Achiri nechiveve kuwona 9 months dhaaaa achingoimba baba harare musadero 😂😂😂 imika apa hanty atorara kwaakumirira kumuka kwamangwan maskeni na 4Chokwadi chaicho ndechekt mura is not happy iri ringori foto rekutifadza hedu isu mafans hapana angambode kugara mujeri uchisiya imba yako nevana sure kunge uchareperwa vana naWasu l feel so so sory for mura asiwo kungot akuripira zvitadzo zvake
Haaaa vavharirwa na 4 pm afta head count vanenge vaita easy pa floor nechidhongiReality Will Always Strike Once Kwadoka WakuraraIzvozvo ndozvinomunyudza muchikuzaaa henyu paanorara imi mave kudzimba dzenyu ,one day muchamuurayisa mukumuisa unnecessary pressure zvikitinyana
Mari yema Onyeni iyoyo muvake dzimba svinu kwete mikuku yatiri kuona mukadzi nemurume vasingagone kushandisa mari matofo evanhu
Tate was right when he said to be a dog family you must have chitupa che o'level cz iiiih mahorror mdara 🤦♀The Kittens are so dumb. Basa kungotuka vanhu apo brain dololo🙄By now kungadai kwane hobho Kitinyana dziri kuita imitate their mom , creating hashtags , doing challenges and all that kind of stuff just to keep the momentum going but iii 🙌basa kungodofora nekutuka vanhu. Hazvisi creative, kupusa.
mimwe mibvunzo yacho Haiite surePanouya ava vakatsvinda tsvinda zvebota havabvunzwe. Asi ana Keresenzia vekumaprazi ekwa siya soo vanochiona 🙌🏽 vanobvunzwa kuti makatanga rini, kupi uye rakadyiwa kangani. How come to you so Mr DNA man? Plus Vakadzi munenge munovadawo fani imi
Cat family manzwa here kuti mai venyu vasevhwa 15 summons ekuenda kucourt nhasi?.Zvichireva kuti pane 15 cases dzefraud dzavarikufanirwa kuendera kucourt.One after anotherGood, nokuti pane vamwe varikuita na live nekuposta zvekusvotesa vanhu vakabirwa mari, do you think they are happy. Imi ma selfish mboko dziri kutsvaga ma views ne following muchi bigger Feli nekusvotesa the affected, ndimi muri kuita kuti zviite worse for Feli.
Dai wakangoramba kuuya kumuchato ndiwe umwe wakabudisa mai vaya mubudget plus ndiwe futi wakavadzidzisa kupfeka waterproof unoendawo riini kujere iwe makhumalo😏
Expensive but not fitting well. I would have won a stiletto or a sneaker. Too much going on, accessories too much, this chunky shoe is not it as well
Saka takazobvumirana here kuti aya ndomaCeleb atinawo seNyika #Ibotso
Makazeni huyai titandare .Fresh meat Uyo anonz Kate Mbofana ndiye hure rafremam raari kudya Kate uyu ndiye wekudyiwa nafally alasvipwa now akuna freeman iwe Kate dzikamisa chiuno chako uriku chacharika tichikuona unofira mumaoio evanhundichauya ne v11