Mabrijo is slowly replacing Michael Jackson ππππππππππππZvino aibva batsirai mwana uyo asati aunduka kumeso.
Kaface kakaita kumenywa nestress. Rest from social media Feridhongo π
Mwari vanoisa vamwe vanhu mulife mako kuti vanyatsokuburitsa zvauri chaizvo chaizvo..Mungarambe sei zvikiti mugoita noise inengei asi chokwadi chaicho ndechekuti mungori in denialπππ .Mukadzi uyu ane hutsinye and magumo acho muchaanzwa zvenyu.Ketty ramba umire pachokwadi and senyika yeZimbabwe we thank you nekunyatsiratidza vanhu zvaari muroyi uyu.Ramba wakadzvanya Ketile.Zvimishonga zviya zvoputika.One munhu atonhodza kitiππππDznagoonharo.
Ndakazvireva kuti unenge watengeserwa uchinzi uite mahips wanike wave nemhasuruChangamire is 'Fattyful' π€£π€£π€£π€£ Chitopiwa macontacts naOlinda because because very soon unenge wakuda kutapudzwa iweπππwazarisa, wawandisa π€¦chiruoko kuita sedumbu raEvidence kudaro. Basa kuita pamuromo uchitadza kuita maexercises ugadziridze nyama dzakungoenda nenyika idzi. Chibenziπ
Mai Dzabuπ₯π€ kastep kemunhu asina zvikwembiπ
Kana uchida kuona kuti dzungu aribhadhari study life iyi ikozvino anzwa nekuUnboxer ma fake designer vamwe vachidya cavier MU first class vakananga pa Dzubhai. Life inoda pole pole so kuti upinzwe machena.
Shema tv ko 8000 pounds ye go fund me wakaisepi. Ikozvino wakuti teki teki na gogo vari kuvakirwa zvavo imba nemuroora wavo, kuda ku shifter vanhu ku focus ye 8000 pounds yaka donatwa ne vanhu ve Uk. We want our moni wooo...
Ketty akanaka kudarika kamuchachilo asi nyaya yekuti wakanokora tsoka yafeli neya giribheti haizokupinzi pama1 here naikowo feli kanonyanya ungapinze ketty mumba mako
Fresh Kambucha Drink Zimbabwe irikungoramba ichindipa Chiremeraa ππΏππΏππΏ kana Mwari vada zvavo kuvhura hombe hapana zvamungazviita ππΏππΏππΏ #Siyaimwanaaende#takaipfuura#maambassadormanyama Freeman said "Congratulations Baba,We want to see more of this in the Industry! Maitabasa Fresh Kambucha Drink Zimbabwe.
Nhumbu ya Lolo irikufarira harurwa.ini hangu zvemimba andina basa nazvoo....ko harurwa dzacho dzonaka hre Amana zvaanenge akafinyama wanii