Friday, September 12

General News

July 20, 2025

Kikky Ovhura Mubhurugwa Ra Gilbert Nyathi Achiti Huswa

Kahu down syndrome karipo hako pamwana uyu.Family iyi kukwana chaiko haina zvayo, chibaba chacho chichizhinyurira kuti mwana akuvhura mubrugwa aratidzwe huswa. This is bull shit.           Rubbish 🗑 🚮Taurai navo kuseri please ummm, she should parent that girl properly as a mother, kudzidzisa mwana ABC or counting even singing songs, buy her coloring books there's a lot to keep toddlers busyIzvezvi uchanzwa rimwe dofo richit Kiki akangwara Ava vanhu Havana dzidziso pamwana ngavatambe naye anodzidzisa vamwe vana mi sikanzwa         Ummmm it’s getting out of hand. Sometimes fazhi ne exposure zvakangonaka mxm does Nyatie knows kuti kune ma Social workers apa life yake haina privacy. Joy ukuz

July 20, 2025

2 Nan Vafa In Harare While Welding A Fuel Tanker

SAD 💔 | Tragic news from Harare, one man has died, and another young man is fighting for his life after a fuel tanker exploded while they were welding it. The two were not aware of what the tanker had previously carried. As they were working on it, the tanker suddenly burst into flames.         Former Harare Deputy Mayor, Kudzie Kadzombe has urged residents to act responsibly in their communities. She said there is already a council resolution in place that allows the enforcement, towing, and clamping of trucks parked in residential areas. These trucks pose many dangers, such as causing accidents like this one, damaging roads, and even being used as hiding spots by criminals, especially at night.Our authorities completely lack the tiniest of Heal

July 20, 2025

Apisirwa Mumba Ku South Africa Because Of Mari Yake

Anemari yaaifanira kunge ichibuda saka vanhu vakafunga kuti yaita 😭😭😭😭😭 Vachibva Vapisirira Cyril Musendo Mumba        hope its S,A ndokune vanhu vanetsika yekupisa vanhu,,,,,RIP         :very sad nefiro akadai musouthafrica dzangova nharo asi havachatida         @~wittym~:Was at Kwenda High School with him, Cyril Musendo. Shame man, May his soul rest in peace.         @MAPHOSA ❤️💕:Same thing happened to my uncle in KTC Philip. Vabva kupiwa mari ye round 🥹           @rufaro103:imbwa idzodzo dziberekesei munhu uyu kusvikira pamakore avakatarirwa namwari

July 20, 2025

Video Revana Harizi kuita Vabereki

Ndaona video revana vemuno vakomana they are around 10 vese vachirara nemusikana one vachiita kuchinjana ndabatikana zvikuru. Vese ava even musikana she around 10 years.             Vabereki we have to pray and monitor our children the Devil is at hand. It's time yekuti zvirinani kuti unzi you are too strict. Moyo wangu warwadziwa I am shacking nowThe last part of it is bad if the police can be involved that can be ra...pe

July 19, 2025

Gilbert Nyati Akupenga Nenyadzi Mutorerei Phone

Gilbert Nyati Akupenga Nenyadzi Mutorerei Phone   Haaa Nyathi to be honest makubhaiza manje you weren’t suppose kuposter that video mwana achitaura zvakadaro hazvisi funny veduwe we put the blame on you mwana ari innocent ndimi matomukanganisira mamuposter achitaura zvakadaroIwo mashoko acho aanga achitaura ekuti “putseke mahure” haangoite kumwana veduwe anorema vanhu vanosara vobvunza kut amanzwepi apa you know pane nyaya ikupisa zvinobva zvaita add up hamusi kuona hre haa musadaro….   Musadaro ndokudai zvekut and zvinondirwadza kuzoona muchisekwa nekuwanzirwa muma streets umu but pamwe pacho munobhaiza zvanga zviri necessary hre kuposter zvakadaro amana.  A mature parent can never post such a disturbing video its so sad kuona mwana

July 19, 2025

Nyati Kuda Kukwadzisa Christian

Nyati Nenyadzi dzekuhurira mukadzi akungoita zvese zvese kuvhara nyaya. Akuda kuendesa  mukadzi nemwana ane 3 weeks ku Vacation ku Tanzania. Mwana nemukadzi vanotoda nguva to rest before vafamba rwendo rwakadai. Nyati ndatikwanire .

July 19, 2025

Nicole Ku Capetown Uko

Hello good people ndikutsvagawo musikana uyu anonzi Nichole andizive paanogara musikana uyu akakwereta Mari then she disappeared from nowhere          Kuyedza kumuisira mamessaege ahapindure apa haasaty adzosa Mari yese yaakakwereta so kune vanoziva paanogara mudelft ndokumbirawo rubatsiro rwenyu hama wee         Anenge andiratidza paanogara ndine mubairo we500   Munondibata pan panumber dzinoti   27638749897

July 19, 2025

Joy Mai Nyathi Finally Speaks Ndiriku Dyika Mumoyo

Nyathi is a Narcissist person so Joy anongofira mukati but achapepuka hkePane chirikudya mwana uyu Moyo zvotonzwisa tsitsi hatichazive kuti kusekwa here kwaarikuitwa kuti akashata nevanhu or chihuree           chemurume chamushungurudza weduwe.kana pane zvikukudya Moyo Joy taura unobatwa BP Uri mwana   Mwana akahurigwa uyo nyati idununu arume vese vanohura iwe nyati unosvika pakuzobatwa seiShuwa ini ndoona sekuti zve social media azvisi zvake ini she can't take the bulling

July 19, 2025

Warwadzisa Zvako Musikana Nyika Yese Irikuchema

!As ZPCS we mourn as colleagues and CDEs in arms together with relatives and friends. Be ye comforted by the Holy Spirit of God..           MHSRIPRip tindo aive ne shape ya Mai JeremayaWarwadzisa hako Tindo zorora murugare tichasangana ikoko kusina nhamo dze nyikaUku ndokursaikirwa not kurasiswa

July 18, 2025

Ku Dema Kurikuchemwa

🔥 Pfooo, Seke Dema kune madzibaba vakaenda kunorara kumasowe husiku, mombe yakachema mudanga mombe idzi dzaive mbiri. Pamusha paive namai nemwanasikana vakamuka kutarisa mombe vakaona kwasara one ndobva vatevera kumasowe vakaudza baba , baba vakaudzawo vamwe pamasowe vakabatana nanamadzibaba vepamasowe kutevera matsimba emombe netsoka mbiri dzaitunha         mombe vakatevera kubva masabhuku Majaya vakafamba zvemakiromita anodarika mashanu. Vakafamba kusvika vasvika pakapinda tsoka mumba vavakazowana mune nyama munzvimbo yekwasabhuku Mubobo ,asi maive musina makumbo musoro zvemukati ne dehwe. Vakaenda kurwizi vakawana         musoro nemakumbo vakashaya dehwe nezvemukati ,pamba apa panogara mbuya vane makore 91 nem

46 47 48 49 50