Content ipiko iwe netukirwo yawakaitwa naChihera kubviswa chimiro mickie akukura achazomaona malive iwayo nemukwasha wako tibvire Dza stress ka kufuma uchinyora matakanana iwayo.Tyra move on uyu imbiti murume asingade kushanda kudaroBut truth be told this guy has lost his dignity, even akati he doesn't care but chimiro semurume hasisina. Which men will not be bothered nepfekero anoita mukadzi wake, kuzunza magaro pavarume, nechihure chinotaurwa whether true or false but murume anotobatikana. It's either Ngoni doesn't love MB or akadyiswa zviri serious. His behaviour is not normal.Vanhu vanoti Mhofu haashande murikuzviwana kupiko imi iye aine company yake yefurniture. Zvimwe nyaraiwo mahatersInonaka hre nyika tine vanhu vanenge imi vanorwisa mereji dzevanhu kufarira madownfall e
Richiti shaya dzinenge mutserendende wema dzvinyu pfungwa dzakazara kumagaro ndosaka uchiramba uri upcoming artists kambwa face inenge b*che remusikana waqounfuzedAhisi mhosva Yake Brain dzri mu magaro so Kana kuine Zuva paanoregedzera Paya ndopaano mama KutauraFes inenge dhorofiyo uchiti zvimatako zvakazara matuzvi nekuda kwenungo dzekumamaUumm. Kabishuru aka kamurwere hona dzoro haaa gyz firita inonakisa munhu amana 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Problem iripo vanhu vazhinji varikujoiner zanu so that they can survive. Kuma election kwakaipa. It's 50/50 chance. It's sadEx husband wake akataura wani kuti murwere we pfungwa pandaona video yako kanorwara shuwa.Kana uchida kuvirirwa wazvimbigwa pasoshari media chingoti zanuThe comments
Ndokupera kwe content chaiko uku zvichembere Ana mbuya Masiriri nairo zikumbavha zvichembere Penemudhoto kuita 5 hours live muchipepa zimbavha Zigochani ziumaga risina kana sendi zvaro rombe repaFB. Mapera ka content dololo . Feli ari kuripira mhosva dzake achadzoka adzidza zvakawanda zvino mubatsira zvichamunjinja . Hamunyari kuramba muri teki teki na Feli mbuya Masiriri mukaziva kuti hamubikire sadza Mwari kumba kwako uno batsirikana. Apa mutoriwo zikumbavha makatori pikawo jeri racho. Jeri ijeri hapana zvekuti mine was muri zimbavha Google chaiye ane record yako Masiriri Uri zimu exconvict masiriri.Mbavha iri murejitsa ye America. Pavisi unotonyora kuti yes I’m an Exconvict saka same same .
Aaah zimukono retambarafuti ndiro raito abuser mura, just because mura cannot defend herself noe that way baba we gwembe awa wakutaura zvisina basa ... beside mukushaya content kaaah makuteerana nenyaya dzake iye asipo shameTinashe aive Abuser chero ukanzwa maitiro aanoita ari rude and bulie akungoda kutora advantage kuti mura haapo Tete midhu ukaona zvavasinga witness inhema chokwadi tingatochinzwa kwatete medhu kwete kwamudhotoAiregerei kutaura mai titi vasati vaenda kujere, inyaya yanhasi here yaangazouya achitaura side rake nhasiHe has started again with ‘ I am a Christian’ mantra 🙄 if he is a Christian how come the paragraphic verses disappeared as his problems with mai Tt??Muroyi pasi pezuva ndiye Tinashe Shrm hakuna mrume akaita soo mudzimba tinotuka varume kuro
Vodya keke mwana asipoMai bhwanya😂😂😂😂Ko kuzopfeka Fabiayano mai vakuru kudai chhiiiyiko nhay Mai BhwanyaaaaaaNhamo yeumwe hairambirwe sadzaKudzi Joe 🤣🤣🤣 mwana akaenda nedumbu raku kujeri
Continue to R.I.P baba Bonga nyika yoita mamvemveGumbo rikati no ndiri murume zvimwe zvese bhoo but gumbo iro rine zigorongaTichava mamisa avaa 🤞 ndopika na Baba vangu margarine vakafira pakati pe chingwa vaka vigwa ne tea🤞😅💔Saka muzimbabwe chingochani chava official zvangofanana nemujoni mugabe akazviramba izviZvino iye uya mukadzi akambonzi my wife anotii achiona baba vapfeka pink nekuzora lipstick
Iyi kapuru inokushayisai mufaro chokwadi, why can't you just give up on them mongoti ava tavakoniwa ava and you move on in peace âœŒï¸ Vafarira my comment please support me by following me and will also do the sameðŸ™ðŸ’›♥ï¸ðŸ’›♥ï¸ðŸ˜‚ 😂 😂 😂 😂 Ini ndozvandovadira vanokupai zvavanoda ivo not zvamoda imi yowe vanhu vepa facebook ukavatedzera unoguma wakuchikurubiChongondinakidza vanoraramira social media. Vakapiwa pressure unoona vakuita ka movement.Chero vakada attention, this man has been stripped of his respect and ego as a man. Hapana murume achamuremekedza...Ava vanotokupai nyaya makuda kusvika kumapena vobva vakanda joker havo 😀🤣🤣🤣🤣🤣🤣Mota futi kud
Chaive chikorobho nhy saka chakaitwa mop yechirungu here 😉😉Hmmm haasi Netsai uyu vanhu 2 vakatosiyanaMwari vanesimba anhu woyee Chikorobho chakachinjwa kuita GucciSavannah haidi kunwiwa nevanhu vasina mari yekutenga chikafu esp nyama 😋😂🤣🤣🤣vanhu 2 vakatosiyana ASI but anemota wakazvinzwa hre iwe ukasiya kupfuka unoyitengawo🤣🤣🤣🤣🤸🤸Ukutarisa neziso risina ruvengo unotoona mhino hasiriyehake
"Uyoo munhu anonakirana nemunhu wako kuzvida kana kusazvida" Dziva....Tambai mushe vakomana 😮😮😮😮Mongopawo stunner mbiri isina basa akutoswera achizvibigger netumapost tusina basa nxaaNdina ex wandinoda wekuti kana akati another chance ndoda zvangu bt chekuita hapana his married kkkkkkkkkkkk saka umwe neumwe ane ex wake wanoshuwira kudzokerana naye kkkkkkkkk saka OC ramba wakadzvanyaIni I have got any ex musatisiye tega henyu tingagosara tinokanga poto. Ndiye Anga. wandokangira hangu ex uyu amusi kumuziva Kuti anoita sei henyu
Varume vanoonza chokwadi ungazomboziva kuti ndiye Moira uya aingova flat chivuno chose? 🙆Ikozvino angova jaindi, kuita mafehlefehle chaiwo. Calaz Mwari ave newe.Olinda Ndiye chete munhu anosimba ari pamurume zvekutosvika pakunovhiiwa imwe meat 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Magaroo ekutenga awoo siyaimwana ayende takaipfura kwete zvekunyeba siyai bhanty rangu😂😂😂😂anotengeswep ko tinotengawo in mai tt's voiceMoira anedzungu izvezvi hapana arikuda kumuroora ndewe mastreets uyu