Friday, September 12

General News

July 16, 2025

Murume Obuda Mu Bedroom Mune Mukadzi Kunobata Mwanasikana

Mhedzisiro madzimai varume vakafinhwa nezvamuri kuita, munongosiiwa pamuri ku lodger ipapo mosara mave mega, murumu haadzoke for goodTakanzwa kuti vanhu vakarora varikupiwa Bonde ka1 pa2 Weeks         hameno pamwe ndizvo zvirikukonzeresa 😌Chakafukidza dzimba matenga hama tirikugara nzara mudzimba umu Bonde rinema sanctions harinakidze zvachose . I'm not saying zviri right zvaitwa na uyo but nzara wakarima ma 1🤔

July 16, 2025

Musachiva zvinhu zvamunoona painternet nhaika

Shame hugs starglow aka mai naty hanzi havachaone Vava bofu 😢 😭 😿 ndiye akabirwa mafuta nakamuchacha 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 what really happened to her veduweI     sis Melly Said  Ko kuHarare hanzi kune maslay kwini 3 ave mapofu vakakanganisa mhiko kwahi vakaromba pamozambique ..Nhai kundiudza izvi ndinei nazvo ??Bvaa chingotiudzai zvizere mumacomments acho aaah makaoma 🤣🤣🤣🤣🤣Musachiva zvinhu zvamunoona painternet nhaika           Mukadz uyu ndinozam kuteedzer dressing yake veduwe ndomud kani.. Kn dzirinhema ngavauye vati im oky veduwe moy

July 15, 2025

Kraifontein is not safe guys hameno vanhu mukugarirei nzvimbo iyi

Kraifontein is not safe guys hameno vanhu mukugarirei nzvimbo iyi         This gut was shot in phase 6 30mns agoIiii chii nhaimi everyday here mupenyu       hereIzvezvi ndiUber driver ,vanhu vapera ivava,tangodavira hedu english inemanyemwe fani

July 15, 2025

Zvimwe Hazvizi Necessary Jah Prayzah Canada Show ayzer

Zvime hazvisi necessary shuwaKushow yaJP kwaka zoyendwa nezvimwe this time . Nhaiwe Zuva was kupoda really necessary during the show         ? Apo waisiya your colleague achito zhinya kutorwa pic ane zi bra riripanze kunge raCynthia 😅. Mabharanzi pfo pfo pfo muCanadaAkatoziva Kuti pane vanomutora ma photo akavarairwa akatogara Ari ready zvake ASI chakaipa chacho apana zvapoZuva aifunga kt         achatendwa na Jp anofunga kt jp anozomuonawoo kuita mazuva achingoti hee show hee chino wagwizi vakanganwa kt vanombotuka jp ne zve zanu zibenzi zuva zihureI blame pirikisi😂😂😂 zuva na Jackie face dzavo 🔥🔥 but brain haa vanoda kumiswa

July 15, 2025

Harare Big Girls Socialites

Zviri kunzi vakaita zvekuromba na Sta glow iye Sta ave bofu uyo Cyn ari kungotatarika mheno zvavakaita ku n'anga ikatsamwa ikavarova neshamhuAnonymous participant 397 ayewa Star haatane kuexplainer uye gore rekunzi munhu waPapa prophet akambononoka here kuita post achidaira iyi yatoo nemaweeks ichitenderera ari zii 😂Zimbabwe happened!       She adjusted to the current situation shop ichiriko asi yakutengesawo cheap runner stuff. Unonyura ukada kuita bling vanhu havana mari!We are a sad people aren’t we? Kutoita post yekutsvinyira munhu nekumuseka hee adonha hee haacharire? Mmmm yaa Anyway she amassed her clothing business to the economical climate         This was never the only business she ha, she has othe

July 15, 2025

For 34-year-old Tinotenda Kuture, an aircraft engineer by profession, years of dr.ug addiction

For 34-year-old Tinotenda Kuture, an aircraft engineer by profession, years of drug addiction led to criminal activity and eventual            ZPCS scales up evidence-based drug rehabilitation model July 15,            Story by Abigirl Tembo, Health Editor AS the country battles the drug and substance abuse menace, Harare Central Prison is scaling up an evidence-based crime-specific treatment rehabilitation programme introduced in 2023, to rehabilitate inmates struggling with addiction.         At Harare Central Prison, rehabilitation is no longer just about confinement, it is about transformation. Since 2023, the correctional facility has been i

July 15, 2025

Kadoma Vakomana Vaba Mota Kokutsika Vanhu 2 Vachibva Vafira Ipapo

Sorry Kadoma 😭😭📰😭📰📰📰 An accident occured in Waverly Near Takawira Avenues Road, when the driver lost control of the car and they hit one building and went on to hit a couple that were moving along the road 😔 and the car to rolled many times. This said event seems to have claimed one victim so far#RIP# and the others are seriously injured.         The car was believed to have been speeding according to the witness of such horrible event. Do not drink 🍻 and drive please 🙏 life is precious 💕 lets not be reckless at all costSorry kadoma 😭😭😭😭           Zvirikuti rwadza Zvaitika makuseni mu Kadoma vakomana v

July 15, 2025

21 Year Old WOMAN looking For A Job

WOMAN OFFERED FAKE JOB, GANG RA....PED BY TWO MENA WOMAN, who was look ing for a job, was on Friday gang ra......ped, robbed and dumped along Seke Road.         1 The 21-year-old woman was lured by two men, one called Anthony and another who was not identified, to come to the Harare CBD.           The two claimed she was being invited for a job interview to fill the vacancy of an accountant. The three agreed to meet in the Harare CBD at around 3pm.Antony and his counterpart were in a silver Honda Fit which was parked at the corner of Robson Manyika and Angwa Street. She got into the vehicle and sat together with Antony. Antony ordered his counterpart to drive towards Chitungwiza while the two would discu

July 15, 2025

Mwana uyu anonzi Shaniqua Muriri ane 16yrs

Tadzokazve mhuri yeZimbabwe tinotenda 👏 nerutsigiro rwenyu.Amai vemwana ndataura navo vapenyu havana kufa asi mwana ndiye akangotanga misikanzwa yekutiza pamba.Ingoriwo misikanzwa yemateenagers zvekuti mai vakafa kunyepa hake kuti anzwirwe tsitsi 😁😁 Akatiza musi weFriday akawanikwa nezuro Sat kwakutizazve.         Mwana uyu anonzi Shaniqua Muriri ane 16yrs  Atori mwana wechikoro anodzidza achigara namai vake nevanin'ina vake saka amai vake vari kuuya kuzomutora mangwana. Ndataura zvakare nagogo vake vakataura zvimwe chete kuti mwana aitotsvagiwa anga akatiza kumba 👏Tinotenda nerutsigiro rwenyu nguva dzese.Mwana uyu akazorara ave mumaoko amai vake .           At 23:0

July 15, 2025

Nyati Kutengera Ma Toddler BunkBed

Nyati Kutengera Ma Toddler BunkBed  Children younger than 6 years old should not sleep on the top bunk of a bunk bed due to safety concerns Think  you were supposed to buy a single bed for Kiki your son needs a Coat bed ive a Coat bed still new if u want it hala me The boy is too young for bunk bed next To mom cotbed will do until he’s 3to 4 years  Baba nyati your. Content is very nice but sometimes mind the way I talk ,two bbys two beds one happy dady no woman in life wants to have different bbys it's life ,life can turn at any time it's like a wheel

51 52 53 54 55