Thursday, August 21

General News

May 30, 2023

Maitt Said Chiiko Chinoshamisira Pamazamhu Angu Akarembera Nekuyamwiwa And Mukaziva Chikiti Chinhu Chakaipa Munobatsirika

Chiiko choshamisira pamazamuu angu akatorembera nekuyamwiwa nezvikomba magaro ake bhoo wani ..mukaziva kuti bechee chinhi chakashata munobatsirika hakuna munhu ane bechee rakambonaka rake ritori nani pane ra sashal na kettina uri smart mura zamu bhoo kasele bhoo dai ndina baba ndatoti vakuite mukadzi wechi 2

May 30, 2023

Vanhu Voti Maitt Chinena Kuita Kunge Mwena Wenyoka Chaora Chinhu Ichi Maitoseka Shashl And Levels But Vatori Nani

Meche kuita kunge nwena wenyoka.Chaoora chinhu chiye hachichagadzirikeGore riya wakaseka levels na shashiro ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚     Nhasi ndini mangwana ndiwe๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚ 

May 27, 2023

Drama Rine Varume Vanorukwa Madhoiri Mumusoro Ungati Vanomonwa Nepfungwa Pavanorukwa

Kozotiwo varume vanorukwa madhoiri mumusoro ๐Ÿ˜‡๐Ÿ˜‡๐Ÿ˜‡Drama rine varume vanoruka ๐Ÿคฃ ungatofunga kuti vanenge vamonwa ne pfungwa

May 27, 2023

Vanhu Voti Tatelicious Zirombe Ne Following Yese Yaanayo Anogara Murefugee Camp kushaya Monetization Zvayo Munamatireiwo Murume Uyu

Asi kutaura chokwadi zvisiri zvekuwanza Tatelicuous zirombe imagine ne following yese yanayo nema views anoita haana kana kwanomonetizwa… wowana visa re Sweden one of the best countries in the world wobuda usina chinhu except criminal record. Tatelicious anotoda Mwari chaiye

May 27, 2023

Tete Mildred Vonzi Ndidzo Mbuya Dzatonotibura Kudya Bota Kukapa Magogaz Manyama

Ndimi munoti Kune vamwe Pressure ndakaisa post yekuti mbuya vanofitwa nei mukatuka. Vanenge varimo mucomment section vachitoona pavanofanira kugadzirisa kkkkkNdidzo mbuya dzatinozotibura mu Kappa idzi zvonzi ku Kappa vamwene vadiki kune muroora ungasiye ma gogaz manyama iwaya๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

May 27, 2023

Enzol Ishal Akufarawo Anga Anzwa Nekudhindwa Nefirst Wife Yake Anga Akutorega Kuimba Zvainzwisa Tsitsi

sAirova mukadzi waEnzo uyo, mwana akapotsa asiya chipo chake adepresswa muregei

May 27, 2023

Mukadzi Wa Enzol Ishal Onzi Nyangwe Rikaita Skit Wakapusa Murume Wemunhu Haadaiso Na Kikky

Chero zvikanzi iskit ini handidi mrume wangu anoita so mkadzi waenzo akapusaWhen actors are at work for example paScandal SA you see them kissing and having sex scenes vasina kupfeka.... vari pabasa. MaZimba you are shallow minded that's why nyika yedu iri slow

May 27, 2023

Chokwadi Kettina Haanyepe Fatima Sister Yamaitt Yakazvarwa Iribho Ndobva Ashandiswa Zvehurombwa Zvinotyisa Zvinoshamisa

Ketina chandomudira haanyebe.Ichokwadi Fatima sista yaFeridhongo akazvarwa ari normal ndobva ashandiswa hurombwa akarariswa naBabaMurata kubva aita chirema chinozvimamira.Sunungurai Fatima imi varoyiiii!!!

May 27, 2023

Kana Tichiti Maitt Vanoteedzera Madamboss Her Role Model Check Zvakaitika Africa Day

sKana tichiti chikiti anotedzera Tyra tarisai ma minutes    #TyraisyourrolemodelAnoteedzerwa kuti ndeye kumba kwake here nxaaaa, hindaa muchingo mukoresawo nezvisina basa

407 408 409 410 411