Monday, August 18

General News

June 11, 2023

Madamboss Vonzi Zvekuimba Hazvisi Zvenyu Siirai Maitt Imi Itai Zvekuzunza Matako

Zvekuimba siira feli iwe zunza shure iyo ndozvako haisi kunakidza zvayo

June 11, 2023

Sebastian Magacha Onzi Apera Sehondo Yemuseve Kubva Paakaburitsa Bhosvo Blambi Yake

Zvipoko handei tinowedzera number kwavabhosvo uko ndahwa tsitsi apa varikuita kubuda ziya vachitamba shem

June 11, 2023

The Whole Country And England Police We Stand With Tallyn Olinda Unovengera Munhu Kuti Akanyengwa Na Tytan You Talk Too Much Muchembere

I stand with Tallyn, that woman talks too much for nothing. However she can use that against her as well in court especially Paya pakati akanyengwa naBaba Nandi atobhaiza zvake. Police didn't see any bruises and if it happens there's no altercation on CCTV that we haven't seen then there's no case. Tallyn can sue her cause what if OC puts bruises on herself overnight, it's possible she can ask someone to hit her on the face. The hate she has for Tallyn is too much you can see on that video as she tries hard that she gets locked up when nothing was visible to the people of the law. If she was really hurt by Tallyn she was supposed to let the law take it's cause and give them a chance to assess her bruises without forcing them to see what isn't there. Law is law w

June 10, 2023

Vanhu Voseka Ngundu Madamboss Vonyadziswa Na Tonto Dike Nigerian Actress Mushure Mekunge Vati Happy Birthday I Love You Vanhu Voti Vanoda Kuzvikwanisa Pese pese

Hanty ndakakuudzai ngundu inoda kuzvikwanisira pasiri payo hanzi heeee akapiwa 2k ko kupiwa mari ndokudiwa here ndohushamwari here?Ndogara ndichitaura kuti sineki family iyi ine kamwe kahudofo zvimwe azvidi pa vakadzi vakuru 😂😂😂😂😂Tonto afunga kuti atukwa neshona haana chanzwa atovhunduka kuti makore akawanda ndochii ichocho if kunyadziswa was a person🤣🤣🤸‍♀️🤸‍♀️

June 10, 2023

Seh Calaz Onzi Nemabhanditi Uchapepuka Vana Vako Team Rebhora Gurumwandira Vakura Vakushaya Mabasa Or Wakushaya School Feez Siya Zve Zanu Iwee

Ngsaite zvaanoita achazopepuka gurusvusvu revana vake riya parichatanga kutsvaga basaNgaadye nepaanokwanisa we all know all the youths who are well informed and who live in towns when they linger around zanu pf elites its all for monetary beneficiaries. Kwatinobva kwakasiyana siyana. Semaghetto youths tinoita chinoita mhuri igute. Chakaipa kuzotendeutsa vamwe futi nekukoka vamwe ikoko. Tese tinoziya vakakurira mughetto avapuse kusvika pakudzosera hurumende yakaita vakure vachinhonga mumaBin.

June 10, 2023

Wasu Ngochani Showing Off Akabata Zamu Re Girlfriend Vanhu Vojamuka Kuti Usatinyepere Iwe Toziva Zvauri

Kutivharw uku wasu ingito uyuDhimoni rechi "they" rinotanga kumaoko, musandipisa. Look at his left it's exactly like my ngito son....zvinorwadza isu vabereki, heyyyy if it wasn't God's grace dai ndiri 6 feet kudhara nedhimoni irori rakatasva vanakomana

June 10, 2023

Maitt Vonzi Chese Chaitwa Na Madamboss Unongotedzera Bvuma Wapera

Mai TT haatode kukundwa Mwari imi kkkk nezvinhu zvisina basa anotoita make sure ateedzeraChese chaitwa natyra unongoteedzera bvuma kuti wapera mhani iwe chikiti enda unogeza chembere uko apa hauchanakidzi futi mazuvano ziguru rako mkadzi iwewe😏Feli ndakamuvengera kuti hadi kukundwa anoda competition ane godo plus kurovesa vanhu kasatan kamkadzi kaya apa kanonhuwa futi🤮🤮

June 10, 2023

Kikky Baddas Osvipa Natalie Chokwadi Musikana Ane Masare Nemunyama Kusvipwa Nemunhu Wese

Mukati haasi Natalie iyeye ari kurehwa because they unfollowed each other recently 🤔Natalie anoda kugezwa munyama shamwari dzese dziri kungo musvipa

June 10, 2023

Bee Wezhira Onzi Tunyama Twako Hatude Mabum Short Chimbidya Ma Potatoes Chisikana

Yeke vs Firita 🔥🔥 Wezhira ari kupisa hakeTunyama twa Bee hatudi mabum short ngaatombodya mapotato pirizi🤣🤣🤣🤣🤣mabhutusi anga arova ayo kutomasuwa mufunge

391 392 393 394 395