Thursday, March 12

General News

September 15, 2023

Rwendo Rwa Baba Harare Kubva Masvingo Netsoka Vachienda KuHarare

Rwendo rwaBaba Harare kubva kuMasvingo netsoka vachienda kuSozibheri vachiridza wayiresi yejiti munhava💕😮😮

September 15, 2023

Pokello Friend Tanya Obuda Pachema Ndakatangirwa Business Nemurume Wemunhu Wandirikudanana Naye Imi Muchikwirirwa KFC Munosemesa Vasikana Puu

Si Tanya vazobuda pachena kuti Spa yavo - Essential by Tanya vakavhurigwa naBaba vavari kudanana navo. Vati ivo imimi munodyiwa motengegwa KFC ivo vanovhura ma Spa nekuendeswa on expensive holidays and shopping Sprees. Tati tingoonesana         Kuti vakazonyepa vachiti vakatanga business neSipo yegorosi yoga tozovaite remaindi. Zvekuti you worked hard and built your business you are my inspiration muchazvirega, imari dzemusana idzi nedzekusvisvina magaka. Endai mohwa zvizere kuInstagram TwaaCommunityIt's one thing kupihwa Mari it's another to run and maintain a business             Vamwe mopihwa mari motenga mabrazilian Ngaaudze vanhu Madhara acho anopa mari dze start aripi ne n'anga dzake. Kw

September 15, 2023

GreatHope Moreboys Arikubatsira Zvikuru Vekuuraya Mwana Vasungwa Zviripamutemo Varambirwa Bail

Aiwa vaMunetsi vanomira nesu as Zimbabweans zvakanyanya , Mwari vamuitire zvakanaka mkomanaMai Princess vanga vari kucourt nhasi and the culprits vazonzi vakasungwa zviri pamutemo so vakuita bail application.         Zvavo zvavaida kuti vanzi vabuditswe because vakasungwa zvisiri pamutemo zvarambwa izvo.          Great Hope thank you .Bail havariwane havo they are a flight risk munomacho vanema paper here vadii kungoiswa pa deportation sezvakaitwa nandipha na Bester nhayi

September 15, 2023

Comic Pastor Wife Slowly Replacing Pokello Chokwadi Hakuna Mukadzi Akashata Kunze Uko Mari Yako Chete

Mai komiki is slowly replacing pokello❤️❤️Not lady sqanda here       Kunaka hakudyiwe anhuwoye everyone is beautiful in the eyes of the Lord....plus tese tochererwa kana tafa hapana anoomeswa

September 15, 2023

Makhadzi Mushure Mekunge Aona Career Yave Kupera Okumbira Ruregerero Kuna Winky D Bigman Sorry Mukoma

Wazogaya kaaa apa nhasi wagona kunyora Zita rake waimbotadza kutaura kaaa paya         Remind her winkyvahayimbe mchongoyo or sungura nenge yake achiti mhino se greenpaper akwane  Kutsvaka kuda kusvitswa shoko manje winky hanongereri zvemu bin hokoyo nema cane ikoko

September 12, 2023

Butterfly Onzi Timuitire Go Fund Zvanyanya Sure Kuita Kuverenga Tuma Piece Twenyama Mupoto Zimbabwe Yaoma Zanupf Pfee

😭😭Tadii taitira Buterfly go fund zvanyanya izvi.Kuzoona munhu overenga 13 tumasojeji tutiki tiki itotu shuwa mhuri kurarira 2 tumasoseji itotu😭.Masoseji anodawo ari 5 or 6 pamunhu plus ari mahombe.Zvakaoma hazvo           Buterfly nhamo yazomusvuura😭😭Wadii waendawo kumaCOS nhai iwe wasiya zvekungodzengerera nanaShugeta ava marombe enyikaPa Zimbabwe it's normal kudya sadza nema veg asina nyama , straight up mbida like that , sausage iyo it's luxe kune majority of the population             ndakazvifungawo paakaposta kkkkk kuti dai arega make anyway ndozviripo in most families dai asina kutaura kuti ndozvevanhu vangani🤣🤣🤣🤣ðŸ¤

September 12, 2023

Shocking News Munangagwa Dambudzo Hos New Cabinet Ndovanhu Vanga Vangoripo Pakuuraya Zimbabwe 5 More Years Here These People Vachingotonga Pachitororo

BREAKING NEWS: President Mnangagwa announces his new Cabinet   Minister of Finance - Prof Mthuli Ncube (Deputy Kuda Mnangagwa)   Minister of War veterans Affairs - Christopher Mutsvangwa           Minister of Youth Empowerment Development - Tino Machakaire   Minister of Sports Recreation Arts - Kirsty Coventry   Minister of Environment - Mangaliso Ndlovu           Minister of Tourism - Barbra Rwodzi (Deputy Tongai Mnangagwa)   Minister of Defence, Security and War Veterans - Oppah Muchinguri   Minister of Women's Affairs - Monica Mutsvangwa   Minister of Local Government - Winston Chitando       &nb

September 12, 2023

Pashata Zvakutyisa Thomas Mandaza Ochekwa Chiweti Chake Nehureee Mushure Mekunge Atadza Kubhadhara

Another men gone .nematambudziko kwamuri vana baba .zvekare chiri chidzidzo kwamuri varipano kuti siyanai nema bhishu please honayi makupera .😭😭😭😭         Satan haana kwake veduwe kkkkkkkk unenge uchiti wakangwara kuhurira madam fume mutezo wadimburwa madam vosara neyavo           Satan haana kwake veduwe kkkkkkkk unenge uchiti wakangwara kuhurira madam fume mutezo wadimburwa madam vosara neyavoZvirinani kna afa hke panekugara hupenyu hwese asinganyenge nemanakiro anoita pakati iwe usisina chinonyengesa chacho

September 12, 2023

Tinashe Mutarisi Dai Tangomuti Mbinga Chete Zvekuti Isina Noise Ratove Drama

Ko Tinashe Mutarisi tadii tangomuti MBINGA chete zvekuti isina noise tisiyane nazvo coz haaa mukuru ava kusava nenoise kwacho handisi handisi kukuona ini…, Strive Masiiwa ndiye angatofanirwa kunzi mbinga isina noise         hatimbosangani naye mumastreets zvinoita baba kunongoswera kupesuka muno mucomboni vachitsvaga attentionMutarisi mamunyanyira pano, give the guy a break aah🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣mbinga munhuwo           Chaunoti noise chii? Noise inoita Tinashe neya Java zvakafanana here? Saka munhu otadza kufara pa Social media nekuti anemari? Musade kuudzira vanhu zvekuita ne life dzavo Tinashe haavhairire varombo so haana noise munhu anotongonakirwawo ne Social just

September 09, 2023

Olinda Dai Angotenga Dhildhoo Than Kuenda Kuna Stunner

But worinda dai akangotenga hake dildo than kudzokerana na ex stunner😏🤣😂🤣😂ayewa nyangwe kuida kwacho yakakura zvakadiiko😂😂🤣         Haa Mai ava havaziye zvavanoda ladies shuwa ungadzokere ku primary nekuti chikoro chaka renovater.vanoyinda chaizvo mbolisi amai ava .           He just needs gym oita chibody chinopisa and become mature and manly for his own good vakadzi vanonetsa kufadza 🙌🏾and to be mentally empowered so that he doesn't remain too understanding when he is being disrespected

514 515 516 517 518