Thursday, March 12

General News

September 28, 2023

Sweden Opembera Haasi Olinda Anditengera Zvinhu From UK It's My Fan Anondida

Its not olinda its a fan ariku uk         Thank you my people for always blessing me         Honai zvandayitirwa ne fan nhasi veduwe all the way from uk mwari ngakukomborerei ma svidish handina kana mashoko 😭           You deserve all the happiness and success in life enjoy your pots and keep doing good things You have a good heart and great sense of humour .Keep up the good work,

September 28, 2023

Hwinza Girlfriend Maloti Asungwa Harare Central

HWINZA KURAMBA KWAWAKAITA MALOTI HANDIONE PANE CHAKAIPA ASI KUTI AKATOZOCHETEDZA HUPENYU HWAKE-         Vanhu vari kushora Hwinza nekuputsa mota iya kwaakaita tomboti uriwe uchiona babe rako richitorwa mapics manyama akadai neumwe mukomana how do you feel ,?? Musangoshore mukuru wechimusvunha purizi🙄😲

September 28, 2023

T Freddie Ochema Apwanyirwa Imba Yake Ne Church Ne Kanzuru

Mumwe wemaporofita makuru mu Zimbabwe,prophet Freddy,vapwanyirwa imba yavo ne kanzuru         Zvinhu zvemuZimbabwe ndakatozviradza ndosaka ndisingagariko,sekuru vangu vakapusirwa imba ndakatarisa mugore ra20008Last time akapwanyirwa church now imba..         Ko spirit haisi kuonawo here kuti something irikuitikawo apa         Some one is behind this kunana Papa ikoko....am sorry only God will heal you.....varikuti akadii kuzviona n'anga inozvirapa hr   

September 27, 2023

Tatelicious Haana Mboooro Shugeta Machendeee Chete Yakasonyura Kare Muzidumbu

Ladys in diaspora will be saying "better kutowana boyfriend inenge Shugeta isina mboro hombe but iri loyal.🤣       Kukura kwakewo kuri mumatama nedumbu🤣"         Idya mari Shuggy #HOMWE_iHOMWE👏👏👏Haana mboro Shugeta uyu , machende chete🤣🤣🤣🤣       Mboro yakasonyura kare muzidumbu irooo🤣🤣🤣Ndeye kutojegera nechigunwe kuti isabude 🤣🤣🤣🤣🤣         Kungofema chete uchikwirwa yapoya🤣🤣🤣🤣🤣Shugeta Chisale Chizhanje Mudungwe Peter Dhewa Moyo Oscar Pambuka Shadhaya Fantela    Panhau

September 27, 2023

Gogo Musalad Voti Doreen Haasi Mwana Wavo Vakamunhonga Mubin Rekubhawa

Pamh*ta pamai vako Dorine..Ini handisi mai vako ndakakunhonga kubhawa.Hakuna family yakadai😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂       Bt mai chaivo vane moyo wekubereka havaite zvakadai , tozoona fut kut mai ava havana option vanotongoita izvozvo cuz vakaramba vanopinda biz naKetty woo saka iiii pakaipa         Dorine akaita zvekutamba achagamuchira shavi rehuroi nekuti ane godo ne ma siblings ake haasi munhu anofarira chakanaka chinoitwa neve ropa rake hongu pane vanenge vachipenga asi         Dorine acharoya negodo ndiye Ano simudza musindodorini sorry hako kana uri mwana wemurume or wehama yambuya ava  

September 27, 2023

Tete Tilda Vokwidza Mai Svova Bus First Time Muhupenyu Hwzvo Vakanga Casati Vampopindawo Mumotokari

Ngatifareio na mai Svova nhasi first time yavo kukwira bus muhupenyu ,nekupinda wo mu Harare .       Maita basa tete Tilder mavakwiddzawo bus , Shema kwasara iwe kukwidza mai Ruva bus vaendewo kana paKadoma hapo,,Bus vaikwira havo vachiinda         kwaGutu, vachiinda naJoa, Harare ndokwavatanga vo kuuya nhasi, ndafarira kuti vanga vachinyatsotaura and vakafara, Vakachena zvavo

September 27, 2023

Olinda Onzi Asiye Wicknel Na Dione X Wa Stunner Mushure Mekufumura

Problem yako unouya nenyaya dzako wega heee tytn anosvirwa kumukosho heee haana marii hee handichamude amai vake havandide ndiwe unoudza vanhu nyaya dzemumba mako olinda uchiita malive uchitiudza....why usingacoppy MB         wakublamer Sir wicknell eeeh vasiye vataura zvavanoda ndiwe benzi manje ukapa vanhu nyaya vanotaura so far you loose respect takutoziya kty murume wako igay bcz of you takuzviziva kty wakaroorwa neloan ukaibhadhara ska usatsamwe ndiwe unnovhura mahombe wega pasina akubvunza           Olinda ane mental health uyu dipolar chaiyo anedza kudaro odzura page odzoka achita kunge asina kuzvitaura 😂😂😂 akuto blamer vanhu vanenge vaku commenter nyaya dzake

September 27, 2023

Tatelicious Oti Arota Makandiwa Achida Kutora Lucky Rake Kuhope Oti Iye Musabvume Kubatwa Musoro Kùmachurch Uko

Mamuka sei ?   Please vadudziri vehope help me interpret my dream.         Ndarota ndavhura Church but this Church yanga iri pa next nechurch yaProphet Emmanuel Makandiwa.   So the personal secretary wa Prophet Makandiwa came to me and said Queen I follow you pa Facebook and also ndiri secretary wa Prophet Makandiwa.          I never asked this lady's name but ndamuti take me to Prophet Makandiwa , I want him to bless my Church.          Tasvika kuma Prophet Makandiwa and Prophet Makandiwa said to the lady , munhu wawauya naye haadi kubatwa musoro wake saka hameno kuti ndomunamatira sei .Prophet Makandiwa was telling this to the lady .   &n

September 27, 2023

Ndodo Oudza Doreen Kumbira Mai Vako Ruregerero Ndisati Ndaisa Moto

Dorine kumbira amai vako ruregerero before ndisati ndaisa more 🔥       Ketty Masomera sryy hako ndakumbopindao Mu family memyu timbogadzirisa munhu wenyu we know mamutadza       #everyone  #followers          Analysis nyaya Gogo musalad 😭😭kupopota kwavakaita I don't wish anyone's mother to do I know ishungu       Murandakadzi Social pals dear chimira zvakwana

September 27, 2023

Mazepe Ofumura Vanhu Mai Mazowe Vakandiudza Kuti Mhosva Akazadzwa Chirwere Edzi Na Sisi Mecky

Mazepe Ofumura Vanhu Mai Mazowe Vakandiudza Kuti Mhosva Akazadzwa Chirwere Na Sisi Mecky         saka mhoswa arikukwana papi apa mukushaya anokusungisai vanhu imi haaaa chiiko demedi           Anoziva here mazep kuti kutaura status yemunhu zvisina mvumo yake unosungwa here .zvimwe zvongodao njere kushaya mabasa here uye munhurume Rega kuita semkadzi

510 511 512 513 514