Saturday, June 21

General News

May 06, 2025

Sis Ava Ndivo Va Ambassador Wemadzimai Oudza Murume Pa Viddo Kuti Usaterera Chine.na

Varume vemazuvano havachina kusimba musana, vanoteerera stonyeni kunge varikuteerera news.. Takutopona           hedu nebonyoraVarume vemazuvano havachina kusimba musana, vanoteerera stonyeni kunge varikuteerera news.. Takutopona hedu nebonyora

May 06, 2025

Ritz Munhu Ainzwirwa Tsitsi Musi Uno Apaaa

Vanhu vane hasha🤣Munhu ainzwirwa tsitsi zuro uno ndiye akudai umwe mukadzi kambwa kemunhu1 munhu anotenda varume nemusoro wemunhuYou are a disgrace to our womanhood serious hw can a woman           say those things to another woman handina mashoko ekutaudza .but wakaoma mwoyo zvinonzi chema nevanochemao ame malikes amakuda nenzira idzi zivai there is life after social

May 06, 2025

Zaoga Mai Guti Ndi Mwari Upi Wamuri Kunamata

Nhai imi Wikinero asi anotumwa here or what...Nemawomero akaita zvinhu mari iyi yaigona kushandiswa zvinemusoro. Wotonzwa munhu achiti ndiMwari akomborera....denga ririkure hama dzangu. Kudziya moto wembavha chaiko           Controversial businessman and tenderpreneura Wicknell Chivayo has gifted Eunor Guti, the widow of the late founder of ZAOGA Forward in Faith Ministries Ezekiel Guti, with a 2025 brand new Toyota Land Cruiser 300 Series VXR, along with a US$250,000 cash gift.

May 05, 2025

Pa ZBC pafiwa tinokumbira mucheke hama ne shamwari dzenyu zvinorwadza izvi

Pa ZBC pafiwa tinokumbira mucheke hama ne shamwari dzenyu zvinorwadza izviZimbabwe as a whole nation yakutoda cleansing chaiyo ,mmmh zvanyanya veduwee ,,pakuda kutoita gungano chairo rekunamatira nyika yeduUkawona wasvika kwaurikuenda tenda Mwari,uye paunoburuka uchisiya vamwe mubus,or mukombi,vanyengeterere uvakumbirire kunaShe kt vasvitwe vari vapenyu..ini i always pray pese pandinodzika bus,be it         kombi or mota diki,ndinototaura na driver kt maita basa Mwari vakufambisei munyasha,zvinorwadza izvi veduwe...imagine umwe arasikirwa neupenyu achibva kuno kwanisira mari yefees mmmmDriving dzemuZimbabwe ma1 especially muHarare apa maTraffic         lights haachashanda . In a 15km drive kashoma kusaona tsaona mumugwag

May 05, 2025

Harare Masvingo Road BUS Tsaona

Marz Bus overturned near Chaka along Harare -Masvingo highway on Monday,15:30hrs .         Check with your relatives.Drivers let's drive to save lives on the road .Machinda Ema bus nema side tipper they need rehabilitation interms of         drugsBus driver anoda kuvharirwa morasa ma keys paya pama shop kokudzora speed because panhu pari bsy twumota mbudzi mombe vanhu vanotengesa

May 05, 2025

Arab countries is a no go area plz ladies Honai Saudi Arabia

Arab countries is a no go area plz ladies l berg youSo nyaya iripo yakamira yakadai pane murume anonzi Wilsan anoita basa reku recruiter vakadzi mazimbabwean ane group rake achizviti anotsvakira vanhu mabasa ku saudi arabia unongoziva nezvakaita nyika yedu people are desperate so munhu unenge uchitoda kushandira mhuri muface uyu anotengesa vana vevanhu           kuma Arab vobatwa rough vachishungurudzwa kana tamuudza kuti tiri kushungurudzwa otituka kuti heee inini ndakatokutsvakira basa so now l don’t want anything to do with you vamwe varikutogariswa muma store room nevarungu vaakatsvaka iye so iye haadi kuti munhu aite complain nekuti akatodya mari anoziva kuti ukati unoda kudzokera kumba munhu waanenge atsvagira basa achati give me back

May 05, 2025

Chatunga Otaura Nezvako Collins Mnangagwa

During his Instagram Live session, Chatunga addressed a fan’s question about his relationship with Mnangagwa’s sons Collins and E Jnr            He replied, ‘We’re on good terms. He’s a good person, and I’ve known him since childhood. We’re like family (Vamwe vedu).

May 05, 2025

Chihure Cha Peter Dhewa Moyo Zvakare Uyu Anoshoreesa Baba Vake Tongai Moyo

WATCH : "Uri kuhura mfana wangu", Peter Moyo told by a fan in public.         At a recent electrifying performance in Harare, Zimbabwean musician Peter Moyo found himself at the center of a public spectacle when a bold fan interrupted his set, accusing him of promiscuity with the candid remark, "Uri kuhura mfana wangu" (You're too promiscuous, my boy). The crowd buzzed with anticipation as Moyo,         unfazed, delivered a provocative retort: "Murume kana usingahure hauna zvekuhurisa" — implying that a man who isn’t promiscuous lacks the resources to flaunt. The exchange, steeped in cultural machismo, sparked heated discussions on social media, with opinions split between th

May 05, 2025

Mu CIO Wekubata Mai Jeremaya

Asi Thabo kaaa, paunit O apo,ayaas l feel for your motherMwari vedu havanyadzise. Some people might think there are above the law but pamusoro pazvese pana Mwari so God will be with us throughout this ordeal. You are strong Mai Jeremaya, I believe you. 🫂.       Continue giving strength to the next girl. We are with you throughout your journey.Uyo kana ari muCIO weshuwa ngaasungwe,ndivo vanoziva mutemo kana uchida mukadzi pfimba udiwe than kumbunyikidza munhu    Hugs dear ❤️It is well maiguru   Thank you for being strong    I pray Mwari varambe vachikupai simba    At the moment pliz rest          We love you ❤️❤️Manheru akanaka kwamuri just a quick upd

May 05, 2025

Chillmaster Haasi Kusungwa Nekuti Ati Achachengeta Vana Vemunhu Waakauraya Amutsika

The late Custon Charambira’s family representative, who spoke in the victim impact assessment in court, pleaded with the presiding officer to free musician Chillmaster because he pledged to take care of the deceased’s juvenile children.       Lucia Charambira took the witness stand and told presiding magistrate Tatenda Mukurunge that Chillmaster financed the funeral, through providding food, transport and money for the coffin.           Below are some of the comments: A lot was considered here, he was remorseful, he worked out something with the bereaving family, he also considered he is young and has potential, why are you all clamouring for potential to be destroyed behind the cells. You will never know

43 44 45 46 47