Jackie Ngarande said we can joke hedu but Height iyii inongodiwa paden Shuja unganetswe na shorti mubhawa neka gas tank kori mamood ne rough futii🤣🤣 kasadaro hameno aitaurwa. Ruxhinji rwichituka Jackie muchiri kuiteiko mumastreets magazine tanks akaroorwa arimudzimba haiwawo.watochembera usina kana murume zvake akabvisa kana manhanga kumba kwenyu dzikama.
Wahala be like bicycle DNA test reveals that Yul Edochie is not the fathe of Judy Austins some-investigative journalists Kemi Olunloyo reveals. After this disclosure a lot of people suspected yul edochie because he had earlier deleted all the photos of his son and second wife Judy on his Instagram page .
Miss Red Samantha otukwa kunzi makumbo anenge chimwana chenzou in Beverly Sibandas voice sure tinganamatira jeko ra Miss Red nhamo dzedu tapedza here kudzinamatira Vanhu mazuvano vakatsamwa havasi kuda zvisina basa lol
Maitt voudza tete vavo tete Mildred kuti Monyatsoita malive monaural zita rangu ndokupindurai stereki cozy izvezvi handisati ndaziva mukuhukura nezvani? Tete Mildred voti ndafunga kuti mauya nemari yangu yechikwereti isu tinosevenza mari kwete varume Mari yeround inobhadharwa hondo yatete nemumuzukuru.
Kwane hondo ye Syria 🇸🇾 Tete Mildred namai tt vavekungotukana hazvizoda pahukama Tete nemuzukuru.Mildret arikutukirwa mari yake zvakaoma hazvo Mai tt voti "which one is better a 37 year old woman dating a 50 year old man or a 60 year old Mildred dating a 30 year old man zvakaom." Admin yoti age us just a number chikuru redo.
Munyori oti "Koitawo baba ava juita selfish adii apa imwe award kuna WinkyD ?Haasikuona Ana Baba Harare varikugova avo maawardanomafii ma award 2 Unotoona kuti Amara akatomira nechekure achifinyama kutiza munhuwi we weti kutozezwa.
Today is the birthday of the best socialite in Zimbabwe Madam boss she is the benchmark of all socialites in Zimbabwe other socialite they all want to be like her to gang up form groups to destroy her because they were Jelousy Of her Endorsements but they failed dismally and today she us still standing very strong .Happy birthday Madam boss
Mabrijo youth leader wezanupf women in Dubai ,Uchatonzwa vavengi vavekiti hope mabrijo haachanoita zva Zuva Habane zvekunodyiswa duxvi na Edith chibhamu
Greatman music official is not happy nana papa maporofita enhema mukoma vakatsamwa he said "iye zvino kana mouya kuzondinamatira or anything chine chekuita nekunamata huya uchiti I'm pastor or evangelist nhingi not a prophet. Umm maporofita noo I repeat maprofita no". Chi chingadai chatsamwisa Greatman wedu
Tete Tilda Zim our Zim iron lady a wonderful woman of dignity oudzwa kuti dai chizororora asiirawo vechidiki basa Ana Lorain Guyo. Really it doesn't make sense we can't even compare Tete Tilda with any of these social lites Muzimbabwe Tete vedu vasiyei vacate basa.