Sunday, June 22

General News

April 27, 2025

Veduwe This Is Sad Vaputikirwa Ne Gas Mai Nevana Kokushaya

its painful rip rita ndarwadziwa last week but one ndaitaura naye shemmm ndikurwadzi ska vana vese hre micky akashayawo hre         @Edith Shantel❀️:             vakaputikirwa negas@ntsiki girl:eish shame nevana futy here shaa rip only God knows ramangwana pamwe dei wasiya vana vaizosara vachitambura                 some are sayin murume aipisa gold what what mumba and vakafema kwaku suffocate,hatichaziva chokwadi asi zvinorwadza hazvo weduwe dai Mwari atichengeta         i always tell pple that am afraid of gas vachiseka rest in peace and yr kids

April 27, 2025

Mashura Vamwe Vohukura Ku Church Kwa Makandiwa Hezvo Munhu Oita Imbwa ,Vamwe Nyoka

Mashura Vamwe Vohukura Ku Church Kwa Makandiwa Hezvo Munhu Oita Imbwa ,Vamwe Nyoka Vamwe Voita Sevari kurumwa Ne Tsikidzi Zvinotyisa Zvinoshamisa πŸ™„πŸ™„πŸ™„πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³    

April 27, 2025

Sis Vovhura Huru Sunday Service Ku Yadah Kwa Magaya

Zvirikuitika Kwa Walter Magaya Umwe Aita Nyoka Hezco Ma Demonii Akaomaa Yoo πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ‘πŸ‡ΏπŸ‡Ό    

April 27, 2025

Emmanuel Makandiwa Why

Makandiwa Oti Ndakunamatirai Ndakupai Zvakawanda Chindipai Mari Book of Money πŸ’° Ndirikuda Millions Mari For Mwari Kingdom Of God Iri Kuda           Million Hunzai Kuno Ndipei Oti Kana Usina Hunza Tuesday Mwari Arikuda Mwari Vapa 1000usd And Above Huya Tikuzive πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ’°πŸ’°πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­

April 27, 2025

Former Member We Special force Kuma Soja Daniel Shumba Oti Matuke Atuma 3 Mota Dzema CIO Kuzopaza Geza

Former Member We Special force Kuma Soja Daniel Shumba Oti Matuke Atuma 3 Mota Dzema CIO Kuzopaza Pamba Pake Mnangagwa People Be Warned Themba Mliswa You Also ⚠️ πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡Ό  

April 26, 2025

Mukuru Wema CIO Apfuudzwa Bhasopo

RETIRED Central Intelligence Organisation Director, Cde Walter Basopo, who passed away in South Africa on Tuesday, has been declared a national hero.       Delivering the message of his national hero status to the family in Goodhope, Harare, this Friday, Minister of State for National Security, Senator Lovemore Matuke, stated that the Government and the ruling ZANU PF party had recognised the significant role played by Cde Basopo both before and after Zimbabwe’s independence.         “I have been sent by President Mnangagwa to relay an important message. He worked in government for a long time. He was working with the government, defending the country. His contribution has been important since the liberation struggle

April 26, 2025

Mai Ve Chirema Vozviuraya Nekukutwa Na Loisa

Haa pakabhaizika pana Louisa apa pana mai vakanwa mapiritsi ejuzviuraya Ane Mwana akaremera  Vamwe ndovari kuuya muma inbox. Waka deepisa loisa you have blood in your hands nekungotaura ,apa she is not even sorryMukoma more na tytie ndozvinhu zvatiri kutaura you can fight all you want but tine nyaya yevana vakaremara vanoda help vatukwa vamwe vanamai vacho vakutoda kuzviuraya, but never seen one of you addressing this issue          I did a video earlier that's the problem with most of the socialites Mukoma more I can excuse him because he always help havo, ana tyte wakambovaona vachibetsera all advocate anything good pa platform pavo here ,kunze kwekuganza nekurwa nefamily? Munosvota chaizvo  Iwe tytie unoita pamuromo knowi

April 26, 2025

Zvaewadza Veduwe Mukomana Adonha Nemota Akafira Pa Spot

BG SAD NEWS : Muface anonzi Twitter Adonha ne Toyota  akafira paspot kwagoche achibva Kwa Nyamakura.   MHSRIP     Apa ndakasangana naye 1hour before ayitatsaona vachimhanya vakadhakwa mudust road yekuchipindura vakatondipopotera kuti ndiri kuvavharira         road,Ndarwadziwa zvisingaite murume we sis yangu havasi kubatika sis vangu izvzvi hazvisi kutambirika 😭😭 marwadzisa baba Pana

April 26, 2025

Chiwenga In Rome Italy

VICE President General (Retired) Dr Constantino Chiwenga, currently in Rome, Italy, to attend the burial of Pope Francis, has paid tribute to the late pontiff for his tireless efforts in promoting peace and advocating for the welfare of the poor.       The Vice President is attending the burial ceremony, scheduled for Saturday morning at 10:00 a.m. at the Basilica of Santa Maria Maggiore, where he highlighted Pope Francis’ unwavering commitment to fostering peace in conflict-ridden regions, including the Democratic Republic of Congo, Sudan, and Israel.       “The Pope advocated for world leaders to acknowledge that there are poor people in society and how those poor people should be looked after. When we talk of peace, there

April 26, 2025

Zimbabweans Ngatibatanei Tigadzire Nyika Yedu Honai Zvotoitwa Ku South Africa Mukadzi Ane Nhumbu Oshungurudzwa

Let's not put the blame on South Africans yes they don't have Ubuntu but we can't say why they don't think outside the box, let's blame our own situation and our government because if things were okay here we weren't going to be having this discussion         South Africans seemingly ignorant of the reason why Zimbabweans have fled across the border, are in this clip that’s gone viral, tormenting this woman. Many South Africans seem oblivious of the reason why refugees are flocking into their country - they have been pushed out of their home nation by the statements uttered by President Cyril Ramaphosa himself, who has covered up Emmerson Mnangagwa’s election rigging since 2018. His statements make it difficult  

50 51 52 53 54