Hahaha ndaseka maiwe zvangu weduwe mmmm moving grave. Apa baba wanemhuri vana wacho wachinzwa baba wacho wachotukwa kudai mmmm ko idzo hama dzaGilbert dzinonzwa sei weduwe. Dai kamusikana kacho kari kasvinhu zvirinani.
Joey Nyikadzino azvitadzawo zvamaitt she is standing with Kettina Zimbabwe yese yomira na Ketty our national treasure joey Nyikadzino said Chimwe chichatiuraya takavarairwa pano pA social media ipressure yevanhu vanonyepa!! Mwari tibatsirei tigone kuona manyepo neasiri tigutsikane nepatiri & know kuti pictures are just memories not reality🫠Problem is we left proper inspiration from our communities and families in real life, people we see hustle everyday and followed people we don't know on social media!
Rutendo Lovenes Samaz said "Musanyeperwe hapana asingadiwo munhu wake anomubata bhooo . Ndinodiwa ini mhani plus ndinochengetwa . Happy anniversary to us . Ankele venyu munhu bhoo munhu mhani . Counting down to 4 years of being together . Blessings to you all . Be with someone who adores you and celebrates you even with your flaws ❤️❤️❤️
Ava ndovachakuroyA ukaita mushe You met your match this time.. Ketty anoziva paunogara anogona kutotumira vakomana ukatyorwa tyorwa.. This time waenda kamuchachilo you can’t control everyone waifanira kunyarara
FUNGAI MUTISI MADAM BOSS SISTER SAID Maitt A witch - kupusa ungaita secret nemurungu ! She inboxed baba Changamire and told him lies and unbelievable stuff. So Baba Changamire started asking me questions and I told him , if you keep on asking me about what this person told you then , I am going to block you. The following day I blocked him and send him back his ring. She gets into baChangamire’s tik tok to reply things. Now baChangamire is depressed because he never saw it coming , he never thought I would call it quits. I warned him and he was manipulated by this fake celebrity ! Udzidze murungu haana secret ! I can’t post an open email details because ndoswera ndasungwa. I am not desperate for marriage !
Maitt Munonyadzisa fungai Mutisi akanyarawo Hanzi ne sister yaMadam Boss Changamire is peaceful Felistus akakwirwa naguard we kumba kwake kumabanana. Zvinonerei mega handizi kunyepa😂😂😂☠️☠️☠️☠️😂😂😂😂☠️☠️☠️☠️☠️☠️ Banana Family AHOI😂😂😂😂😂
Maleft overs nema rejects ema socialites ese iwe ndiwe wega unovabvuma wakachipa gara pasi sit down madam zemoo😂😂😂😂 akana kutsukutwa nxaaaa kutoswera kutipa pressure tichiti kane upenyu bhoo izvo kungodhonzana nemarejects nxaaaa .chasara kumuka kakazvimba yonini iyoyo ...
Dhiri ririapa nderekuti KETINA Haasi Dhaka boy wa mai tt, Master wake chaiye chaiye ndi LOVENESS. Ketina Ananiah akabhadharwa kuti ashamwaridzane na Mai Tt, mari yakapihwa mai tt yakabva kuna LOVENESS. Changamire Is Peaceful is part of the syndicate. KETINA’s mission was to collect as much information as she can to destroy Mai Tt and ari ipapo obva aparadza ma close relationships ese a Mai Tt, that’s Tete Mildred and Cousin Rose. Pavakaona kuti haasisina close friends and relatives, vakabva va tuma Doreen to start the fire. They are creating fake stories nemamwe echokwadi just to destroy Mai Tt. Please note, Madam boss is not part of this.
It’s actually so rich to hear “fake like” coming from your mouth Felistas as an insult to someone. •Mai tt logistics iripi izvezvi •Mai tt groceries iripi izvezvi •Your fleet of cars dziripi •As an acclaimed home owner you were wakatamirei •Sei uine zvikwereti zviri above your life ? •Mota ya fifi? Iwewe uda kutaura zve respect yevamwe towards vabereki •your parents came to your rescue paye Olinda ati akanyengwa na Tinashe pleaded with you to go off live wakavapindura like your servants •wavhizura baba on a video ye house surprise iyo , unovarerutsa plus mai Maketeni vakataura kuti unodedzera mazita evana nekuroad haupinde mu gedhi •kupfekedza mhamha tu gogi kuti munoita skit ye surpris
Felistas Murhatarhata usade kuzviita muGentile kakatowanda stereki kaunopinda physical nemaparents ako iwe . 2013 wakapotsera mudhara wako nehandbag ikagamwa naFay. Mai vako chaivo unoita kubatwa kazhinji kuti usadaro uchida kuvarova. 2014 uchiperekedza baba vako kucheck up makanetsana namai vako ukapopota and you dumped your parents munaHarare Drive kuside rekuMalborough and your mom called Memo vachichema akazonovatora. Iwewe handiti unogara uchiti your parents vakakuita mukadzi wechikwambo ndosaka usingagare pamurume? Wakatanga kuzvitaura madays awasiyana naTapiwa Mutikani, inhema here? Handiti hausiye vana vako kumba kwamai vako chero zviite sei because unoti vanozoroiwa? Iwewe naKetty 6 na9 , same WhatsApp group. Zvekuti aida kukwana kwana ndiwe waida kungomukwanisa because you were l