Uyu musikana wemagara eplastic ane dambudziko chairo…Welldone Kikky siyana nemhandu iyo
Uchafira kumbare mazirasta.....Saka zvekuti musatj makutonga zvapindira papi ….zvautori datya nhaiwe1/2 Kwandinoenda sesvosve zvangu kungatadzisa kufamba kwenzou here?Handiti hatina basa here tingori zvivapfanha zvekumbare .problem yure focusing on zvinhu zvirizvo,ure loosing vanhu in the process,Hee lets not listen to his music,lets unfollow,lets boycott his shows,atova muvengi wenyu ,makumushora,muchimutsoma ,kutukirira ! where is the Freedom?Iripi Democracy? Now ure not in Power yet asi munoda kutoshaisa vanhu mufaro ko mukazonzi ndimi makutonga munotozoita zvakatopfura apa ka.Yes i went to the rally neKambucha kangu,thats their campaign strategy,imimi whats plan? is it kuswero mhanyisana nevaiva ku rally ?kana kuti nguva iyoyo muite zvenyuwo. New#tag#KWARWARIWA K
Asi pachokwadi chaipo ini ndaishaya kuti ChiChi ungaunza Natalie mumba ma Asi pachokwadi chaipo ini ndaishaya kuti ChiChi ungaunza Natalie mumba mako She had a mission obvious she seduced your husband chete
Regai ndikuudzei zvese. Munhu uyu was a one night stand gone wrong. Pokello tricked ED Jnr and got herself pregnant knowingly akaudza Jnr kuti akabaiwa depo, pakabata mimba it was decided kuti babvise roora nekuti aMai Pokello vakanga vaku blackmail everyday. So mari habviswakuitira kuti zvisashorese first family. Ndicharamba ndichiuya neinfo munatso ziva everything.Kutorerwa pokello sa 2nd wife , life is unfair kkkkkkkk
KoRange Rover Yaive Skit Content Inga Zvakaoma Muchazvirega Zvekupiwa Pressure Nevanhu Vepa Social Media.chichi have spoken
Attention ‼️ Guys this is Not true… and i am single, what more a whole wedding happening 😂 it may be jokes but i think pane pekugumira… My mom sent me asking me why I didn’t invite her…😔 Munodarirei my mom guys… I do not enjoy these types of jokes dat stretches to making a wedding card…
Mwana uyu anodyiwa nani ko pa tonaz..mazuva ano Ave ku glower wena
Chichi wakakundwa kunaka naNatalie plus hauna mari senge yaNatalie gara pasi ndosaka uchipfeka chiskirt chemapleates chakashata chisina kana kutombokufita.Kopa manotes kubva kunaNatie.Wasvotwa kuti life yake yakufaya iwe zvimasauti zvako hapana achatenga
Dhiyoni iwewe nezuro ndakadarika nepakashop kako kanenge kabox room kawakabva kuvhura musi uno kanotengesa mafuta.Mukashop umu magaba acho anga arimo ndamaverenga anga asingadarike kana 10 plus mamune tuma purse ndofunga 3 netuma T shirt twakangosauka sauka.Stock iyi ndaona kuti profit yacho haidarike kana 30dhoraz asi mazuva ano uri kuswera mundege uchidya nyika rutivi uchishaina nemabhanduru emari.Saka mari yacho urikuiwanepi??
😂😂🤣🤣vanenge vafambira mapicture chete ku Nigeria ukoMovie yakazodiiko nhaivanhuwee zvinhu zvacho zvese zvinongogumira panzira