Kettina said Uripiko tinoroya usiku huno 🤣 Angel RueLove Ndakuuya wangu rusero rwanga rwapera peturu ndiripakati penyanza wangu ndosvika manje manje 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 ndimirire usabude ndisipo
Patricia Jackie said .Kety you are our national treasure 🤑 💰 wagadzirisa nyika zvanga zvanyanya.
Olinda olinda why kunyepera kamuchacha munhu we 130k rands ndamubata mugroup bring munhu akufonera iyeye tinzwe nyaya yake ndirikuuya live even if I am fighting with kamuchacha I will not lie or kubvuma nhema kamuchacha have nothing to do with your victims tipewo munhu akuisira meseji ngaabudikire.
1Ko iwe mhosva wainwa ma cocktail ese Ari 2 sei chi chakadaro 😱🙄🙄🙄 asi wakanaka hako ... Ndokudira kuti unoda Mai vako.
Mabrijo is slowly replacing Michael Jackson 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Zvino aibva batsirai mwana uyo asati aunduka kumeso.
Kaface kakaita kumenywa nestress. Rest from social media Feridhongo 😅
Mwari vanoisa vamwe vanhu mulife mako kuti vanyatsokuburitsa zvauri chaizvo chaizvo..Mungarambe sei zvikiti mugoita noise inengei asi chokwadi chaicho ndechekuti mungori in denial😂😂😂 .Mukadzi uyu ane hutsinye and magumo acho muchaanzwa zvenyu.Ketty ramba umire pachokwadi and senyika yeZimbabwe we thank you nekunyatsiratidza vanhu zvaari muroyi uyu.Ramba wakadzvanya Ketile.Zvimishonga zviya zvoputika.One munhu atonhodza kiti😂😂😂😂Dznagoonharo.
Ndakazvireva kuti unenge watengeserwa uchinzi uite mahips wanike wave nemhasuruChangamire is 'Fattyful' 🤣🤣🤣🤣 Chitopiwa macontacts naOlinda because because very soon unenge wakuda kutapudzwa iwe😂😂😂wazarisa, wawandisa 🤦chiruoko kuita sedumbu raEvidence kudaro. Basa kuita pamuromo uchitadza kuita maexercises ugadziridze nyama dzakungoenda nenyika idzi. Chibenzi🙄
Mai Dzabu🔥🤌 kastep kemunhu asina zvikwembi💃
Kana uchida kuona kuti dzungu aribhadhari study life iyi ikozvino anzwa nekuUnboxer ma fake designer vamwe vachidya cavier MU first class vakananga pa Dzubhai. Life inoda pole pole so kuti upinzwe machena.