Ketty uku ndiko kwako uku kutsvina akafita kugara neinda muchiuona mukadzi uya vsripadhuze naye imbotarisai mapants ake nematrouse munodziona inda nemazitsvina ake wakafumura mai Tt vakafa here wakapihwei nhasi ndandri kupage kwako macomments 8 ko vanhu vanokuti go Ketty go kana uchituka Murah varipi tanga wanogeza inda dzako dzaunadzo wozodzoka uchiitira noise munhu asinganzwire mvura kunge Dumbo remusango
Vanyengeiwo tizorore veduwe hamuoni kuti vari pakutsvaka vane zemo rembwaAva mai ava ndivo vane zemo manje, vanga vakuda Tinashe takatarisa 🤣
killert mushonga wake wakaipa. imagine kutsikwa tsikwa kwakaitwa nyaya yaMitchell that under age waidanana naye wekuzofa. aifanira kuenda kujeri saChigudo.Why is that vakadzi vakamitiswa na Killer T vanosakara nhaimi,ndamboda kufunga kt asi nyaya yekundzi akaromba ichokwadi vakadzi ava vachati vakazvara vana izvo dziri zvikambo or nyoka dzinovasveta ropa,cz why vachisakara kudaro iwo vaine baby daddy ane mari and why achimitisa dffrnt women evn wacho waanondzi anogara naye akasakara haandzwisisiki.vakadzi nyaya yenyu yekuda mari.or kuda kundzi mune vana ne vanhu ane mbiri muchamama sa MARY CHIWENGA, STAY CLEARENCE
Porisi yaramba kusunga Tallyn hanzi namai Nandi l have a disability vachireva HIVTallyn azvambura mbuya tea hobvu, zvino problem ndeyekuty mbuya tea hobvu was trying to teach cops 👮♂️ to do their job..🤦🏾♀️ Hanzi I'm a business woman, heee I studied LLB. Olinda sit down mapurisa emu UK hadzidziswe basa newe.
Unopindira nyaya yaSaintFlow neDamview iwe pawakaba song yaJah Master Hello mwari neya Poptain Fadza Mutengi ukatora all rights zvikazofumurwa naWellence Mujuru zvakazokonzeresa kudonha kweNash colour vibes Damview yakambopindira munyaya dzako. Unomhanya kubhadhara nyaya dzako dzoitwa sweep under the carpet and everyone takes down incriminating posts but one day is one day zvimandebvu izvozvo zvichatsva. How many artists rose by being curtain raisers vasingapihwe anything. Where you paying everyone kuNash. Chihera chaiye made noise kuti umupe mari yeSong yake wakamupa akanyarara. Hwindi aive oita noise ukazobhadhara. You only pay chaputika so shut up and manage your oldie wife wawaisiya uchinosv*ra Moana,,
Haana kutorohwa Orinda azviruma netuzino twake tunenge twegonzo achida kunyepera officer iye tallyn ngaanatso muroveChazvitswinya, psycho she is…remember she ones brought us love bites zvikanzi Ty aindi abuser 🙄
Wemukondombera wari nane wanomwa mishonga ko iro zimuroyi rapedza kudya vana ndosaka Nox akati i mari zvayo regai nditize nehupenyu hwangu. Zimbavha kusatya kubira chitunha...sakanhai murora mafunga kutuka vanhu nezveurwere imi tichimbokumirirai mumastreets muchinzi hamuzvari...asi chiii ...mozoipedzaherenyaya yacho...l luv u Tallyn n l think u shld apologyz mastreets aya ihondo ...watuka vemukondombera ...vanokuvinga neyemwana soon
Haana kutorohwa Orinda azviruma netuzino twake tunenge twegonzo achida kunyepera officer iye tallyn ngaanatso muroveChazvitswinya, psycho she is…remember she ones brought us love bites zvikanzi Ty aindi abuser 🙄Olinda ko akutiratidza maronda eedzi umm stunner akazvibva oc ane masare ko zvaasinganyarari zvee hanzi tallyn hasi welevel rangu hana mari porisi yekuchando ndaifarira kunyadziswa kwemu karadhi ko kana une mari gadzirisa zvizino zvako izvo jafifi
Shungu dzako ndedzekuti vamwe vanhu vatambure Olinda unovenga munhu pakusvika kuda kuti adeportwe , wozowanei kana Norah Manyere akadzorerwa kwaChihota nhai? Olinda chero poison unoisira munhu akafa iwe 🤞Uri zisatan chairo , mukanwa mune disorder senyasi yaMai Tt. Harinyari, bruises ,bruises kudii? Ko kana wazviruma? Dai anyatsomurongedza mukanwa imomu Tallyn, akukonewa , unosaiza vanhu stereki iwe. Styupeti!
Kuuraya mbudzi for usavi anganzi mashura here Shema takutibuendeke Shema Said "Public Demand: Kuona Baba &Mai Ruva's Family. Watch every Clip muhwisise lies dzembudzi nehuku dramaBy Public Demand ndakavata ndichifamba from Lower Gweru to Chivi ndikasvika na 4a.m. Mazishura akaitwa naBaba Ruva akaoma. Watch every clip munzwe nhema dzavaive varangana musha wese. Nhau yembudzi yababa Ruva ndakaiudzwa paPhone na Sabhuku, asi yaMai Ruva was a shock".