Friday, March 13

General News

September 09, 2023

Madamboss Vorasika Kunyadzisa Mai Kachembere Kuti Havasati Vavaka Iroja Nezera Ravo Hazvizoda Kuva Roja

Tyra unombopota uchirasika kutaura ko zvekuti mai kachembiza vachiri kuvaka zvabvepi wadii wangovatengera kitchen unit zvoguma ipapo shuwa nezera rina vakachembere riya nanhasi vachiri kungoroja zvimwe hazvizodi         Mai kachembere vari kugara muimba yavo yavari kuvaka imi ana senzeni vasingagone kutengera ana mai vavo kana pata pata simba rakawandira pamafira kureva sit down and shut upKuvaka hazvirevi kuti munhu ari kuroja.           Unogona kunge uchigara pamba pako asi usati yapera saka unonzi uri kuvaka. Ari kuita ma renivations or ku extender anonziwo ari kuvaka asi anenge asiri roja. Chero vakaita roja mai Kachembere rakanyorwepi zera cut off age yekuti unge wave nemba? Iwe munyori hautorina kana stand

September 09, 2023

Tinashe Mutarisi Oti Mukwane Mangwenjere Kudii Ndakaita 150 000usd Maiti Yaibva Pamangwenjere Here

Mukwane vafana vangu the action grossed 120 thousand usd munoti mari iyoyo yayibhadharwa zvinhu zvisipo. Will be announcing another auction soon.         Chiiko ichocho chinenge ngozaldo 🤣🤣Okay on a more serious note i know zvinhu hazvina kukwana, we had hundreds of pple who came in apa paiva ne around 45 vihacles only dzinofamba about 12 or so dzimwe dzaiva dzakafa asi dzichigadzirika.          We also had a lot of scrap metal seiyo yazoiswa apo iyo. Paiva nema trucks kunge four ma trailers nezvimwewo hobho including ma stoves and fridges.          I’m very sorry Kune ma friends angu aida kundiwonapo but unfortunately I couldn’t avail myself but next

September 09, 2023

Zimbabweans Dissapointed Tinashe Mutarisi Kuita Auction Yemangwenjere Usabva Wationa Senge Totambura Stereki Zvinonyadzisa Izvi

Auction yemangwenjereI was very disappointed hangu....drove all the way from glen Norah for nothing       Tinashe Mutarisi,We respect you soo much,but zvekuzotiona senge tanyanya kutambura zvipere,is this what you call an Auction nhai Tinashe?

September 09, 2023

Zvoshamisa Vanhu Mai Mazowe Celebrity Voshandisa Mari Yema COS Kuti Vatambirwe Nezvigure Pa Airport

Hezvo ko mai mazoe vakatambirwa nezvigure kuairport inga zvavatove selebhu🤔I think zvinogara zviripo ndiyani uya aitambirwa naZodwa namai tt zvavepo as well           Vanenge varipo avoo ndozvamakuti zvigure hre kna muchida kutambira munhu wenyu munongovabhadhara vagara vatori pabsa Mari yenyu chete           Anenge akazvi hire zve for social media. Kutambirwa nezvigure iwe uchinge chigurewo apa urikuburuka ndegeAmai ava imbinga vatodzoka futi pazim vamwe since vakaenda nanhasi kwakaenda imbwa ndiko kwakaenda tsuroUyu anonzii mecky uyu ane kakuvhengedzera anondibohwa 🙄🙄

September 09, 2023

Thokozani Kupe Munamatireiwo Arwara NeCancer Ochema Nekurwadziwa Nyangwe Takamuvenga It's Time To Show Love Torega Kutuka

Wakairasa pawakada kuparadza musangano wepakutanga dai izvezvi tavenema cancermachine         Kungonzwa kuti cancer chete moyo wangu unobaikana unotsemuka baba vangu vakaenda musi wa18june 2023 nechirwere ichochi...ndinonamatira muporeswe mother KhupeHaaa vapera ndati iii musoro kunge musoro wema earphones so huro iyo setambo yacho iiii

