Wednesday, March 11

General News

December 07, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Poda kuitwa Go Fund Fir Sis Mecky Hazvina Kumira Mushe Kuchando Uko

Godfundme for sis mecky zvinhu hazvina kumira mushe havana kana kobiri vakaita 2 ma attempted suicides please help her ini dai ndaenda ndiri kure ne Manchester           From.day one Mecky akanzi tereramira husiku hurefu vanhu vakati mune godo aibuda achikunyunhudza magaro vanhu vachiti varoyi vane majerasi this is Hukeyi Mecky haidi speedy unopinda mugomba ukatadza kubuda kune vatove ne British citizenship makambovaona vachifamba vakaabata mumaoko vanoziva kuti nyika yaCharisi haina mugoni unofuma wave kwasadza.             This a lesson to those who coming to hukeyi pakai steadyBut Sisi Melly asked her to find a room pa live akati she is ok staying there but she reflected ka fear as sis melly wa

December 05, 2023

Chaplin Phiri Varikurwara Zvekuti Vanamatireiwo Friend Yokozuna Otaura

Chaplin Phiri Seriously Kurwara vanamatireiwo Friend Yokuzuna Otaura       Nemavanga Ake takaporeswa Get well soon satan chiripa basa ndabvuma             Varikubvunza kuti vaita sei Endai ku live ya Yokozuna we Zimbabwe mononzwa nekuwedzerawo ma views malive ake thank you

December 05, 2023

Olinda Ofumura Mykadzi Arikudanana Na Tytan Kuinsta Zvakaoma Zvechi Marriage Chavo

Richie aunty vane drama too muchOh please tabho mhani         This one is one hell unhealthy marriage/relationship/entanglement.. You name it😪😪          

December 05, 2023

Mashura 3 Vanhu Kudhumana Pasame House To Rent Douglas Victor Zvobgo Abiira Vanhu Vakawanda Nari Muharare Achiti Anovapa Dzimba Zvakaoma Mufunge He Is Wanted Vanenge Vamuwanawo

IMaKazen, ndirikunzwa kurwadziwa nezvandaitwa na bhangu ava . So, this guy advertised an apartment irikuma Avenues which was up for rental starting from the 1st of December. I met up with him for viewing , like the placed ndikabva ndabhadara deposit on the first week of November. Gare Gare about 3 weeks later, I gave him the remaining balance ye $450. All this is happening at a place ayinditi ndokubasa kwake, muna 56 Central Avenue (TV OPA)           panotengeswa ma TV, fridges and washing machines. So in total, I gave the guy $900 and I was supposed to get ma keys nezuro (the first of December)... 1 December makuseni, I try calling the guy's number ikasapinda, and I just thought to myself kuti aaah, pamwe I network. But ndakazotanga kuita unc

December 05, 2023

Takazviona Voice Nderechipoko Cheshamwari Yake Zvirikutyisa Hapana Chakavanzika Pasi Pezuva Zvobuda Dorcas Moyo Hutsinye Hwaakaitira Shamwari Yake Christine Kusvika Mukufa Kwake

Docus Moyo Aive real Friends na Christine ... So Sisi Docu vaivagar vachida murume we Friend yake vaipinda AFM .... Saka ku chechi kwakaitwa party ndokubva Sisi Docu ne griend vakaenda zvose na husband .. Sisi vakaisira friend yavo poison muchikafu ndokubva adya akatanga kubuda furo pavazomhanya ku hospital munhu akasvika achiti chisarai ...           Kiri akasvika pakuvigwa acgingoerera ropa mumhuno nemumu romo ...Panaka kuita Mwedzi muviri achibva atanga kugara na Frank uya murume we Shamwari yake ...akugara kudaro vana vaidzidza ku bording school iye akasvika achizvivharisa kutanga kushungurudza vana iye ..izvozvi ariko kwa Mutare kwake kwaari kushandira asi vachigara ku Chikurubhi Prison mu Camp....         &

December 05, 2023

Airamba Kurambwa Mufakose Woman Speaks Mushure Mekunge Aurairwa Vana Zvinotyisa Zvinoshamisa

