Wednesday, May 06

General News

August 20, 2023

Stunner X Wife Dyon Arikudanana Nemwana Wa President Onzi Chenjera Kuzoita Zva Moana Nekuda Soft Life

So Dyonne Tanaka popularly known for being Stunners ex wife. Held a stunning lil birthday party for her lil sister Kelsea over the weekend it was a movie.Panga pakagezewa haaaaa chingozvionerai mega Zim zvaitori nesimbi shuwa ko vamwe sei musiri kuzvigona izvi😊😊😊😊😊😊😊       Big lesson havadzidze pana moana ini andichive life yemaslay queens moana paakafa akasiya hembe nemawig chete aiita basa rekuhire mota kubhilivhisa vanhu 😂😂😂We don't take unnecessary risks. Hona Kuna Moana.. aitipa pressure pa insta but takazoona akuvigwa kunge gonzo asina kana fit zvayo. Live fast, die fast     I’m curious though since ari munhu wataiona life yake ana Stunner, ko wats her sour

August 20, 2023

Zimbabweans Tinoda Jackie Anemoyo Not Ana Pokello Busy Kuganzira Vanhu Vachidya Mari Yenyika

I love Jackie, she has a vision. Not ana pokello basa kuita show off.we need vakadzi vane chiono Sana jackie.much respect Jackie     Degree holders vakazara kumakomba vanhu vachidai🤗🤗🤗🤗Kana usina dzinodhonza haungambohwisise zvikutaurwa najakie,,,,, murikunotsvaga mari kumapromoter akatotizawo nhamo muzim ko kana zvakanaka ngavaite zvema promoter emuzim 😭😭😭😭😭kureva kuti nhamo irimunyika havasi kuiona here       Chichi Rangwanni it depends dear.was offered a position ,a car in zanu, l chose to run away to an Arab country where l work 16 hours shift and not that much salary. I don't think about myself only so it depends       Powerful message from Ja

August 20, 2023

Ndidokuda Wakabdikoshera Muhupenyu Letter Lorain Guyo Expressing Her Love To Peter Dhewa Moyo

Sekuru words will fail me if I start explaining how grateful I am to have you in my life . May God continue to increase you and bless you .      Out of the jokes and social media you are an amazing person with real love .  I wish you nothing but the best .        May God put the right people in your life who gives you back the same love you give to others .        Happy birthday Sekuru Peter Dewa Moyo .

August 20, 2023

Beverly Sibanda Vanoisa Bhodhoro Kuzasi Kusikarudzi Bev Vave Kuitawo ZveZanupf

Muzunzi mukuru wemutaka mu Zimbabwe,Beverly Sibanda osimbisa bato riri kutonga re ZANU PF.Kutamba anotamba but daro uummm pari era ipapo akashepeka ndeuya wamunoti       Sandra Ndebele kkkkkSaka vanhu vatoribho nekusvitsa 40years usina kana kumbobata payslip 🤔Tsvee kufunga kuti saka mukabirirwa muchaitasei ndosaka D E akazoti ndiri kuzviziva kuti ndinodzoka😭😭😭Kana ana Michael Jackson vakudai asara wacho ndiani       Ava varikusvirisa mikosh*** yese yapera nekuita 180 🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼Bev iduzvi basa kutamba mumabhaw hnty kushaya mabasa oti pamberi nezanu itsagaUmmm kana zvakudai nevamwe vataifamba navo kubva kwase Kure vakutirasa

August 20, 2023

State House Yatove Mbare Musika Mbavha Mastreetkid Anotengesa Memory Cards Ana Tawaz Angoda Opinda Because Of Kutsvaga Mavote Ndozvichaita CCC Ihwine

Statehouse yafumuka  Ndizvo zvichaeadyisa ne triple Ccc confidence wakudziwanza..State House yangofanana neMbare Musika adaa apindaKkkÄ·kkk nevapfanha vanotengesawo mamemory card vakungopindawo mo Kkkk zvafumukaHamuzive zvamunoda.       Maiti Mugabe akashata nhasi ED ashata.MakajaidzwaAnamahobidobodo votsvagei ko kustate house 😂😂😂Tawaz mbiri yake ndeyekushata muno muZimbabwe.     Ko imwe ingava yeiNguva yamgabe kungonongedzera chete ku statehouse uri mutown waifa nekurohwa🤣🤣🤣🤣🤣,,, izvezvi kwaakungoendwa nembiti,, java, tawaz,,nekambavha ako ke nine months🤣, haa hakusisina chiremerera       Ma zimba musatamba nembavha iya unohwi java ndiye arik