September 09, 2023

Rutendo Otukirira Sisi Melly Zitransgenter Rakaita Sa Swagger Raora Rakora Senge Nguruve Akandivharisira Page Rangu Ndichamutuka And Handife Ndakamuregerera

Imi swagger ari kusimba arikudyei ? Ndatombofunga kuti ndakanganisa kuona ini . No shooting pandinobva kunoroya my eyesight is very bad and happened to run into this pic and I’m thinking swaga why ?       Samaz "Sipelile Mandenda this is the same person who called me muroyi a few weeks ago why do you guys have selective sight and hearing are you ok . This same person akandivharisira page a few years ago madii mabuda pazviri             SAMAZ "Mainini Key's Kitchen akanditi muroyi wani akamdivharisira group rangu back then saka kutamba pahuroyi zvataona tongotaura, She clearly called me all sorts of names and her bridesmaids vachimukuza saka tikaona chaitika pataimbonyarara for peace sake takun

September 09, 2023

Mai B Madamboss Maid One Maid Anotambira Kukunda Masoja Mateacher Nemapurisa Emu Zimbabwe

One maid anotambira kudarika masoja,mateacher,manurse nemapurisa emuzimbahwe ngatimbopai mai munetsiwa malove nema likes         vanogona kugara nahelper wavo havasi vangani vanoita izvo I remember rimwe gore madam vakatenga mibhedha miviri wamai bee newa mai vamai bee mota ikatouya mai bee vakanzi chikwirai muende asi mangwana ndokudai pano tyra ane moyo wakanaka chakanaka tinorumbidza❤️❤️❤️❤️👏👏👏👏             Ndozvarinoda gadzi iri, self worth ne self esteem harina rakasiya kuchihwaga kwangundu, rototsvaka esteem pafb from total strangers kuti rinzi rinemoyo, kana rinemoyo tsitsi kachembere arikukwirirwa foundation kit wani, zihwagam

September 09, 2023

Tariro Munangagwa Daughter Otukwa Kushata Kufanana Nababa Mushure Mekunge Ati Makorokoto Kuna Baba Vake Vatambudza Nyika Yese

Kushata kunge baba mxm kufana baba kunge kurima makaipa zvese nemoyo nyika inowakwa nevene wayo tinowaka nei tisina mabasa zidzoro apa iye baba wako arikutadza kuiwaka nyika yacho wani harare town yangofanana nembare ndo chii ichocho           Yowee Ganda kunge wakuru wekundara yoweeee kuita rukanda hey ummm kuzoti Dai aigarawo kumusha sesu Ummm Dai katori nemakwati seekamwana kegarwe           Kushata mai hure .mazizino kunge hara yematuzvi.congrats for what ..saka urikutofara so isu hatifariri zvisina bas kuhonda kwako

September 06, 2023

Bona Mugabe Nemari Yaunayo Wofamba Nedumbu Rakaita Mihomba Yembambaira Chii Chakadaro

Ladies in pink outfits 🔥❤️       Maiguru OG was looking elegant 👌, Iwe Bona nemari yese yaunayo yese iya wofamba nedumbu rakaita muganhu muganhu kunge dora kudai..               Kana kuti wava kuvirikidzawo hembe saSwagger 🤔Haaa pakufamba dumbu rakadero munhu ane mari akonewa hake lol

September 06, 2023

Chiwenga Anovaonepi Vakadzi Vakatsva Nebleach Vasingagone Kupfeka Zimbabweans Concerned About Maoko Akutanga Kuzvimba Futi Zvakaita AMary

Ivo Genarari vanovawanepi vakadzi vakatsva nemafuta Mainini very soon is going to have woraring packing maoko ayo zvekwagulez chaizvo           Pusiro yaita face yamainini ungati vaudzwa kuti uku ndokunonzi kupfeka…seems like she is feeling out of place worse the open arms and the smile on generaris face          It’s giving Zimbabwe…..Ihagisi yemachokwadi here iyo because how can she give a hug like that kumunhu akaunza masoja kumba kwake by soo doing shooting kill some other soldiers and guardsThe return of G40 , Ava two ndivo vachagarisa               munangagwa muma ice blocks can't wait for Season 2 Coup ,the trail is g

515 516 517 518 519