Thursday, March 12

General News

October 12, 2023

Mhuri Yekwa Kadungure Rufu Murawo Wa Mwari Zimbabweans Ginimbi Akange Asina KuRomba Munhu Akaita Mari Dzake Motaura Kwamusingazive Aishanda

Haiwa boss G vaive vasina kuromba vaye kungoti kuzim ukaita Mari wakunzi wakaromba         Munhu akaita Mari dzake zvonzi akaromba imikaa dai kuromba kwaiitisa vanhu Mari dai Zimbabwe yakanaka nekuti vanhu vazhinji varikutambura muno vainkoenda kunorombawo         Ginimbi munhu ayigona kutsvaga mari chete zvekut ange akaromba ratove godo iro....chikwambo chepi ichocho chinopa mazimari akawanda kudero....ne nhamo ari mu Zimbabwe vanhu vese vangadai vari ma millionaires zveee           Dai kuromba kune mari dai mbinga dzakawanda. Uyu airova madhiri uyu, drug smuggling and gas. Hakuna kuromba kunotengesa ferrari. Mbuya vako mai petros kumusha uko vakarombera kurima

October 12, 2023

Tatelicious Homwe Yenyika Oti Nelia Anopafa Soon Zvikwambo Zva Ginimbi Zvirikuuraya Vese Handisi Kurega Kuzvitaura

CONDOLENCES TO KADUNGURE FAMILY , GINIMBI'S FAMILY .🙏         The late Ginimbi's sister Juliet died in a Bus Accident .   #YOUTUBE_LINK BELOW    https://youtu.be/Zdb3ao9fMDM?si=hTcmsPfLC9VM2c5R       Kwasara Neria , very soon anopaenda chete ,ZVIKWAMBO HAZVISISINA MURIDZI because the owner Ginimbi akafa.       So tunana Tula bhechuludhe twuri kuita yatwada . HUPFUMI HWUNE ROPA MUKATI MA1   ITS SAD .   #HOMWE_iHOMWE👏👏👏Handina kuseka kuti Juliet afa , NO Never but my spiritual office se HOMBODO YENYIKA , I must always speak the truth.       Whatever I'm shown and told by the great an

October 12, 2023

Maitt Best Friend Mai Maketeni Voti Muchanyara Nezvamaitaura Ndakubhadhara Zvikwereti Zvese Kuti Shamwari Yake Ibude Mujeri

I call upon everyone who is being owed naMai TT to come to my inbox with amount.       We are working towards paying everyone please Bear with Fely as she is trying to clear the debts.         I have a list that I’m working with to see if no one was omitted.         After everything has been said and done people must live with a clear heart towards fely wether they like her or not.           Friends like you are rare to find, you're a rare gem mummy keep it up. Felly has found a sister in you, I pray for a friend like you in my life 😊🤩🥰💗

October 12, 2023

Gary Mapanzure Was Involved In A Horrific Accident In Masvingo Road Yauraya Shamwari Yake

Pindirai Mwari nyika yarema Garry atoenda here😭😭😭😭Masvingo 😭 tashota , maaccidents ayaka,             lets pray everytime usati wabuda mumba guys hatizivi hedu nguva nemusi , 😭😭 my heart is bleeding         We need to teach ourselves to wait for family members to announce death news, makuuraya munhu mupenyu kuda kunzi mune information.

October 12, 2023

Gafa Ku Netball Pauline Jani Afa Zvinorwadza Nyika Yese

Former Gems shooter dies   Story by Lawrence Trusida          FORMER Zimbabwe netball team and Black Mambas goal shooter Pauline Jani has died.    She was 34.         Black Mambas coach Talent Museka confirmed the sad news, saying Jani died this Wednesday morning at Parirenyatwa Hospital after a long illness.          The eccentric shooter played a crucial role when Zimbabwe qualified for their maiden netball world cup in 2019.         Affectionately known as Gaffa in netball circles, Jani's last dance with the national team was in the Gems' last match at the 2019 Netball World Cup against Uganda.  

