Friday, March 13

General News

July 19, 2023

Mwari Anzwa Sean Oti Ave Kuroora Chelsea Holyten Babymama Otora Zvese Nemwana Wacho Zvinofadza Izvii

Chelsea woye Jihovha weminana💃... Huya uone zviri pano.Mhanya nenumber nekukasika pano pakazara mazigarinya ane nyere negodo asina kana anoti sviyo anoswera atorwa Sean uyu..Kasika tigoona kusvotesa Holy 10 naKim wake.Tumbwa twevanhu.Regai titofanosonesa maMatching African Attire enyu muri two achatopamama chete.apa he is cute kutodarika Holy 10 enda hako babes u nvr kno panoburukira munyaradziIsu tinot yakanga iri trap coz relationships yaHoly 10 naKim yakanga iri open uyu Chelsea vazvinji vedu takazomuziva ave nemwana.....akaita mwana naHoly achinatsoziva kut holy anodanana naKim😂 😂 😂 Ladies I see you muCS umu you were disappointed naSean ka 😂🤣🤣🤣🤣 makangofanana naChelsea wacho Chokwadi varume ava itsika yavo kutamba nemo

July 19, 2023

Jackie Ngarande And Pokello Hushamwari Hwakatopera Kusvika Muguva Ka Uyuu Vakananyotadziranei Havaonanani Kana Kumhoresana Vanhu Vaidya Mundiro Imwe

Pokello kubva paakapromotwa kuita mukadzi webarika akahi asiye vakadzi ava nenyaya yeclass and privacy of information. Ana Madamboss havangatambi naPokello iye ari muroora wemukuru wenyika. Ana Madamboss vanotaurisa uye ndeve kulower classJackie is truly beautiful especially when she’s quiet. Beautiful and elegant 💕💗Let her open mouth and talk haaaaa😂😂😂😂

July 17, 2023

Maitt Cat Family YekuSouth Africa Yonzi Marombe Chaiwo Donating Only 5 000rands For Mai Benyu Munonyadzisa

Out of mafans ese amai titi arikuSouth Africa ava ndivo chete vakakwanisa kucontributer when she needed help. Go mura Go!!Asi kuda munhu kwakutonzi unofana kuva nemari kni ,cuz seni handitorina mari inokwana ini wacho bt hazvimise kumuda Mura wachoKty go muraa hanzi takumupa mari hre ndezvepasocial media izvi nditadze kutumira mai vangu shuga pari ipo panobva makomborero ekty ndiwane mari kty ndakupenga hreBeing a fan doesn’t mean you ought to contribute,a fan is someone who supports or likes what you do.do not pressure people, only those who feel like contributing & can afford to should do so. Also don’t forget that the contributions were stopped !!!Ndopaunoona kuti people are just loyal to entertainment, but when things go south unoona moto wega..

July 17, 2023

Taona Paita Hondo Ketina Orwadziwa Tete Mildred Ndivo Vane Chimuti PaFb Akavaona Vapalive Anobva Atangawo

Ketsvina wane 2 days uchiti ukawona Tete Midhi vachiita live wobva waitawo ndawona mabayana tete vakati vachataura zvakaitika UKKwatete Midhu kurinani hakutaurwe zvinyadzi hautsvage pekuhwanda kut uterere kwete zveuyo anofunga kutuka zvinyadzi ndiko kwega kutuka inga wani tetez varikungokanda mabhazuka wani but zvinyoronyoro. But munhu achitofambwaKkk ndiye akungoda kuita ma live ega ndakazviona hangu manje Vangu vaneta naye kwangosara mapedzi anongotevereraTrue ini ketty ndakarega kumuteerera paakapedza nyaya dzachikiti these days kwakusvota same old zvituko

July 17, 2023

Zimbabweans Havasikufara Na Ngoni And Joseph Madziire Varume Vaviri Vari Pasilent Mode Nemarelatioship Avo

Varume 2 varipa silent mode about their marriages.Tingori hedu Mususpense nazvo zvindomundomu izvi zvakatsakatikira kumarimukaNdonhau dzekufira ana Mrs nekunzi hatifikuri hapwa But mumoyo makazara kutambudzika kkkkkkkk unhappily married series 1Rambai makanyarara kuti mwiii pple destroy beautiful things.Vanhu munotaurisawo Inga wani ndiye aitora video yekubuda muchipatara hanzi akazodzoka waniMhofu resembles virat wepa lost in love kuStarlife😂😂😂mukuzvionawo here mybee ndini ndega ndikuzvionaKana Ari Zimpraise uyo haaaaa uyo ndoinonzi ngozi zvayo , chokwadi anonamatei ,kuroora nekubva ati Ziii? I feel pity for Melisa ,isu kana zvichitinetsz kuzoti iye ! ZvaNgoni uyu anorwara chete kubva zvaamitisa akabva adyiswako nebrain zvese.

