Sunday, August 17

General News

June 14, 2023

Ma PP Akuramba Mabribe From Maitt Cause Leaked Voice Notes Ekwa Ketty Muromo Unoparira

Aftr audio iye yekuti ndaibhadhara Pp haaa I don't think pane achada kumira nenyaya dzake kumaPp ikoko vabudisirwe basa zvisina basa mhuri dzavo dzigoparara nenzara bodo plus vanenge varimo zvavo mumastreets imomu vachidinzwa nyaya dzakeVanhu vacho vakuramba mabribe ndipo pakunetsa.Ezvino vakufukunura mhosva dzake dzekare kuti hee akamborega kuita community service dzaimbovepi pese apa mhosva idzi? Zvikiti you underestimated Ketty but maAudio aKetty aye anga ari maone.

June 14, 2023

Izvi Zvakuda Vakuru Vanofamba NaJesu Amai Bwanya Makangoti Zi Why Musinganamatire Feli

Pakuda mai Bwanya apa namatiraika Mwana Wenyu munomuda Muchitsvaga clout nevanhu vanouya Kuchurch here

June 13, 2023

1 Down Maitt Kwasara Shamwari Yavo Mai Deco Inobira Vanhu Mari Isingazoite Basa Taneta Nembavha

1 down kwasara mbavha imwe iyi inobira vanhu ichitora mari dzevanhu isingaite basa Mai Deco your days are numbered uri kutera sahwira wako kujere maifurirana kuvhara vanhu chimbavha basa rekushandisa vanhu usinga vape mari zitsotsi …vakabirwa vose na Kristel namai vake nyorai1  

June 13, 2023

Vanhu Voti Dai Mait Vaorera MuchikurubhibSa Job Sikhala Aah Musafananidza Job Nembavha Imi

  Dayi kakaworera mukati saJob sikhala. Kambwa 🤣

June 13, 2023

Chatunga Mugabe Oti Donnt Borrow Money To Fund Fake Lifestyle Like Maitt Its Not Wise At All Munofira Mujeri

Chatunga Mugabe said don't fund fake lifestyle with borrowed money like maitt munofira mujeri vanhu vomutuka  Ko ivo hant vakuraramawo nepfuma yekuba. Baba baba yavo yaivewo mbavha gororoZvamurikurarama nekubira nyika wani kambwa

June 13, 2023

Maitt Spokesperson Said Hapana Jeri Raanogara As Long Ed And Zanupf Ichitonga Kanganwai Zvenyu

Uyu apana kwanoenda as long Ed achiri pachigaro kanganwai henyu.Zvikiti zvese mangwana handei ku court tinoita toyi toyi musakanganwe kupfeka regalia ina Ed

June 13, 2023

Maitt Vavharirwa Muchikurubhi Nenyaya Yehumbavha Vanhu Voti Can't Wait For Tete Tilda To Ask Maitt Mujeri

Felistas avemukati ari mupolice custody , ndotime yekuona chokwadi kuti maghosts ake chaiwo ndeapi handiti?😂😂😂😂cant wait for Tilder live zim achiti imhosva yeyi yakakupinza mujeri unhatirondedzerawo here zvizere kikiki

June 13, 2023

Maitt Felistas Murata Arrested Vazosungwa Because Of Theft Of Trust Property Zvakaoma

JUST IN Felistas Murata, Mai Titi has been convicted of theft of trust property.   The State has made an application to have her remanded in custody to this Wednesday pending sentence.   Murata surrendered a hired car as surety to a loanshark before retrieving it and surrendered an invalid passport as surety.   In her judgment the magistrate described the case as a "classic case of theft of trust property"

June 12, 2023

Maitt Wakapusa Dzidza From Tyra Unofunga Anoda Olinda Here Iwe Dai Wakabatisisa Ketty Uchitengerwa Hembe

Mai tt wakapusa dzidza pana tyra you think tyra anotoda mai nandi nemoyo wese hapana apo mai nandi vanobudisa mari preparation yadzabu wakaona kuchitengwa magucci akatengerwawo dzake hembe akapiwa mazimari manje iwe feli unowanza dzungu ketty akabvisa friendship fee zvakanaka zvinengei iwe dai wakadzikama uchingomora chete samadam boss bvuma kupusa izvezvi hausi kufunga mabhachi awakapisa nechando ichochi uri dazvanana iwewe

June 12, 2023

Pokello Oudza Vakadzi Especially Vari KuSouth Africa Kugeza Kune Malevels Gezai Not Kuita Shena You Must Glow Kugezeswa Nefirita

Mazvinzwa here hanzi kugeza kune ma levels take your time to bath kwete kugezeswa nefirita 😜anenzeve anzwa 😉Frankly speaking some Zim ladies kugeza nekupfeka zvinotinetsa. Especially team riri Joni, sipo , roll ons, foam baths , face products ,good creams and lotions etc zvinotengeka zvekuti. Mbatya dzinofambirana nenguva dzinotengeka, make up products zviriko for all budgets and good products.   Asi unoona munhu achiita se ave ne 2 days asina kugeza , munhu akachenuruka , make up yakaitwa kunge chidhori, wig kuita kunge munhu ari kuda kupenga. Havanyepi kugeza is not kunzi ita sa slay queen just look 1clean and well dressed zve budget yako .  We have been is SA for years but some of us have learnt nothing. Ukaenda pakaungana maZimba chete unonyara iwe kuita kung

387 388 389 390 391