ASI injection re dumbu riya raakajungwa ddnt work Chii ichocho chakadaroMabrijo abva ashata face nebody zvese kudaro
Hapana hushamwari kungosanganiswa nekuita one enemy chete mumwe akaita enemy enemy yake yobva tatotanga hushamwari ne enemy ye enemy yake🤣Vanotamba vese vasangana chete..havaite zviya zvashamwari yangu wadya here.
Tallyn is forever 29... it's 3yrs now ari pa29Murakashi, chiranga mapenzi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣. Musaone kunyara these days. Tadzo anorova, very controversial but kana ati pandokubata ndokumamisa anotokumamisa. Keep that in mind.
Dai uineDai uine mari OLINDA usiri muma streets husiku. The problem is unofunga kuti uno skipper ma stages muchiri kure amai mwana pahu mbinga. Bhora pasi dai uine mari waka sender P.A wako kuti atange awoma kuti kuna ani, at least Mai Tt vana Wasu saka we can say she’s higher than you 😂😂😂 kudhaiwa kunge uri ku Mbare 😂😂 E no easy, get well soon Poor Auntie ma streets husiku. The problem is unofunga kuti uno skipper ma stages muchiri kure amai mwana pahu mbinga. Bhora pasi dai uine mari waka sender P.A wako kuti atange awoma kuti kuna ani, at least Mai Tt vana Wasu saka we can say she’s higher than you 😂😂😂 kudhaiwa kunge uri ku Mbare 😂😂 E no easy, get well soon Poor Auntiebut who agrees to have a business meeting midnight? vanga vachitofanira kudzok

Kusekana kwana kamba mese muri desperate/
Ndiani akamboti mapiritsi e edzi anopepengesa before it was public knowledge that she is also living positively. ????? The same person now runs the Do not discriminate me card. Well someone has to tell u- get off tht high horse. Wats makes you think u can say mapiritsi evamwe anopengesa and ako haapengesi nokuti ndiwe wakoshei? Live with wat you say. In case u didnt knw 1 in every 5 people is living positively and havana drama serako. Dzikama
/Anotsvinya mkadzi uyu hanzi I can't be in the same room naye I can't do business with her we are not on the same level, iiiiiiNext time Tallyn nyatsomamisa munhu kwete kushedzerwa mapurisa rubbish. I think ndozvinongoda ma celebrity edu coz kudheererana kwanyanya pamasangana mamisanai ma gradge apere
Hanziiko naAnna naRorini , everyday nyaya dzevarume , chanetsa chiiko nhai? Ndochega here, fanika iwe Anna wekuzviti Girl Child Ambassador unodzidzisei the Girl Child kana wongotaura zvekudemba sex hee ndatovata ndakabatwa nezvidhori zvangu 🙄You are now behaving like sex starved bhichizi vakadzi vaviri imi. Kwanai uko, makutibhowa manje. Kana zvanetsa onai ka sekuru Banda maybe muri vakadzi vezvikwambo. Makunyatinyadzisa please 😕
/Winky akakuposta 2016 wahwinha Award asi iwe hausati wamupostawo nanhasi since akahwinha yake International award..Une godo iwe Jah Prezha.Uyu anorwadziwa chero naproducer amuitira song mayb ndomishonga yacho