July 17, 2023

Swiden And Swagger Tumikono Twetsambarafuta Ndotwairehwa Senyika Takatadzeiko Hatimbotsanya

Tumikono twetsambarafuta nditwo twairehwa utwuTakatadzeiko nhai vedu kkkkk 9months dzakaendera mahara dai takarara tichimenya nzungu takawana mbeu yekudyara sure,izviii kweteKamwe kacho kanopfeka piticoti ine fundo ako kanondifizura ndikakaona ndenge ndakuda 2litres yemvura matumbu angu anomonanaChingito ichi choda unezvikwanisiro.apa vese they want to be like queen Tate.shame...zhara yega.ngavadzidze kushanda like other men.Ko tsoka yani zwayo but sviden dai arimukadzi muromo wake dai akatakura svumbu rebecheAka ndiko chaiko kamukono ke Mosquito 🦟 kkkkkkkk Kkkkkkkk Kkkkkkkk Kkkkkkkk kwaaaaa

July 17, 2023

Ngaambomira Kuraramira Vanhu Vasinei NayeOlinda Owundurwa Kulive Kwake Kuti Mari Yakapera Yaabira Vanhu Vema Co's Saka Asisina Nari YemaLawyer

Iwe OC, stop living for the public, you too old to be reporting everything on social media tokupa zvaunenge uchida kunzwa wopedzesera woti don't hotspot me. Yakaperaka mari yemalawyer coz hapana hotspot apo.Wapedzerwa hako kuLive naOC kuita kuwachiswa Ugoti apa haugone kutaura kwacho.Chirungu kuita kumhedura apa pikerere nacho😂😂.Chaunongogona kuti NEH.Pwaaaaaaaa😂😂😂😂😂😂😂😂Maritah Mariah love you more gal rega ndimbovatenderedza misoro vanhu ava mazungairwa🤣🤣🤣🤣🤣 pane vese hapana. Wandinoda except da one nd only our gal. You know hey gal wandirikutaura nezvake🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣warigona rekusagutsikana nebody yaro rikanochekwa mazinyamaWabay

July 17, 2023

Zimbabweans In South Africa Ndimi Munopesvedzera Swagger Mhama Munhu Ange Blambi Nebhora Haibo Kuripa Ngozi Ya Pegg

Ndimi mopesvedzera munhu mhamha munhu ane blambi imi itai mushe mhaniKwete tese tirikutosha varumwe Neruda kwake iwe woti mhamha vedu iwe ita mushe kuda kuita mukadzi ngaaende kumakichi ukousatibatanidzire weee👐👐🤣🤣🤣🤣🤣kamukono ketsambarafuta kakasarudza kutsvaga mari negotsi🤣🤣Mhamha vedu Swaga vatinoda tese pano vakabva kure mufunge.Zvinhu zvanga zvakaoma.Tinotenda vave parinani.Kubaka baka family ahoyi🔥🔥🥰🥰

July 17, 2023

Mildred Akaita Problem Yevanyengeri Maitt Vaitomuda Asi Zvekuti Achabudisa Marecordings Ese Zvakaoma Hazvo Tete Chimbomirai 1 Recording Rabuda

Midy akaita problem yevanyengeri yes Muraanechikwereti chake .but akambobaya live here achivatuka no.so this time vanhu ndofunga mazviona kuti Mura momuti heee ibenzi but kuti azobaya live achituka zvinenge zvabva apa.matamba mose zvakaitika zvakaitika so kuzoviburitsa ndokudiiMari inorwadza kushanda wongopa munhu, then orega kudzosa oita futi arrogance. Feli blocked tete mildred over and above owing her money. Instead of being humble, apologizing and talking to her nicely , akatovatsamwira kuti vavhunzirei mari yavo. She was throwing tumastatement twekuti mari yenyu muchaiwana pafacebook . Zvikiti zvikatuka tete ava kuvarembedza pano nekwamutoko. I am sure she got depressed. Now she wants to let it all out and possibly recover a few dollars pafacebook pacho thru stars and stuff , and the

July 17, 2023

Zimbabweans Why Stigmatisation Vanhu Vane Chirwere Olinda Makutoti Mukondombera Unonyorwa Mupassport Hatisadaro

Sorry ndirikuno Ku female correctional service ndapihwa fone 2 mins na WadheniKokana une HIV zviri necessary here to write it paVisa? Even kutonyorerwa kunzi REZA zvinoreva kuti musabata munochekwa, vakazvitanga rini vanhu veImmigration nekuti ini TB yangu handidi iziikanwe kana ndava pa boarder reDubai ne Harare😭Kana Uchida kupesana ne hama kana shamwari, itai madhiri ekukweretesana mari uoneVamwe tinenge tamuka tichiti nhasi toda kumboitawo serious nelife then booom chonyuka hacho chipoko🤣🤣🤣🤣🤣Midy akaita problem yevanyengeri yes Muraanechikwereti chake .but akambobaya live here achivatuka no.so this time vanhu ndofunga mazviona kuti Mura momuti heee ibenzi but kuti azobaya live achituka zvinenge zvabva apa.matamba mose zvakaitika zvakaitika so ku

537 538 539 540 541