Tyra PaAccident iya

Patricia Jackie oti Saka maitt waida Kundiuraya cozy ndati bhadhara Zvikwereti Akashata kumeso nemoyo rush ne flue zvisingapere ndozvimwe zvinomupa uroyi vekuda kuuraya...midzimu ya Patrícia ikat unonyepa vanyangira yaonaHaaa hazvishamise kana ari iye aida kuuraya madam boss Pa accident

May 08, 2023

Zvinotyisa Zvinoshamisa Mai Maketeni Vakakidnapper Murume Wavasingachade She Take Her Passport Phone Kuti Asaende Ku uk

From trusted source Hie Pamelah please hide me and help us make noise for murume wamai maketeni akavharirwa mumba akatorerwa phone he no one pa hama can get hold of him nenyaya yekuti anga akuda kuenda UK ,she knows havachadanane but haasikuda aende anyway,inini personally I believe arikupiwa poison mu food achangonzi afa because ndirikungorota rufu kubva paitika noise yacho achizotorerwa passport,Mai TT vanozviziva vakatoti siya murume aende hauchamudi but hapana chirikubuda.not sure if this move might save hama yedu

May 08, 2023

Fungai Mutisi Madam Boss Sister Nyaya Dzamaitt Munoda Kukwanakwana 45 Year Old Gadzirisai Zvemurume Wenyu Wekutorwa Nemuzimba KuUk Uko

Fungai nyaya dzaFeli anotodawo kukwana kwana chaizvo padzinoitika nyaya dzacho anodii kugara auya nadzo kuti Feli adai anoda kumirira kana vanhu vapesana ouyawo netwake twunyaya

May 08, 2023

Baba Harare Tonzwa Kukunyarirai Muchirikutokwira Feli Rita Chisikana Hamutyewo Muzvezve Here Kolist Rezvikomba

Baba Harare muchirikisvira herr Felistus Murata. Hamutye kuzopigwa strain yeHIV yaFeli yakazanganiswa nemasperm evarume 500. Musadaro Baba Harare. Ndanzwa kukunyarirai😢😢😢😢😢😢

May 08, 2023

Iwe Ndodo Ngochani Isinganyare Dzidza From Swagger Haangoitiswe Kuhot spotter Nyaya

AnaNDODO dzidzai kuna Swagger STFZ Nation haaswerere nyaya dzevanhu kuita makuhwa kutengwa ndaimbomuvenga ndichiti Swagger haana kukwana but haabaye live button anoita live achiita make up yake nekuenda kutouch line kunotengesa mkoshooo wake. Musangotumwa kuvenga vanhu vasina mhaka nemi ramba wakadaro Swagger naBigSam The Comedian uyu haana drama asi NDODO unobvuma kuhotspotwa kuvenga vanhu dzidzai kune vamwe

358 359 360 361 362