SAMA Festival UK was on fire. Zvanzi bata, chimwana ichoo...Vanhu vanenge vatone hama...like ana sekuru nana bamnn ...bamkuru seni...bcz ende futi .... anyway as long as she is happy🙌🙌Regai Ngwere akazvivharira mu toilet ku Harare airport Whose daughter is this ? Baba ve benzi havana rufaroKunenge kwakunzi kwaive neZiteteguru renyu raitamba risina kupfeka ndiwo mweya wagara pamwana uyuNdizvo zvakarambwa naSilent Killer izvozvo kuenda kunoona zvakadaiVakadzi muri kutinyadzisa chii chakadaro ndiko kufara kwacho hereKune hama here dzakashara kumusha
Kuita mbiri hakutane, uyo atomuka aku Trenda ne video rake rekurova mukadzi. That video is traumatizing, especially mwana achichema kudaro, guys. SAY NO TO DOMESTIC VIOLENCE WE SAY NO TO DOMESTIC VIOLENCE!! Only weak men do that. Tsvee kurovana nevamwe kubhawa wakuuya kuzorova mukadzi, pamberi pevana futiNo deserves kurohwa ..mapushire amaita video iri maita senge mune daka naChitate...Dai anga ari mukadzi arikurova murume vakadzi mungadai mukufara muchiti shiri yabvuta rekeni and am sure admin mungadai musikuisa mamwe mashoko ekuti tifunge kuti mune pesenari naChitate.... Kurova mukadzi is wrong Kurova murume is wrong
Marabha's family failed to collect the body from mortuary because of the medical bills Please Zimbabweans let's try to help with any amount you have Will bring the details soon But mari yatinoona Regina achi poster iya angashaya kubvisa $20 zvayo paumwe wake waaibata naye, its not believable. Koiyo arts industry zvayo murikutiii nazvo.vanoda mari yei fty munhu wacho afa ,kurara pasimbi or mapuranga emuchipatara chete ,cz hapana kurapwa apa kwaakaitwa ,vadii kuti munhu kana afa vokanzura ma bills acho ,ko dai ararama zvaisvika kupi?Bill rekubhadhara zvimibhedha zvine wire dzinobaya varwere vasingatopiwe mishonga akuna magumbeze akabooka zvakaoma
It breaks my heart till my soul cry “”Marabha Is No More passed away around 4 am in the morning”””💔💔💔 We both Admitted at harare hospital ward B7 inini bed 9 iye bed 10 tese tikurwara am in pain he is in pain but we could have our laughing moments sharing food with him cause iye hapana aiuya nechikafu so i decided to step up and cover the gape for him cause i felt his pain When we woke up every morning he could ask “”””Sahwira wangu Tadya here Tikudyei and we both laugh tiri mumarwadzo imomo”””” Kana nguva ye visit yasvika anobvunza Sahwira hama dzedu dzauya here inini ndopindura in pain sahwira wangu dzauya asi nhasi urikuwoneka ne ham
Life is painful,Mwari ngaatibatsire it's painful.Kapfupi muregerereiwo zvake anotove nehobho zvir kutomunetsawo pachake akutotamburawo plus haas Mwari aikwanisa kuponesa Marabha ,inguva yaMwari hazvaigona kumanikidza nguvaVanhu ava kubva kuna regina marabha kapfupi hutano hwavo sei hwakafanana chii chaiitika kuma drama uku i come in peace Zwaari kuto perawo kapfupi wacho eish ..tongoti zorora murugare marabhaHakunawo zvipatara zvavo here zvava nonotorera mapiritsi,chimwe chikunonotsa team roziikanwa iri kunwa inhau dzekunotorerwa mishonga unoswera waiswa pasocial media uchitambidzwa magaba papharmacy.Inotova discrimination yatinoita ie ipapa tatoita conclude his HIV status.Kuti achizoenda ak
Wandirwadzisa umwe wangu wandisiira rondapamoyo may your soul rest in peace MarabhaMungangotii rest in peace zveyu ma sister bt munhu iwe na nasekuru vako hameno ndimukoma hr kapfupi bt maisanakirwa namarabha now days manga makungomusiya hameno ma family Ish amanga makutaura
Chipo Trouble Causer Anochema Nevamwe Otaurawo Kuru Kwa Marabha Zvarwadza Kani Kozvigure NhaimiiiðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ Magona Shugeta Regina kapfupi ndiwo ma celeb aenda kunhamo chero vasina kuenda vakabata salt chikuru vaonekera
Ths guy never got something from wht he worked for,he had a only sour life encounters.May your soul Rest in Peace Marabha Entertainment industry yedu yakadhakwa this guy was a star bt he was living a hectic life We need decent managers who can help our artist to sustain them selves even when they are not able to act Gringo was forgotten Kapfupi marabha And more are goin the same wayukaona uchinakidzwa ne music yevanhu 2 ava something wrong with your brain kana usingaone kuti vanoda Rehab kuita kwavo kwakafanana , it was not a surprise kunzwa kuti Ngwere ahwanda mu toilet atoita check in murwere uyu anoda medical attention
My condolences to the family of Marabha. Rest in peace,young brother.Ths guy never got something from wht he worked for,he had a only sour life encounters. May your soul Rest in Peace MarabhaEntertainment industry yedu yakadhakwa this guy was a star bt he was living a hectic life We need decent managers who can help our artist to sustain them selves even when they are not able to act Gringo was forgotten Kapfupi marabha And more are goin the same way
The dancehall singer Silent Killer popularly known as Ngwere, failed to fly to UK because of a dream. “Silent Killer refused to board a UK-bound flight because he had a dream it would explode. He locked himself in the Airport toilet.” said Fred Matenga of Y2K Promotions Ngwere was supposed to perform at the UK SAMA Festival UK this Saturday. He was reached for a comment.ukaona uchinakidzwa ne music yevanhu 2 ava something wrong with your brain kana usingaone kuti vanoda Rehab kuita kwavo kwakafanana , it was not a surprise kunzwa kuti Ngwere ahwanda mu toilet atoita check in murwere uyu anoda medical attention