Am disappointed, hazvina kumufita izvi zvinomubvisa chiremera. Pandakamugadzika pacho haaaa (hezvo haisi hama yangu) Voice remasese rinenge risati rabudaKty chagara chiripo here chiremera chacho chagara chisipo apooo chiremera Anofirita zvekuti unogona kuti ndabata kablack american kaa akazobvisa hwigi nelip sitik haa unozorora🤣🤣🤣Hanzvadzi yafochu yakuyanika nyama panze kuzvibvisa chiremera🤔
Pokello iwewe sei manails ako uchiri mumota paAirport ari eRed then kuhotera wakunobatidza malights ndeewhite??.Eh chete zvembinga unogona kutongoiswa manails zve2minutes wotongoabisa woiswa futi mamwe saka regai tisanyanye hunhongwa. Hakuna mabasa saka tingaitei chimwe handiti mukudya mari dzedu muchichinja nzwara kunge nduwe.Anyway have fun rega ndipedzise machunks angu 🙄 Another substantial proof yekuti haasi kwaarikuti ari uyu akazvinzwa zvataitaura tichipembera maiguru zvikamu nyiminya she had to post old and fake life videos. Private jet yaka kwira na mai Chivhayo yakamukwenya ndobva to add to the wound isu taku commenta nice things about maiguru. Ari
Just in....Multiple murder suspect, Jaison Muvevi has been declared mentally unstable to stand trial. He has therefore been committed to a psychiatric hospitalIf they find that accused actions were significantly affected by mental illness, however, the trial could be forced to end immediately with a verdict of not guilty. Any diagnosis of a psychiatric disorder could also be used to argue for a reduced sentence if he is convicted of murder.He will walk free from this crime .... From the hospital back to work ku ma CIO ikoko
Stop complementing friends who don't compliment you, stop posting friends who don't post you, stop claiming friends who don't claim you. Lastly stop looking desperate for friendships, there is life without friends. â€¼ï¸ Chokwadi chemahara i used to be this person, anoteverera nekuda kubatanidza vasina hanya neni🤣🤣🤣ndinoreurura kusvipwa zvinorwadza pachaunga, hanzi Lindy is not my friend friend imiiiii iwe wakaperera paye😂😂😂 i had my faults too but now am glad it happened so much growth in my life and tge family that surround me now vanoda ndikure, asi kurumbidza kuti wakachena handirege hangu even tisiri ma shamwari kuona munhu anozvinakira makes me happy &nbs
Taking the exit door after the great election robbery. Whenever I fly out, Buju Banton’s Untold Stories rings in my head as I see many young people flying out too, but unlike me they won’t be coming back. For those who don’t know it, here is part of its lyrical content. “Who can afford to run will run, But what about those who can't they will have to stay,Opportunity a scarce, scarce commodity, In these times I say, When mama spend her last and send you go class, Never you ever play, It's a competitive world for low budget people, Spending a dime while earning a nickel &n
Mhamha vakatega British fashion pedzezvo baba voti varungu vakashata 🤣😂🤣😂🤣munotiiteyi varakashi zvemucheno zvaida Gire izviKana vasina kuzvimba kumeso vasimbiswa nemari yenyika. Ko zvavakazvimba kumeso iyo bleach yavo inopota ichidhomoka why mama should get glutha shots Ko iye avaidza kuti vakafitwa ndiyani ndipo patinongosekwa senyika zvinobvira kuvakuru ungati uri mai president wopfeka sezibenzi kudai chihat kunge tswanda yemunyevhe kudai ndipo panonzi mazimba haagone kupfeka ipapa zimbiya iri kaa 😂😂😂Ndianiko aneface kunge chidhori zvitama zvacho
Grace was in the system she really knows kuti zanu pf haibviswe mu power finally she found way back homeGrace is on a mission watch the space ðŸ˜She's now getting old .
Father city ko rudo makaisepiMai Titi was the Main Highlight for many at the just ended Zimbabwe Agric Society. She told me to tell Baba Harare to visit her. Baba Harare pliz pliz!! Okay well don ba harare Baba Hararee shuwa vanhu vakutsvaka mbiri nekuda kwa feli thank you so muchI True friend vamwe vakutsvaga following nekunyebera kuvada varimuhusungwa asi vari panze vaisavada Baba Harare Respond will not be gaslighted to discuss my visit or not visiting Feli pasocial media. Husungwa hwakafana nehunapwa. Saka using her name and mine as well for clout was very low. Feli is going through a very difficult time and I don
Muchiitiko charwadza vazhinji pasi rose,muimbi mukuru uyo akaimba kambo kanonzi Hello Mwari Remix na Jah Master aizikanwa nezita rekuti Haitham Kim ashaya tichiti azorore murugare May Her Soul Rest In peace ðŸ™
Ndirini Mubhanditi ndainokumbira hangu ruregerero apa pride haibatsire. Appearance is not everything ..Outside Appearance is like a bikini 👙 doesn't reveal everything..vakaita maroad runner ungadyaa unodzoka wegaa even kasinyarina mubhedhaa ...Even muchero unowawa unoita maruwa anoyevedza She is from the streets..Shadhaya was Zim men masimps kungoswero mhanyira nekusimbisa mahure asina sense what she did mokanganwa heeee anobleacher hero mazobharanzi ekuZim kumhanyira🙄🙄🙄🙄🙄