“Airamba Kurambwa”: Mufakose Woman Speaks Out After Her Married Lover Stabbed Her Two Children, Leaving One Dead & The Other Hospitalized           New details have emerged on the Mufakose man who stabbed his girlfriend’s two children, leaving one dead and the other hospitalized. Needmore Mauka, the mother of the three children who found themselves at the mercy of her jilted married lover, Thomas Nyamhunga, is mourning the death of her 5-year-old son, who was fatally stabbed, […]           The post “Airamba Kurambwa”: Mufakose Woman Speaks Out After Her Married Lover Stabbed Her Two Children, Leaving One Dead & The Other Hospitalized appeared first on iHarare

December 05, 2023

Zvinorwadza Aripakuchema Mukadzi wekuurairwa Mwana Nyika Yomushora Koshesai Vana Pane Zvikomba

Ava ndivo amai ve mwana auraiwa na boyfriend. Mwana afa uyu anga ane 5 years. This is sad Ndineshoko kuvakadzi wose musati maita boyfriend motoudza vana kuti ndidady kwete madzimai vana havatofanira kuziva chikomba chenyu           recepecter vana vako chikomba hachisvitswe pamba itayi zvinhu zvenyu kure uko nhai kunevari kuisa chikomba mumba munevana matodzidza apa 💔💔💔💔           ndarwadziwa zvanguI can't imagine myself ndichitsanangur kufa kwehura hwangu 😭😭😭💔💔 ndiko kunonzi kuuraya munhu inenge wandiuraya hakuna kundiuray kunopfura ikoku  Chemai netariro amai ❤️

December 05, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zvinorwadza Mufakose Woman Otaura Kuuraiwa Kwakaitwa Vana Vake Nechikomba Chake

“Airamba Kurambwa”: Mufakose Woman Speaks Out After Her Married Lover Stabbed Her Two Children, Leaving One Dead & The Other Hospitalized           New details have emerged on the Mufakose man who stabbed his girlfriend’s two children, leaving one dead and the other hospitalized. Needmore Mauka, the mother of the three children who found themselves at the mercy of her jilted married lover, Thomas Nyamhunga, is mourning the death of her 5-year-old son, who was fatally stabbed, […]         The post “Airamba Kurambwa”: Mufakose Woman Speaks Out After Her Married Lover Stabbed Her Two Children, Leaving One Dead & The Other Hospitalized appeared first on iHarare News. &

December 05, 2023

Ngoni Oti Ndakanyenga Madamboss Netsamba Ndanga Nditombori Sweet Kudhara Kwangu Orondedzera

Haa pafeya ndanga ndimbori sweet hangu  Nwadi ndainyora hangu kwete dzagogran idzo dzisina mavhoko nezvirungamutauro…         Cover ( Kiss before you Open) (envelope perfumed)   ******^^^^^^****** Dear Cleopatra❤️         It’s only a matter of missing that has forced my pen to dance grammatically on this piece of paper.         Firstly let me allow my Pen to regurgitate Ink under the control of my automatic hand.., How are you pulling the wagons of life…I would like to believe that the Creator is still allowing nature to accommodate your biological existence by allowing you to be part of the ecosystem, taking in O2 and exhaling CO2.

December 05, 2023

Chie Masiziba Dressing Osekwa Ukanyanya Kudanana Netumadhara Unochembera Nguva Yako Isati Yakwana Zvakaoma

ukanyanyoita nyoro netudhara unodzimara wakuitawo kunge chembere         Ndohumhare hwacho here kutadza kupfeka, aiwa Chie unosembura mupfekero wako. Kubva wapfeka braa yemachembere kudaro. Aiwa chie wakanaka apa une nice body asi mupfekero waki ma1             Musade kumanikidza vanhu kuti vanyepe,hatisi kurwadziwa naye but that dress rakashata,vamwe munofunga kungoti nice nezvisiri nice ndokunoendesa kudenga,dzidzai kutaura chokwadi kuita kunge tete vabva kwachiendambuya vauya kumuchato wemuzukuru

479 480 481 482 483