October 11, 2023

Zanupf Gangster Norman Maunga WekuMasvingo Ozviuraya Asi Asiya Anyora Tsamba Regretting Kuponda Kwaaita Vanhu Achiri Mupenyu Hama Dzoramba Kumuviga

Police today left Zanu PF notorious gangster Norman Mawunga's body dumped outside his homestead after concluding that there was no foul play.       Mawunga who hang himself from a tree left an audio to his son Joe in which he accused family and clan members of pushing him into committing suicide after terrorising and tormenting him over his Zanu PF and FAZ activities.           Mawungwa's body spent the whole day in the scotching sun as angry family members including his brothers refused to have anything to do with his burial and charged that Zanu PF should bury him instead.           The body will stay in the open until burial in accordance with tradition that bodies of

October 11, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa 28year old Oponda Kuuraya Amai Vake Kuti Vakanga Vachindiroya Kuti Ndisaroore

Matauriro emurume uyuwo vachatozouya ndazoo zvikazoo heish anyways zvakaoma hazvo mhepo dzinombotishaandisa shuwa kutouraya amai chokwadii         Ndichanoroora mudzimai wangu...ndichanoenda kumasowe ndichanoudzwa Kuti Mai vako vakasunga nhengo yako....ndichanotama pamba pamai vangu iiiiiiiiiii🙌           But sometimes unenge usina option amai vakashungurudza vana vese nekuromba kwavakaita jus imagine vana kupera nezvisina kana tsarukano    Iye vaimushandisa futi

October 11, 2023

Baba Harare Vodhisa Holyten Album Rako Handicharioni Rakadhakwa

Iri zibaba iri haritonyari kutsoma mwana, Holy Ten anokuremera iwe braveman zidzoro ndosaka ukutadza kuchengeta mwana wako.         Ndosaka wakarambirwa collabo na Winky       Ini holy ten ndakatadza kumuteerera hangu handizive kuti anoimba zvoshata hre or zvovava. Uuuu           Shamwari, Baba Harare panapa tinotovadhifenda same same defence yatinoita Winky D. Saka unakwana zvako. Kana zvakubhowa huya ndinogara munaMukumbadzetse.

October 10, 2023

Munamatireiwo Sikhala Obuda Ropa Mukanwa Mumhino Nekumashure Ari Kurwara Serious

BREAKING;   I have just spoken to Harrison Nkomo the lawyer of Zimbabwe’s political prisoner and CCC politician, Job Sikhala.           He confirmed to me that Sikhala is seriously ill and that he is passing blood in his stool.       “He complained of a rumbling tummy and he asked me to bring a doctor today,” Nkomo said a few moments ago.       Job Sikhala has been in Chikurubi maximum prison for 483 days without bail and without any custodial conviction.       Bail is a right under Zimbabwe’s constitution, but it has been denied to Sikhala who many have said is being persecuted for his political activism using the police and judi

October 10, 2023

Baba Tensen Vopinzwa Busy Na Tom Jones Munodirei Zanupf Zvakaoma

Iyi mhata inofunga kuti ichapiwawo zvimota manje dololo uchamama nenzara uchiti kushata kunge mboro yaMnangagwa ine sick😡           Imi baba va ten cents kuda zanu its yr choice uye haurambidze nemunhu but rega kuzoita kunge unofungira vanhu vese nekuti muono uyo ndevako ad it will be yrs forever pliz....usataurire ruzhinji kungevana vako ita zvako nemukadzi vako ndiye vaunomirira nevana vako pliz             Iwee TOM Jones chakubata apa chiii siya munhu aite nekutaura zvaanoda,zvawataura iwe zvemboro watukwa naani uchafa nebp iye achitoenda mberi,gore rino unofa chete party yako yakadyiwa,team yako iri kudyiwa,mukadzi wako arikudyiwa woda kupedzera shungu pane munhu arikuzvitaurira zvaanod

504 505 506 507 508