Saturday, March 14

General News

June 14, 2023

Maitt Fans Are To Be Blamed Ndimi Munoti Go Mura Muchimupa Pressure Mukadzi Uyu

Vanhu vanomuti go Mura hee anorema muchimupa pressure look what you've caused. She does things to please her followers kuti vagoti anorira now she's in trouble vamwe venyu still muri kungoti go Mura. Kwanai imi kupiko kwaanoenda. Kupesvera munhu zvinhu zviri wrong

June 14, 2023

Gilbert Maitt Boyfriend Abudisa 10 000usd Kuti Abude

Ehe Hanzi Gilbert abudisa $10 000 US dollars and Amai maketeni vabudisa $20 000 so ma tt vari kubuda mangwana ….

June 14, 2023

Zimbabwe Yese Yotenda Ketina Ndiye Aite Ma PP Arambe Huori Maitt Vasungwe Ketina You Are The Best Pasi Nembavha

All because of Ketina Ananiah ma pp akaramba kutengwa….. Sando bread of war …..

June 14, 2023

Mainini Wasu Maitt Housegirl Face Yake Kunge Munhu Arikunzwa Period Pain Vachienda Zvavo Konosungwa

Mainini wasu wasn't feeling well pamwe iperiod pain hamenoWasu face yacho kunge nunhu akunzwa period pain😂😂😂😂Wasu anga atori busy kufunga hake ma g-string aMura kuti nhasi anoyenda kuchihuree akapfeka ripi, dai naiyewo avharirwa vasungwa vamwe varara vari pakisimusi naye achingoti mazimhino seedhongi

June 14, 2023

Ma PP Akuramba Mabribe From Maitt Cause Leaked Voice Notes Ekwa Ketty Muromo Unoparira

Aftr audio iye yekuti ndaibhadhara Pp haaa I don't think pane achada kumira nenyaya dzake kumaPp ikoko vabudisirwe basa zvisina basa mhuri dzavo dzigoparara nenzara bodo plus vanenge varimo zvavo mumastreets imomu vachidinzwa nyaya dzakeVanhu vacho vakuramba mabribe ndipo pakunetsa.Ezvino vakufukunura mhosva dzake dzekare kuti hee akamborega kuita community service dzaimbovepi pese apa mhosva idzi? Zvikiti you underestimated Ketty but maAudio aKetty aye anga ari maone.

June 14, 2023

Izvi Zvakuda Vakuru Vanofamba NaJesu Amai Bwanya Makangoti Zi Why Musinganamatire Feli

Pakuda mai Bwanya apa namatiraika Mwana Wenyu munomuda Muchitsvaga clout nevanhu vanouya Kuchurch here

June 13, 2023

1 Down Maitt Kwasara Shamwari Yavo Mai Deco Inobira Vanhu Mari Isingazoite Basa Taneta Nembavha

1 down kwasara mbavha imwe iyi inobira vanhu ichitora mari dzevanhu isingaite basa Mai Deco your days are numbered uri kutera sahwira wako kujere maifurirana kuvhara vanhu chimbavha basa rekushandisa vanhu usinga vape mari zitsotsi …vakabirwa vose na Kristel namai vake nyorai1  

June 13, 2023

Vanhu Voti Dai Mait Vaorera MuchikurubhibSa Job Sikhala Aah Musafananidza Job Nembavha Imi

  Dayi kakaworera mukati saJob sikhala. Kambwa 🤣

June 13, 2023

Chatunga Mugabe Oti Donnt Borrow Money To Fund Fake Lifestyle Like Maitt Its Not Wise At All Munofira Mujeri

Chatunga Mugabe said don't fund fake lifestyle with borrowed money like maitt munofira mujeri vanhu vomutuka  Ko ivo hant vakuraramawo nepfuma yekuba. Baba baba yavo yaivewo mbavha gororoZvamurikurarama nekubira nyika wani kambwa

June 13, 2023

Maitt Spokesperson Said Hapana Jeri Raanogara As Long Ed And Zanupf Ichitonga Kanganwai Zvenyu

Uyu apana kwanoenda as long Ed achiri pachigaro kanganwai henyu.Zvikiti zvese mangwana handei ku court tinoita toyi toyi musakanganwe kupfeka regalia ina Ed

562 563 564 565 566