Mazvinzwa here hanzi kugeza kune ma levels take your time to bath kwete kugezeswa nefirita ๐anenzeve anzwa ๐Frankly speaking some Zim ladies kugeza nekupfeka zvinotinetsa. Especially team riri Joni, sipo , roll ons, foam baths , face products ,good creams and lotions etc zvinotengeka zvekuti. Mbatya dzinofambirana nenguva dzinotengeka, make up products zviriko for all budgets and good products. Asi unoona munhu achiita se ave ne 2 days asina kugeza , munhu akachenuruka , make up yakaitwa kunge chidhori, wig kuita kunge munhu ari kuda kupenga. Havanyepi kugeza is not kunzi ita sa slay queen just look 1clean and well dressed zve budget yako . We have been is SA for years but some of us have learnt nothing. Ukaenda pakaungana maZimba chete unonyara iwe kuita kung
Chimwe chichatiuraya inini na Anna Chibaby Honde kurara takambundira maZoya mu winter muno .I
Vese vakungomanikidza manikidza Vana vaMacheso vanogona asi havakunde mwana waDhewa ๐๐๐ Kana mazogara Peter anoyimba hake
Tally Oti Baba Nandi Tytan Nkomo Musi Wemuchato Akatanga Aenda Kumba Kwake Konodya bota Nesadza Zvakaoma
Hanzi futi futi musi we wedding day ya Olinda Chapel-Nkomo murume wake Tytan akanodya sadza kumba kwaTalyne.handisini ndadaro nditalyne adaro egaHanzi zvekusvika pakunonoka kunochata arimo mugomo resadza kkkk Worinda kutosheedzera Tytan Tytan wanike Tytan haziko ๐๐
ASI injection re dumbu riya raakajungwa ddnt work Chii ichocho chakadaroMabrijo abva ashata face nebody zvese kudaro
Hapana hushamwari kungosanganiswa nekuita one enemy chete mumwe akaita enemy enemy yake yobva tatotanga hushamwari ne enemy ye enemy yake๐คฃVanotamba vese vasangana chete..havaite zviya zvashamwari yangu wadya here.
Tallyn is forever 29... it's 3yrs now ari pa29Murakashi, chiranga mapenzi ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ. Musaone kunyara these days. Tadzo anorova, very controversial but kana ati pandokubata ndokumamisa anotokumamisa. Keep that in mind.
Dai uineDai uine mari OLINDA usiri muma streets husiku. The problem is unofunga kuti uno skipper ma stages muchiri kure amai mwana pahu mbinga. Bhora pasi dai uine mari waka sender P.A wako kuti atange awoma kuti kuna ani, at least Mai Tt vana Wasu saka we can say she’s higher than you ๐๐๐ kudhaiwa kunge uri ku Mbare ๐๐ E no easy, get well soon Poor Auntie ma streets husiku. The problem is unofunga kuti uno skipper ma stages muchiri kure amai mwana pahu mbinga. Bhora pasi dai uine mari waka sender P.A wako kuti atange awoma kuti kuna ani, at least Mai Tt vana Wasu saka we can say she’s higher than you ๐๐๐ kudhaiwa kunge uri ku Mbare ๐๐ E no easy, get well soon Poor Auntiebut who agrees to have a business meeting midnight? vanga vachitofanira kudzok