Wednesday, May 06

General News

November 18, 2023

Mashura Zvinotyisa Zvinoshamisa Mu Harare Mbinga Dzirikutora Malucky Evana Dzichitombesa Maskayqueen Vasingazive Musikana Opupura Zvaakaona Nezvaakaitwa

Ndauyawo kuzoita support post iyi ndaona comment section mukuzvisimbisa hee anochengeta munhu ndimwari ntoni ntoni. Uyu munhu ndiye ataura chokwadi it's up to you kuzvitarisisa kuMbinga dzenyu ukoo or moita yamagara muchiita asi makore anotevera ayo muchauya neNhoroondo, Ini ndakasaver naMwari ende nanhasi vision iyoyo haibude mandiri.           Ndichati siyanisei maVenues kuitira kuti akaona post iyi haazozive kuti ndini. 2016 ndaive Manager pane imwe Hotel huru muHarare umu ndokubva ndasangana naMfu ndozota randiri kumupa. Mfu uyu ndiFounder weimwe Funeral Parlor iri kuSkies but ane mabranches muHarare ende funeral Parlor yake haisi yeMbombera ndeye vanhu vane mari. saka paMwedzi anotraveller from Skies to Harare      

November 18, 2023

Ketina Oti Mai Mazowe Itai Samai Regererai Mazepe Dai Ari Nwana Wenyu Msimurasa Here

Amai mazowe I’m sorry on behalf of Mazepe he’s just a child forgive him mwana anotadzawo now             ndakutomunzwisisawo he need our help me and you ngatibetsere mwana timuyambutse Ashumba hoye            Dai ari Wenyu maimurasira aniko Pinda zvako mazepnexFor now she is mother's puppet

November 18, 2023

Mecky Ishungurudzwa Mumba Mama Mai Mazowe Vana Vachitambura Ku South Africa

😭😭😭Zvakaoma hazvo Mecky atova rombe kuchando akuswera mumba maMai Mazowe achiputa madrugs nekumwa doro chasara kudya mumabin😭😭           Mecky wadii wadzoka hako kumusha tinokuitira konde konde yendege isva wadzoka hako.TESE pano hatina kana mufaro izvezvi inongova misodzi.           😭Mecky woye buda mumba umo usati waparara😭😭😭Ndakazorwadziwa paakaratidza kubatikana zuro pakasenderwa Chipo mari paya,am sure             she wished dai yatumirwa vana vake veduwe its not easy kuswera mumba memunhu uchimuka womirira kunzwa program from mother

November 18, 2023

Zimbabweans Onetseka Nehunhu HwaMaitt Vonxi Dai VamboitaxEasy Vabhadhara Zvikwereti

They say people learn from mistakes, but i don't think it is like that ne Katsi iyi.       Dai amboita take it easy abhadhara zvikwereti,chasara kufira mumaoko evanhu.            People are not happy out there because you are still owing them..         Dzikama Katsi kujeri unogona kuku dzokera futi.Akambobudireiko Mujeri Taive Ne Peace isu

November 18, 2023

Nyika Yaora Zimbabwe Harare Yaita Cholera Outbreak 7 000 Vanhu zvabatwa Nedenda Iri

Zimbabwe has declared a state of emergency in the capital Harare over a cholera outbreak.           The outbreak has so far killed dozens of people with more than 7,000 suspected cases.             The city authorities say the outbreak, spreading throughout the city, has invoked memories of a deadly outbreak in 2008, in which thousands died.

November 18, 2023

Deputy minister Terrence Mukupe Osungwa Otongerwa 3 Years Nema Months Nenhau Yekuba

Zimbabwe’s former Deputy Minister of Finance Terrence Mukupe who was convicted of smuggling fuel was yesterday sentenced to three years six months imprisonment by the High Court.           Mukupe was also fined US$12 780 failure to pay will mean the addition of another two year jail term.High Court judge justice Benjamin Chikowero suspended six months on condition of good behaviour meaning Mukupe will serve three years effective jail term.       Mukupe is accused of smuggling 138 979 litres of diesel.       He was being charged together with Same Kapisoriso, Joseph Taderera and Leonard Mudzuto who were also given similar sentences.In sentencing them Justice Chikowero ruled that the convic

November 18, 2023

Zvakutyisa Mazepe Ichema Pamba Pauya Matsotsi Anoda Kundiuraya Ndikafa Zivai Ndimai Mazowe

Guys am not safe paimba pasvika vanhu time yandadonha ku live kwa Ketty Masomera we are not safe group revanhu they knock hatina kuvhura now they are walking outside Mecky nkows my adress if anything happens Mai           Mazowe it's u can someone keep checking us thank uMai Mazowe munonepa it's not my time kuurayiwa newe hure never ndichakufambai keep challenging me u will never win or have           peace in your life guys I will keep this information if anything happens to me I hure rinonzi Mai MazoweMR Mazepe Chishambwe problem yako unoterera makuhwa anoputsa iwewe achivaka vamwe, sometimes we can blame kti hauna kukwana but kuwana chaiko           wa

November 16, 2023

Eve Dadi Mafumo Runner Onzi Tavekumuroya KuMalawi Nemunyori Arikuda Mari Yake 5 000rands Yaakabiirwa

Eve Dadi Mafumo Hauna Moyo,nemarwadziro anoita kushanda Mari R5150 yebhero uchaunza hako               kukuregerera asi mbavha hadzidi kunzwirwa tsitsi Hauna Moyo kutondiblocker hazviko,ndakakudembera kakawanda Seiko uri Runner mbavha

November 16, 2023

Shugeta Oti Inini Na Anna Honde Hatirambane Tiri Ma Soulmate

Pafair chaipo ndakatozongozvitambira hangu kuti inini na Anna Chibaby Honde hapana kana kurambana kwatomboita isu 😥   📷 Teezy the Comedian         Pafaire tichatouya kumuchato.Zvamakugona kuita ma skit mese kudai it's a step ahead.Tinoda muchate ❤️♥️           Muri maSoulmates you guys hamusiyane zvachose,dzokeranai hazvina mhosva zviriko everyone deserves a second chance             Wakakomborerwa Annah unotowana tym yekuita maskits naX wako haaa inini musi watosangana naX wangu ndomu seremura gotsi nedombo chete

November 16, 2023

Tatelicious Ochemedzwa Na Tanya Mwana Wake Baba Siyai Kupfeka Madress Murikundinyadzisa Kuchikoro Iye Iti Mazamhu Ndoisepi Nabhora Ndakamedza

Hanzi na Tanya " Nhai daddy mukauya ku visit ku school kwangu mouya makapfeka dhurezi here ? "🤣🤣🤣         Ndastika mufunge , ndazongoti Jean trousers 👖 🤣🤣Ndopaucha tsanangurira mwana kuti beche randaka namirwa haridi ma trousers ,roda zvinofura mhepo🤣🤣🤣🤣         Ndangoti mutodo mwanangu , ndiye zii hangu 🤣🤣🤣Dai ndisiri Celebrity unoti kune mwana ukabvunzwa kuti baba varipi ita kuti vakafa , zvino hapana asingandizive kuchikoro kwacho ikoko🤣🤣🤣       Maticha acho na headmaster they follow me pa Facebook🤣🤣🤣   Imi hameno , ndikoko 🤣ðŸ¤

513 514 515 516 517