August 20, 2023

Olinda X Wife Ya Tytan Onzi Dzarembera Zvino znysma Dziya Zvema Surgery Muchazvirega Henyu

Dzarembera zvino nyama dziye 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Dzichatorembera kudarika apa hasati atanga     Munhu1 here uyu🤔Masoja emumiri kana angori madhafu anongoita madhafu haungaite Slender By Nature ka NechigeroNdatomboda kumubvunza ndikati rega ndinyarare

August 18, 2023

Chipo Trouble Causer And Ketina Vonzi Music Yavo Kana Vana Ve Crèche Havaterere Zvanoimba Dzingori Nharo

Vose vave ma musicians 😂😂😂APA mavoice acho dololo Ma musicians ani?,,,, kana kucreche vana havaterere zvisina basa       this is why ma.celeb emuno asina kwaanoenda.shuwa unotorwa pics uina kettina akafumuka kudaro?? we dnt like kettina and we wil end up not liking u cos.unotambei nemhepo dzakadaiso.     Uyo chipo smile yake arikuratidza kuti akaperera and arikufara nemwoyo wake wese .....asi uyu ketina wetsoka dzisingateerere uyu arikunyatsooneka zvake kuti its a plastic smile🙄🤔🙌       Kutsvaga mari, munhu akadhonza chaunga anotaker advantage of that kkk vanogona kutowana mari nekusatogona ikoko nekuda kwechaunga ichocho kkkkMnhu anotengeser Kettina mafut ekubleacher M

August 18, 2023

Ginimbi And Shadaya Voonekwa Vachidzija Munhenzva Bus Vachinodhindisa Passport Vakomana Ava Vakunotsvaga Basa Joni Taiti Vane Mari Bus Rose Roseka

dhuma dhuma hangu namukoma Shadhayi navaGinimbi tichidhindisa mapassport kuSA side tauya kuzovhota       Ko vamwe havanyarare pa social media vachizviti vane mari saka pa boarder vanenge vachitsvagei.... Ngavatikwirire mabhazi vakanyararataitot shadhaya kunyora kwese n fb n Twitter anotokwira bhaz hahada fokofu         Asi mukubva kunotozvitorera mota yenyu mega here paDurban apo mkuru Ginimbi coz nelevel renyu paida kubhururuka kkS.African side papi pacho ipapa.Ko iro dzungu renyu mese izvo hamutokwanise kukwira ndege iro nekureba kwaro ako kaneFace inenge yeHarurwa kaGINYIMBI kakumanikidzira humbinga nenhamo

August 18, 2023

Zimbabweans WinkyD Usafe Wakatirasisa Kuita ZveZanupf Ndiwe Wega Muimbi Watinovimba Naye Maartist Ese Atisiya Pamhene Semafans

Nhai ma zimababwe uyo akafuma achiti pamberi ne zanu todii honai ma artist ese atisiya pamhene😭😭ko akazvoti aneta nekudzwanyirirwa ne zanu obva angoti regai ndiite zve zanu todii,yamboyedza to try to destroy him bt ambokunda mbinjana     ko akasvika pakuneta,Ko Mwari variko here kudenga vasingawone kt tatambudzwa ne zanu shuwa vana sikana vese opererera kupiwa hiv ne madhara ee zanu cz vakuda kurarama,vakomana vese kuita zve ma drugs       Pamunotaura kuti artist,leave this guy alone...uyu ndi god of all,brain dzake dzitori opposite nonsense ndosaka uchiona kuti he is always smart so as the brain,,,God's angel yakatumwa in a human form that's why you see kut masongs ake aakaimba was,zvakuitika now   #uyumusamufa

August 18, 2023

Tarie Na Martin Fans Complaining Ngavataure Neshona Chirungu Chavo Hachinzwike

Tarrie Na Martin maswera sei,hongu tokudai senyika uye munotigonera chaizvo ,ASI chikumbiro Changu ndechekuti madini Kuti pamunenge muchiita ma skit muitawo henyu muchitaura neshona Kuti tiwane kukunzwisisai mushe cause chirungu chacho chamunotaura hachinzwiki mushe mushe        Potai muchitaura neshona it's not a must Kuti mutaure English.       Im sure kutaura nechirungu Kuda kuzama Kuti ma foreign countries anzwe but chokwadi ndechekuti apana chavanenge vachimbonzwa ne the way yamunotaura nayo chirungu chacho and zvinobvazvatonzwisa nungo Kuti tipedzise kuona skit rachona ASI mukaita neshona chete zvinonyatsobuda mushe cause ku actor kwacho munogona zvekuti       Handisikukutukai ba kuzama kukuones

543 544 545 546 547