“He is God of justice!” Angle yedu ndoyakasiyana asi munamato wedu mumwe chete!Moana Sol reality hits when you off camera wangu. I am happy she is happy and getting stronger like concrete. Pamberi nekushinga.
Pressure mubhora or muvhiri kwete muvanhu. Zvakubaya moyo!Hatiseke kuti munhu aenda kujeri, dai zvaisekesa taigara mbabvu dzichirwadza nekuti kujeri kwakazara vanhu vanoendako everyday vamwe vasina mhosva dzavakapara. Asi hativaseke nekuti vanenge vakatyoka vachiratidza kuzvininipisa. Tinoseka kuti imi munokuza munhu anotadza asiri remorseful murwadziwe, mudzidze kusakuchidzira munhu paanotadza. Tese tinotadza and it’s heartbreaking for the children to see their mother going through all this process and negative publicity. It is sad because, all the money haichadzoke, vanhu vakatodyirwa mari. Dai jeri raidzosa mari dzevanhu taitofarisisa asi zvatovharana! Pain yacho yatove double. Chero mukuru wenyika, doesn’t boast and challenge people publicly using his Powe
Kna vakanz varambana I don't blame her akamhanyirirwa naEnzol mwana uyu asat aziva chaizvo zvaanoda uyu Akagara atomubatirira sak aaah anogona akazoona kut handizvo zvakanoda pamwe kanota murume mudhafu 🤷pamwe kachir kuda kunakidxwa kwet kupersonalizwa
Faiti rova munhu😂😂😂Tinashe ucharohwa chete uchiita basa rekubata siya varovaneMwari havambokupe mkadzi akadai usina chawavatadzira
Trial date for distributing Shashl nyudzu set for Sept 11. DJ Levels is facing charges of which prohibits transmission of intimate images without consent.
Barika rakaoma zvakaoma kuitwa sec option pane vamwe haupo shuwa kushudhirwa heinz LV ne Gucci .pamberi nemukadzi mukuru pasi nevanoda kuuya pane zvakashandwa nemumwe mukadzi .She is a gold digger handifunge ambori nebasa nezve mereji she secures the bag
Mudzimu wekumusha kwenyu wakabudira panaani Sisi Midu ndokuona kunge zera renyu raakuda kuty muende kunorima kukwesha vana nhowa nekubudirwa nemidzimu
Ava ndovamwe varimujeriZvichanaka Titan. Shame zvinenge zvisineba kudomira mushe munyumbamo.
Cat family mukunyanyopa Felly pressure. Regai ambofema veduwe🤣🤣🤣🤣 Andinzwisa tsitsi achipushwa nemu Gadhi Jeri . Kuitwa saga renyemba chairo. 3 months achijaira NZVIMBO then ozotanga kufadza hake her friends muchizarira KO vakumupirei Sprite????? Munhu we Kokora uyu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Pamberi pe Camera unosekerera kufadza mafans but macamera akadzima BACK TO REALITY. KAMUCHACHA NEEDS TIME FOR REALITY TO SINK IN.
While other's jear and carry on... Job Sikhala's incarceration is very personal to me and my family. He is our families personal Lawyer in the Abduction, mutilation of my sister ... muninginacwangu Moreblessing Ali . He is not in there as a Joke... and his being held up means we are yet to bury Mobby... a whole year and then some.. later! 💔 A mother, a child, a citizen of Zimbabwe and a human being. Chirikusekesa chaicho... pafunge... HAPANA! Mwari vakuitirei nyasha.💔🩷😭🙏🏾 Samaz Apologies "Tafadzwa Highlyfavored Sarupinda I totally understand you on that and to be honest when I saw this post by Java I actually thought he was more directing things to kamuchacha and I didn’t look at the actual story as the joke