Masocialites,felebs, celebs,Artists etc mukasadhingura zvimbuya zviviri izvi hamufe makatrenda pano as long as varivapenyu.Ndivo chete vanorira pamedia.Kungokosora munhu wese anenge akutoda kuziva kuti vakosora sei uye kupi.Izvezvi nyika yese yakangovhurisa maziso mimba yaTyra nemascandal aMai Tt😂.Vamwe vese hamuna kana basa.Dhingurai vanhu ava murirewo.Vabvunzei n'anga yavakaenda muendewo.
Shuwa kufambira kunogara uk kunoita agent we W.remit.munhu wechirume haazode kuita makuhwa une bhitanesi
Ko uyu sei ma promoter ekunze asingamudaniwo nhaimi. Anotigonera pano sezvipoko aiwa ndipeiwo ma contacts ema promoter kani . Beautiful Onyinye wedu amboendawo kure kani .. I love you Pah Chihera
Madamboss Hakusisina content mapera bvumai kupera sa Anna honde Angapere hake asi haapererani nakamuchacha😂😂
Ketile asi angaenda kuzim kunosimbiswa chiprofita chake coz kubva paangobva kuzim abva atanga kungoposter maprofita kupage kwake plus negemenzi dzvuku nenduku umm ketty akutyisa manje asi ave wenguwo tsvuku
Mweya Ndisesekedze izvi zvakuda Imi Messiah Mugotungamira Mambo Dhuterere 1992 yoyoo Vana vamazuvano varikukuru ukatoona ma19yrs emazuvano unofunga kuti vanema26yrs
Vanhu ava vanofanira kudzokerana vakafitan uye vaidanan 😢mwari itai kudakwenyu🙏Ndosaka ndichity munhu haapostwer munomuona pandiri nekugonha kundichengeta
Mhosvaaa mama vee Kkkkk ndebvu idzi dzikatiwoo dzine nharo imi woyee anege achadziuudza kuti usabuda ndiri mukadzi ini 😂😂😂
Baba Sharon wakati zvinganetse regai ndipinde mu bvudzi ndinyatsonzwa kwarinoenda nako
Ketty is a bully. Ukatengera munhu chikafu hazvirevi kuti you now own them. Saka Ichokwadi kuti unotenga ushamwariMupfudze zvaketty hazvidyiwe maienderei kunomuona mune nzara inoshambadzwa pano fish and chips yamakatengerwaNgochani yekutsholotsho iyi ,inondisemesa .Duzvi rako Nicolas .Shure yadhambambiswa ngezvombo zvevamwe varume